Baba Harare-Generator(Official Video)NAXO Films 2019

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 27. 08. 2024

Komentáře • 1,1K

  • @samuelopokunti1946
    @samuelopokunti1946 Před 3 lety +307

    Enjoying it from Ghana 🇬🇭 West Africa ,Mugabe first wife's country . Much love . We are one

  • @RuwaropaMamos-uy1xl
    @RuwaropaMamos-uy1xl Před 2 měsíci +5

    Ndinonyanyochema ndikafunga kuti baba Harare vakati vakuda gospel zvino ISU tatova nherera dzisina mubereki

  • @rhodaali4074
    @rhodaali4074 Před 4 lety +538

    Ndini ndatanga kuona baba Harare ndipeiwo ma love 💕 nemalikes angu pliz

    • @clivecaz4928
      @clivecaz4928 Před 4 lety +3

      Much Better than "Highest Score" ma love nema likes apo

    • @rhodaali4074
      @rhodaali4074 Před 4 lety +3

      Augustine T Rwanga hezvo zvatanga neni here

    • @alicemupotsa7736
      @alicemupotsa7736 Před 4 lety +3

      Wanga wasvika nguwai Ali

    • @rhodaali4074
      @rhodaali4074 Před 4 lety +1

      Alice Mupotsa ndiri team baba Harare pavakangonditi ndapinda ndikati regai ndimhanye makazens asati asvika kkk

    • @alicemupotsa7736
      @alicemupotsa7736 Před 4 lety +1

      @@rhodaali4074 ndazvona uri team chairo ramba wakadzvanya ipapo nababa harare

  • @ngonichiwaridzo3679
    @ngonichiwaridzo3679 Před 4 lety +16

    With the current situation in Zim ndiyo music yekuterera iyi unenge uchingospakwa chete. Famba Ngonii

  • @joackimkabingo4735
    @joackimkabingo4735 Před 3 lety +76

    The way I like this song though I don't understand the language in it,only God knows!!
    Much love from Uganda!!

  • @attybae3235
    @attybae3235 Před měsícem +5

    Saka baba haa makutotisiya zvino tosara nani kujiti😢🎉

  • @tendaimandizvidza6782
    @tendaimandizvidza6782 Před 4 lety +8

    Mubvunzo wangu baba Harare vane mukadzi here because jive yavo ka munoiona sei

  • @lovenesskonde3936
    @lovenesskonde3936 Před 4 lety +10

    Vanovawanepi vakadzi vanoshaker avo baba harare kwaaaa

  • @fungainzala7163
    @fungainzala7163 Před 4 lety +43

    Baba Harare to the world. Watching from Quito, Ecuador. Latin America approves

  • @neyotonisi6970
    @neyotonisi6970 Před 4 lety +151

    Baba Harare kumberi ....ndian angandipo ma likes

  • @CHIBABA85
    @CHIBABA85 Před 4 lety +25

    Mkadzi wemunhu anotamba achidai soo💃🏽💃🏽

  • @mufadzinkomo6659
    @mufadzinkomo6659 Před 4 lety +24

    Baba Harare never disappoint, hanzi ndini ndakadya muramba 😂😂😂😂

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Před 8 měsíci +4

    Ndanatsoona jive yairohwa mukomboni yarohwa nevamwe sisi. Unonatsoona kuti vakachimaster.

  • @mandybleatcher7965
    @mandybleatcher7965 Před 4 lety +4

    ZIM IN USA LV APPROVES.....MORE LIKES ..NDO MUSIC IYI CANT WAIT KUDZOKA KUMUSHA KUXMASS NEKA MHRE WEHUMAMBO 2019 YATANGa

  • @user-jm5sz7pr2m
    @user-jm5sz7pr2m Před 2 měsíci +3

    07 june 22:23am still here haaa baba harare vandonditira hanc like my comment if ucifarira baba harare ndidzoke pano ft wezhira wanc Masvingo❤️❤️

  • @charleslotara
    @charleslotara Před rokem +18

    It's funny how I got to love this guy's songs after leaving Zimbabwe. Love from East Africa...

  • @silencemwaxy5938
    @silencemwaxy5938 Před 10 měsíci +13

    3 by 3 bro we love you 🇲🇼🇲🇼 still listen this hit 2023🙏😊

  • @polycarpokafor3853
    @polycarpokafor3853 Před 4 lety +29

    Sending love from Nigeria 💞😍

  • @evelynemuzvidziwa4226
    @evelynemuzvidziwa4226 Před 4 lety +11

    Who needs zumba classes when music ya Baba Harare uchipisa mafuta

  • @bernardbebe5093
    @bernardbebe5093 Před 4 lety +16

    Songs that make you forget all stress yemunyika medu. Makumberi baba harare, keep the dancers burning...

  • @moeketsimushayakarara4487
    @moeketsimushayakarara4487 Před 4 lety +41

    Wave baba Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼®️®️

  • @SimbarasheWagoneka-tw8yk
    @SimbarasheWagoneka-tw8yk Před 3 měsíci +10

    2024 am still watching ndipeiwo malikes pliz

  • @eliasteddyteddy23
    @eliasteddyteddy23 Před rokem +2

    Baba Harare Jiti ndeyenyu ,no one will take this pure talent of yours kana Passion murora vekuAmerica anokuziwa kuti muri muridzi veguta

  • @MG-bq4fg
    @MG-bq4fg Před 4 lety +10

    Baba Harare ndimi muneyese musanyeberwe .When I come to Zim I'm going to attend all of your shows !

  • @FredrickKayombo-jz2gs
    @FredrickKayombo-jz2gs Před 5 měsíci +26

    🇿🇲🇿🇲🇿🇲 2024 am still dancing

    • @rebaikuyeri3804
      @rebaikuyeri3804 Před měsícem

      Listening to it now 🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲

  • @josephbyishimo4831
    @josephbyishimo4831 Před 4 lety +8

    Powerful song thx Chibaba I'm proud of you " kana magetsi aenda bby wangu i generator zveshuwa.

  • @nestermuronzwa9283
    @nestermuronzwa9283 Před 4 lety +1

    Jiti muzik ndizvo chaizvo Baba Harare apa wo magonesesa I 'm just loving this song and the whole video zvese bhoo😍💚❤💙💘💗💖💕💕💜💛💓💞💟❣💚

  • @congoboy9626
    @congoboy9626 Před 3 lety +38

    I watched and listened to this song for the first time 3 days ago sunday 23 Mays 2021 on the bus from johannesburg to Harare and i fell in love with the guy right away. He really made me laugh during that frustrating trip

    • @gina8435
      @gina8435 Před 3 lety

      What happened on the bus

    • @rue3575
      @rue3575 Před rokem

      Zvisaitike tirimo isusu mubhazi 😂😂😂😂otherwise tingatobatidza generator😂😂😂😂

  • @ashleymajoni7516
    @ashleymajoni7516 Před 2 lety +54

    Let's be honest guys you keep coming back to this track neh even in 2022 still rocking 😃😃😃😄😄😄

  • @clemencemagutah9318
    @clemencemagutah9318 Před 4 lety +38

    Kuisa like before watching mondidiiiiii takutokutii BaAfrica kkkkkk

    • @pheobeforomah5934
      @pheobeforomah5934 Před 4 lety

      clemence magutah @@@@aiwa baba America ndovega vakabva kuAfricah wakasvikononzi babaAmerica

  • @binwellberiat
    @binwellberiat Před 4 lety +20

    Ba Harare never cease to amaze.... With love from SA

  • @kwanelenaledi9810
    @kwanelenaledi9810 Před 2 lety +8

    Kudos to Maselo and Naxo munobata basa guys....cn't get enaf of listening and watching Baba Harare's music ❤️❤️

  • @missishe6321
    @missishe6321 Před 4 lety +28

    Baba Harare makapenga!! I'm all the way in Asia and I'm dancing to this song ...thank you for making us feel like we back home even when we are miles away 😊

  • @globeExplorer365
    @globeExplorer365 Před 4 lety +21

    Ini hangu Australia 🇦🇺 next show ndoda kuona Baba Harare over JP or vese. Pamberi neJiti

  • @nanazana1
    @nanazana1 Před 4 lety +15

    Zvauriwe ufambe uchiudza vanhu--------

  • @marymaboti240
    @marymaboti240 Před 4 lety +1

    Yaaa shuwa Baba Harare dzenyu mbanje ibrand ripiii iri ,,, ndakutadzai

  • @SharonGandari-ou8he
    @SharonGandari-ou8he Před rokem +5

    2023 I m still here Zimbabwean giant Baba Harare

  • @zvikomborerokapuya3716
    @zvikomborerokapuya3716 Před 4 lety +36

    Jiti musik to the world, an Afrocentric version of Afrikan art

  • @vincentjere5642
    @vincentjere5642 Před 4 lety +1

    Nice song baba harare ndiri pa Zambia ndanakirwa God bless you

  • @alfredmusundire1071
    @alfredmusundire1071 Před 4 lety +3

    Kubva nhasi wava baba buhera harare haina munhu ange iwee haaaa dhemeti asika vakadzi imi mwari ave nemwe dai aiziva ndozvamuvhaitisa magaro ayo dai asina mbokupai

  • @hardmansigodho4759
    @hardmansigodho4759 Před 4 lety +5

    Zvazvibaba zveJITI izvi, welldone Baba Harare

  • @chibabachacho457
    @chibabachacho457 Před 4 lety +17

    zvimwe zvese mungataura henyu asi 2.48 is the sole reason i keep coming back.... dance plus serious yakarohwa navatete vakapfeka black ine ka "that"... not the most beautiful but id hit that

  • @priscillachinzou3916
    @priscillachinzou3916 Před 4 lety +1

    Gegegegege pidigu dhiiiii negotsi makumbo mudenga tuweti chururu. Dressing yenyu baba harare yandipedza strong ndimi mega munayo

  • @shuvaihwara3640
    @shuvaihwara3640 Před 4 lety +8

    Loads of luv baba harare ....watching from western cappa

  • @convenorjohnyohane1419
    @convenorjohnyohane1419 Před rokem +4

    Enjoying this in Royal Britain, life. Miss this thinking of Xmas dancing to this all nyte.

  • @tanakatakawira9720
    @tanakatakawira9720 Před 2 lety +28

    2023 I'm here, still vibing to this anthem 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼

  • @nomsamanos3329
    @nomsamanos3329 Před 4 lety +1

    Moimba henyu zvinyadzi but ndokufarirai love you BB Harare

  • @deborahgano8557
    @deborahgano8557 Před 4 lety +2

    very entertaining, I like the way he says ndozvinoita mukadzi wemunhu or murume wemunhu because kare vaiti mukadzi wemunhu haadaro.

  • @ayandablessing4277
    @ayandablessing4277 Před 2 lety +4

    I love Baba Harare I can't wait to see in April my Favorite artist ❤️❤️❤️❤️❤️

  • @dellankaviza6003
    @dellankaviza6003 Před 3 lety +7

    wari kuona this on COVID 19 siya waisa kalike

  • @EphraimSyalema
    @EphraimSyalema Před 4 měsíci +4

    Watching from Zambia I like it

  • @samanthahaisoswi7027
    @samanthahaisoswi7027 Před 4 lety +1

    Vakadzi vananiko Ava nhaimi kkkkkkkkkkk surrender baba Africa makanyanya nomore baba Harare this is the real highest score

  • @vimbaiclaragee3046
    @vimbaiclaragee3046 Před 4 lety +3

    Aiwa anoziva kuti baba Harare vakanyanya vanokusimudza pawakagara Isa malikes

  • @vikelaupdates4536
    @vikelaupdates4536 Před 4 lety +3

    Suit yababa harare ipeiwo maLove nemalikes

  • @keithoracle
    @keithoracle Před 4 lety +1

    ndokumbirawo fon number dze generator rine black dress iro... kkkkkk baba harare to the world haaaa ndanakwa yoooooo maaad tune. the video is on repeat ...

  • @edsonalfred4793
    @edsonalfred4793 Před rokem +2

    hoza hoza baba harare mogona chibaba

  • @LadyGee9303
    @LadyGee9303 Před 4 lety +7

    I just like baba harare.His music entertains me a lot

  • @bridgetchitoro7776
    @bridgetchitoro7776 Před 4 lety +94

    I am here for ba Harare six pack😂😂😂this is Highest score lekker

  • @eniolachidnma3517
    @eniolachidnma3517 Před 4 lety +1

    Ndafunga ndiri kuchipawo...good one baba hre

  • @jamesmpasiri5288
    @jamesmpasiri5288 Před 4 lety +1

    Ndezveikoko baba harare nemuromo hapana ini zii chipo ndechako hama

  • @osborncharuma3321
    @osborncharuma3321 Před 4 lety +30

    baba harare to the fullest if yu also agree wth mi press like

  • @zvikomboreroamini1326
    @zvikomboreroamini1326 Před 4 lety +4

    Haa team yacho inotamba shame umm ndapakutenda 👊👊👊👊👊👊👊👏

  • @dannydembetembe1191
    @dannydembetembe1191 Před 4 lety +2

    Inini hangu Baba Harare vanondigonera 👌👌👌👌👌👌👌👌👌👌👌👌👌👌👌👌💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯

  • @chantellematsheza5921
    @chantellematsheza5921 Před 4 lety +1

    haaa lit baba harare kip the fire burning ..... haaa beat bhooooo strky ...vidz kwakumberi

  • @dianasigauke947
    @dianasigauke947 Před 4 lety +12

    Ndukudawo kudzidziswa kutambisa magaro kudaro
    Vakadzi avo ndovabatakupi

  • @erikmujuru9197
    @erikmujuru9197 Před 4 lety +56

    This is Zimbo sound manje. Kwete high score! Good job dhara

  • @mickyfiremusicinternationa5415

    chero ukanzi Sekuru Zimbabwe no problem .Nicely done .

  • @Mbalenhlemeganmajuba0809
    @Mbalenhlemeganmajuba0809 Před 2 lety +1

    One person akaratidza Jah Prayzah kuti rara wakasvinura ziso one. Murikufamba mukoma

  • @kingmamboza3890
    @kingmamboza3890 Před 4 lety +3

    Ndirimo mutop 10 pakuona video. Famba Harare.

  • @truelychadoka2528
    @truelychadoka2528 Před 4 lety +6

    Hahahaa Baba Harare malove hobho katatu kasingagumi sando kwamuri

  • @mollielaisa8426
    @mollielaisa8426 Před 2 lety +2

    Mwari ane favor🤣🤣🤣🤣aaaaa evamwe kusheka kudai

  • @032119795
    @032119795 Před 4 lety +2

    Ndizvo zvandinodira baba harare munogara mune ma Christmas presents

  • @alicendlovu5172
    @alicendlovu5172 Před 4 lety +59

    Hit a like fr the lady ane skirt yeblack nd white

  • @ruemissm6800
    @ruemissm6800 Před 4 lety +150

    Who ever designed that saga suit... You're a genious 🇿🇼🇿🇼😍

  • @gailmasinire8856
    @gailmasinire8856 Před 3 lety

    Hmmmm 👐👐👐👐 vakadzi avo kaaaaa chaiiiii can shake welldone baHarare

  • @kudzaitheophilusmabiza2616

    Nyc one baba Harare pamagate munotikwadzaa

  • @halfpintofpleasure1083
    @halfpintofpleasure1083 Před 4 lety +3

    Lyrics and ma jive kwakakumberi 🙌🏾 more fire!!

  • @nashma6325
    @nashma6325 Před 4 lety +5

    that Zimbabwean version of the vhoshoo jst killed me! lol!

  • @misheckposo2255
    @misheckposo2255 Před 7 měsíci +2

    Am enjoying this guy's songs I love them so much from Zambia

  • @user-mp1ye5zr2s
    @user-mp1ye5zr2s Před 10 měsíci +1

    Baba Harare muri kuseri ndapedzaaaaaaaaaa🎉

  • @amsamiekayzee8096
    @amsamiekayzee8096 Před 4 lety +3

    Highest score chaiyo,jiti to the world
    Ndinoda kureurura ndafarira six pack renyu

  • @tanakadhambudze9866
    @tanakadhambudze9866 Před 4 lety +16

    Chimwe chisaskami patani chinonakidza so..the video is on repeat 🔂

    • @mkosinyoni1145
      @mkosinyoni1145 Před 4 lety

      its art and its how interpret it , ha ha ha kunzima . thats why you see a lot of viewership to the vedio, . perfect !!!

    • @marlvenndachengedzwa6234
      @marlvenndachengedzwa6234 Před 4 lety

      @@mkosinyoni1145 i agree with you ,its a very creative video!!

  • @lettyhan
    @lettyhan Před 4 lety +1

    MaGenerator aya angori mahumba mahumba kuita kutsotsonywa

  • @munyashamediataking_dreams2160

    baba Harare to the world muri nyanzvi yenyanzvi i respect

  • @annomanyanda2733
    @annomanyanda2733 Před 4 lety +6

    Baba Harare mune musikanzwa

  • @kgagisosiyabongamoyo3112
    @kgagisosiyabongamoyo3112 Před 2 lety +10

    This guy is doing nice dance moves, i cant even knw Shona but this guy will make learn shona

  • @chitanisambikani7401
    @chitanisambikani7401 Před 4 lety +2

    Always smiling when watching your vedios chibaba che capital city ,big up ,keep the fire burning , we r in you in our prayers so God can give your flame more life

  • @joshuajuniornkosi2030
    @joshuajuniornkosi2030 Před rokem +1

    baba harareee plz am Malawian I love your music one day I will visit you

  • @mummykheswa115
    @mummykheswa115 Před rokem +5

    I love this song, keep on doing great music ♥️🙏🇿🇦

  • @Rajvlad
    @Rajvlad Před 4 lety +16

    Auckland approves!

  • @abiulermudiye7107
    @abiulermudiye7107 Před 4 lety +2

    Bba Harare ibasa kkkkk. haaa vakadzi varipo can dance🤗

  • @enockmutenha5426
    @enockmutenha5426 Před 4 lety +1

    Asi mudhara uyu ka ayas nda surrender🙌🙌🙌

  • @joelchibele3976
    @joelchibele3976 Před 4 lety +3

    Am behind you baba harare watching from Zambia

  • @libertysumai7809
    @libertysumai7809 Před 4 lety +175

    BaHarare stonyeni wanenge wanozoinyanyira😂

  • @kelvinchauke1572
    @kelvinchauke1572 Před 4 lety +1

    Baba Africa kuseri sorry baba Harare 👊👊👊👊

  • @user-sm9mj7ss1e
    @user-sm9mj7ss1e Před 8 měsíci +2

    Zimbabwean giant much ❤

  • @fidelisnechibvute1159
    @fidelisnechibvute1159 Před 4 lety +7

    Changaan bag iroooo rinokwana genarator 😂maaaad ngoma baba salisbury

  • @charitychigumira9436
    @charitychigumira9436 Před 3 lety +10

    It feels like home being here. It takes away all the stress

  • @berube871
    @berube871 Před 2 lety +2

    Yakazorohwa takubuda muBoat Cruise paLake Kariba. Munhu wese goed back to jive just to remind each other that it always ends during the boat. No TAKE-AWAYs zvauriwe ufambe uchiudza vanhu

  • @varistinashe3150
    @varistinashe3150 Před 4 lety +1

    Our Zim flavour boy kwete zvokunyepa uya