very true,atosiyana nana Robert or ana Andrew neshamba.she interupts a lot and looks down upon people. Anodzikisira vanhu zvisingaite.Anosheedzerei vanhu if she doesnt give them the platform kutsanangura zviri free
Tilda anoda nyaya and haabatsire vanhu chakaipa chii kuti ataure kuti mhuri ye Zimbabwe ndibatsirei. Anokurumidza kukata vanhu kana vachitaura and kana vari vadiki like this disrespect yacho mahwani just because iye Tilda hasn't experienced all this at least usapikisa but listen and musavamisa kutaura veduwee
@taongamafara6295 aah tatozvi jarrah,yes she does a splendid job but she doesn't seem to take criticism well coz if she reads the comments,she should have made some adjustments by now.😊
@fatimangelekele taura hako 💯,I thought this story sounded familiar from b4 thought when it first came out and afterwards this family had received the help they were seeking the first time they came to the studio,nway zvisineyi I hope they get the help that they are seeking for.😊
Tilda anodheera,She always interrupts kana munhu achi explainer..Rhis guy explains well but munhu akumu interviewer ane dzungu dzungu
Zvinhu zvamai ngazviende kumusha kwazvo ngozi yacho inopedza mhuri😢😢😢😢😢
Pliz Tilda wait for the person to explain so that we can understand his/her story ,, You're asking too much,,end up as unnecessary interruptions.
Sei uchi blocker munhu kutsanangura
Tete tilda mmmmh sometimes munodzikisira munhu agara ari down
Tilda dai atoenda kupension aaaaah kuchenama ndi head mistress
Exactly
very true,atosiyana nana Robert or ana Andrew neshamba.she interupts a lot and looks down upon people. Anodzikisira vanhu zvisingaite.Anosheedzerei vanhu if she doesnt give them the platform kutsanangura zviri free
Tete tilder bho here
Tilda anoda nyaya and haabatsire vanhu chakaipa chii kuti ataure kuti mhuri ye Zimbabwe ndibatsirei. Anokurumidza kukata vanhu kana vachitaura and kana vari vadiki like this disrespect yacho mahwani just because iye Tilda hasn't experienced all this at least usapikisa but listen and musavamisa kutaura veduwee
Umm Tilder interrupts a lot.
True,she interjects unnecessarily
@taongamafara6295 aah tatozvi jarrah,yes she does a splendid job but she doesn't seem to take criticism well coz if she reads the comments,she should have made some adjustments by now.😊
Nderekare video iri vavanani these days vakachinja manje
She is very rude
She does that coz of time
Adzokorodzwa ka ichi
Ehe nhy vana vatoshaya rubatsiro ivava
Tilda should improve pliz esp pakufumga kuti ndiye ane yese jus cz ndiye arikuita chirongwa chete ayas
Yakabuda kare wani
tilda is right this guy is not aggressive with the issue hautare paphone zvinhu zvichipisa or kumirira kunzi mukuru
Endayi kwamambo sekuru havadi foni endako
Chokwadi govai hembe
Repeat kaiyi
Ehe we watched this one, l think muna April
@fatimangelekele taura hako 💯,I thought this story sounded familiar from b4 thought when it first came out and afterwards this family had received the help they were seeking the first time they came to the studio,nway zvisineyi I hope they get the help that they are seeking for.😊
I thought the same too
Repeat fut
ķo zita rinobuda panumber dzamakatipa nderipi
Tete tilda is not sympathetic at all she’s a bit rude and not good presenter. I feel sometimes she favours other people and others she cuts them off
This one is about to loose viewership coz of her arrogance