Johane Masowe Nyenyedzinomwe Hanzi Vanhu Vako Vazhinji ndirikuvabika 🙌 Akataura Ega

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • #masowe #varikuyambukavachinotora

Komentáře • 3

  • @Kunjalo-nje
    @Kunjalo-nje Před měsícem

    Hameni Girori! chokwadi ngachitaurwe..Chinamato changa chakuda kuenda kumawere nenyaya yevangezi varikuda kuti manikidza kunamata nenzira dzakapesana nemirayiro yaMwari. Izvozvi nyika hatichachengeti sabata sezvinodiwa naMwari nekuti church yega yega ine mitemo yayo and most of them yakapesana nezvido zvaMwari Baba vedu sekudzidziswa kwataitwa naMozisi . Asi tiri kukunda...verengai pana Revelations 12 yese. Ngatitungamidzei miteuro tigare tiri muru Nyararo..Isu tese vanhu vatema tisu chaivo vana va Baba Abhurahama saka hatirwi ne nyama ne ropa. Uye isu tine Machinda eDenga aMwari vapenyu...chisungo chimwe chete chifadza Piyo, neruzhinji rweNgirozi...tisatendere kupesaniswa nemuvengi...Zimbabwe tese tiri mhuri imwe chete, tino kudza Mwari saka hatidi bishi. 1 Peter 5:8
    Be alert and of sober mind. Your enemy the devil prowls around like a roaring lion looking for someone to devour.