But asati ayendesa mombe mambo taikumbirawo kutangwe ne DNA coz unogona kuroorera vamwe chokwadi moyo wangu waramba kuti mwana ndewake nyaya iyi inoda ma stages
Things are changing pa mwana wako or wa Mai vako Mutemo uyo was not there all are along but chakazokonzera i Number yevana vakanga vachifa vane Pamuviri ndopakadzikwa mutemo uyuu nguvaaa yese iyi Mutemo waiveko ndewekuti mwana akabatwa Chibharo here or vakatenderana iyezvino hakuchina kamutemo kekupenga ikoko kna wana Iwewe kuita mutemo iwoyo do it for daughter or you sister uwone kuti iwe baba vemwana hausungwii here
Mupfana iwewe maenzera vana ibad😂😂😂😢
Best mambo ever
Haaa ama2k 😢
But asati ayendesa mombe mambo taikumbirawo kutangwe ne DNA coz unogona kuroorera vamwe chokwadi moyo wangu waramba kuti mwana ndewake nyaya iyi inoda ma stages
Munoona mhosva idzi dziri kukonzerwa politics nhamo yawanda muvana anamambo gadzirisai vatungamiriri venyika mugooona kuti munotonga nyaya dzakadai here
Yaaa ndiko kuti mhosva yacho iite ichidzikira ndiko kuti vanhu vatye ukaona vana vari below 18 unotamba uchiziva
Sexmore manyengavana
Gegegegeg
Mamboo munogonaa zvekuti dhemeti haaaaaa thank you so Much Mambo vangu magonaa zvekuti dhemeti
Havasisiri vana vadiki ava 15 and below things are changing
What do you mean things are changing? Mambo vanoshanda nemutemo wenyika unoiti anyone below the age of 18 is under age.
Urikuda kutosvirawo vanha here nhai
Things are changing pa mwana wako or wa Mai vako
Mutemo uyo was not there all are along but chakazokonzera i Number yevana vakanga vachifa vane Pamuviri ndopakadzikwa mutemo uyuu nguvaaa yese iyi Mutemo waiveko ndewekuti mwana akabatwa Chibharo here or vakatenderana iyezvino hakuchina kamutemo kekupenga ikoko kna wana Iwewe kuita mutemo iwoyo do it for daughter or you sister uwone kuti iwe baba vemwana hausungwii here