THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP12 PROMO (VAKADZI VANOSVIKA KUMA 50)
Vložit
- čas přidán 12. 09. 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 9 Episode # 12 KADOMA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our CZcams Channel: czcams.com/users/ch....
Saka iwe vawakabvisa humhandara varipi nhasi uno😂😂😂😂😂😂🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
It's silly and uninformed to presume every/many men vane vavakabvisa umhandara,regardless of kuwanda kwemadzimai.
Ko kana asina?
Baba abo ndivo umwe mukono wetsambarafuta 😂😂😂
😂😂😂😂😂
😅😅
😂😂😂😂yah wazodi setsa😂😂😂
Amana ka 😂😂😂😂😂
😂😂 vanhu vakatsonga mikono yetsambarafuta😢
Hanzi vakatanga kuita mabororo. Kuita vakadzi vanosvika fifty. Can't wait
It’s Baba for me hanzi face yacho yakati rebei soo and vese imhuri yema demonstrations 😂😂😂😂
Baba awa bho. Here hanzi yakareba haisi ye round kokuti mukadzi yaisawa mhandara 🙌
Zera racho chete rinotaura zvisina basa zvakaoma
Haaa mai nababa mableaching master . Bota family woyeee sei mazokirosana ini ndichisvika .
At least this one will compensate yeWednesday, handidi peace 😅😅ndoda hovhiyo
But ye Wednesday yaive boe kkkkkkkkkkkk😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂
Vanhu varikuzvi bika skin Ava Yohweeeeee 😂😂😂😂
Kunge wakadirwa cooking oil inopisa
Can't wait for the Bleaching family 🔥
kkkkk lol dead you killed me
Face yake haisi yeround yakati rebei so 😂😂😂
Pamwe mwana waMadhuku
@@mzee5533 madhuku wedu uyu here 😁
Can't wait 😂😂😂 ukaona murume wonzi aita vakadzi vanosvika kuma 50 umm haasisiri baba vemumba atoriwo zvake murume wevakadzi venyika yese 😂😂
Chimbwa chemusango chinofamba chichitevedza mabhini.
Wekwa marange
blitch masters
😂😂😂 bleachmore
Baba namai Bee( bleaching) manyama 🤣🤣 😂😂😂 can't wait
Kkkkkkkk wandipedza
Iwe wakanyanya 😂😂
Kkk violence ka iyi
😂😂😂😂
The comment I knew would be here- but mataurirwo.. wandipedza 😂😂😂😂😂😂
Mango inotsvuka yakura😆nekuhono woo ere anhuwee😂😂😂😂
Bota family waiting woo
Ummm chirikupisa ichi can't wait 🔥😁
The list of mabororo is endless kkkk cant wait
Kufifty can't wait 😂😂😂😂
Haa ko imhosva here mwana kufanana nematateguru
Can't wait...capetown siyai malikes pano
😂😂😂😂haaaa tichanakidzwa
Haaa varume surrender 🙌🙌🙌🙌
Mabororo akatotanga apo mukoma vakatora gura kuisa paden. He will know no rest. 🤣🤣😂
It's kungokirosana nemi apa ndotonzi mangamuchitaurei 😂😂😂😂😂can't wait for this one
Can't wait guys 😍
Iye akati kutsvuka kunaka mwari ave naye
The bleaching episode 😂
Ma comments 👐🏽😂😂😂ahh
Mudzimba makawoma umu .
Gegegege hayaa
Bleaching mom and dad ,couple manyama todii nevarungu vedu ava nhy Bota Family ,makanda evanhu vanodya Cerevita
Can't wait 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Skin for the pipool... kuzorerana kugaba rimwe(skin manyama)
Kkkkkkk ende fut kaa 😅😅😅
Can't wait
Kanyika kedu kakatakura mabasa 😂😂😂😂😂😂aaah
Munhu chaiye anosaita can't wait bota family
Yoooo DNA ichatinzwisa zvakawanda
This guy is soooo sick in mind! Mhandara ? Ko iye aive mhandara here
Cant wait
Face yake yakatirebei😂😂😂😂😂😂
😂😂am now addicted, ngaiuye
😂😂😂😂😂😂 can't wait for this one
Days drawing nearer "kamukono ketsambarafuta" loading...........
I can't wait for that one 😅😅😅
Mukono wetsambara futa inouya rinhiko waiting
Waiting ✋
Eiiiii this one Ziyakhala wahala yoooooh meats are standing perpendicular inside the pot 🤣
Can't wait pane kakuchengera apo 😅
Zvakaoma zviri mudzimba
Face yake yakati rebei so 😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥
Kamukono ketsambaramafuta part2😂😂😂
Iiiiiii hanzi face yakati rebei kkkkkk. Dai akabuda ariwavo
😂😂😂😂😂hubamkru hwarambiwa gogo huyai munzwe
😂😂😂😂😂😂 can't wait
Waiting😊
Ndazviende mberiii 🔥🔥🔥🤣
Wangu mukoma 🤣🤣 kuziva chokwadi hakuna kumboipa wochengeta uchiziva asi zvikanzi ndewedu motoripa maiguru vangu mombe chaiyo
Vano svika ku ma 50
Kungonwa mvura chete kkkkk can't wait
Can't wait to see
😃😃😃😃😃Ndakuto rara pano ini
Sei mazopesana ini ndichisvika😂😂
😂😂😂can’t wait
Imi tipei episode yatirikuda kani😢😢
😂😂😂ndaiziva yamuri kuda yakanzi July
😂😂😂😂
Mangwana svika !
Ma bleachers manyama daaaamn
Part 2 pfeee kamukono ketsambaramafuta😂😂😂
Chiunzai yemumoskeni nhai vaMugabe😂😂
Bleach kuvanhu 😊
Kkkkkkk haa to the people zvokwadi
😂😂😂😂😂
Hanzi ndakamutora asiri mhandara haiboooo
Team yeAmbi 😂😂😂😂 kutsvuka zvekuita red kkkk
Kkkkkk kunge wachabuda ropa
Rakafita kuita team Epworth kkkkkkk kwawanda turume turume twenharo
Kabenzi kamukono ketsambarafuta aka Kano shusha mhani nxaaaa
Muma marriage mune moto munoitwa maborovoro😂😂😂
Mukadzi asiri mhandara anonetsa kuvimba naye chokwadi
Baba Bishu manyama😂😊
Ko kakono ketsambarafuta muchareleaser riinhiko full vedio yacho????
Yakanzi coming July 😂
July wngu
Ndatononokerwa ma1 aya 😅
🎉
Ahhh 😂😂😂 surrender. I am not missing this one for anything…
Can't wait 😂
Bleach gangsters 😅😅😅
😂😂😂😂😂
😅😅😅Ndechemumba
Kuita co operative chaiyo
@@tafadzwamadzima4010😂😂😂😂😂😂😂😂😂
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ndaseka hangu ini
Can't wait to watch this one
aaaa murume uyu kaaa zveumhandara hwaamai tinei nazvo ndosaka achizora mafuta ekutsvukisa
Pfungwa dzababa ava dzinenge dzakadhakwa dzinofunga nemubhurukwa
Sei mazo crossana ini ndichisvika 😂😂😂😂
Team bleaching iyoooo
Ummmm 🤣🤣🤣 mumba macho ihondo
Pakashata.
Hanzi face yake haisi ye round yakati rebei🤣🤣
ndokumbirawo kuona face yacho vaMugabe🤔
All face bleaching 😅😅 pakashata
Inga yenyu face yakarebawo wani baba imi😅
Endless zvipande😂😂😂
Kkkk kuzora mafuta family yese
Zvehumhandara zvine bsa rei iwewe vasikana vangani wawabvisa humhandara ukuga navo vese hre
Ko kana pasina waakabvisa zvinoita basa here?
Panenge pano bleachwa apa bambo namai
Tamirira baba 😂😂😂😂
Murume uyu haana mukanwa ndiWomanizer chaiye. Nesuwo vakadzi kwadzinorobwa matumbu ndiko kwadzinomhanyira aaaa zvakaoma
Baba varkuita vachipinda mugaba risiri ravo pamafuta apo😢😢