Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Iro zita riri kutaura rega hanzi Pfidzisai😅😅😅😅😅
😮😮😮maitairei imi zitete repakona rinoputsa musha wemwana wehadzvanzi
Mazvita henyu Mambo kutonga kwenyu kwakarurama Raramai nguvarefu. It shows you dnt tolerate nonsense mudunhu renyu. Well done❤
Shaya dzemkomana bhoo here. Kuita kunge Zhingatropus waCharles Darwin
Mambo Makope kamubvunziro kavo kanonakidza ungati kutamba asi vanenge vachitogadzirisa nyaya zvikanaka. Zvinokudzwa mambo
40 dollars pamwedzi kuri kudiwa pfuma 3 100us apa mukadzi ane nhumbu kkkkk mufana wanguuuuu uchapinda busy
Mukomana wakapusa uyo nxaaaa ndosaka achiitiswa navatete vake
KwaMambo wakanyepa unobvisiswa mbudzi mbiri Thnx mambo tete vangajaire zvisina basa ava
Very pretty ama2k
Mbudzi dzaripiswa Tete dzaifanirwa kuenda kuna Cristina or one kuna Mambo one kuna Cristina
Unopazirwa imba natete negodo pamwe vana vavo havana kuroorwa,tete ava vaida mambo Nyamaropa haaa nhasi vaichiona kkkk kupazirwa imba nevaunoti hanzvadzi yababa vako.
Kurerutsirwa kudayi pakuroora vanhu ava vanonamata ava. Vsna mwari mufesi ngaasapesaniswa nemunhu wake apo wakapinda wangu.
Tete monyadzisa......imi muripamurume wani
Kunge varikumanikdzwa vese zvavo vari mudare
Kkkk simuka mukissane as if iye ane waakambokissa
Mambo ava vanobvunza ma questions akadhakwa
Pfidzisai and unopfidziswa 4 real
Apa panyaya iyi yaida nyamaropa aivapedzera
Tete imboko ava havana kumbo kwana
Vanga vachiti uri Hove!!! Mazita aya ana Pfidzisayi so😅
😂😂😂😂😂😂
3morths munhu akutoda pfuma ummmm shandai tezvara musaite kunge mukutengesa mwana gate away
chief ava haaaaa
😂
iiiiii gys fuma yacho yakanyanya kuwanda
Pfidzisai 😂😂😂😂😂😂
Kutaura naye semuzukuru muchiti munhu hure tete kwanai imi muri munhu mukuru
Pfidzisai akupfidzisa muroora
Rocky ava kuonekera.
Urikudiwa kudare kwamambo makope
Naiyewo Christina kokuzoda chituta chemurume
Love is blind 😂😂😂❤
Taurihwa iwe
Jealous aunt
Mukadzi ari kuda murume wakea20k
Tete muroyi chaiye
Mukadzi nganake aah ngangosiyaka murume wacho akapusa uyo
Osiya murume iye anenhumbu imi moda aisepi mwana iyeye
Mukuda akujoine kumvana
Chikomana chakapata ichi big time
Uumm this mambo bodo
Asikana 40us