THE DYING SUBTILTIES OF ZANUPF .. WE PRAY THAT SOMEONE OPPOSES ALL THIS AND BRING THE COUNTRY TO ORDER. ..SOME OF OUR LEADERS ARE PRESENT IN THEIR ABSENCE. KUNETSA KWE ZVUNHU.😭😭😭
In 2024 the country is desperate to be moved on into the Morden world of economic success and development not old recycled politics after politics... Hondo yakapera kare..gone are the days of cheap propaganda and worshiping....this is rubbish last thing Zimbabweans..VANHU VANETA NUKUNYAUDZWA PLEASE
Mudhara anogona uyu love u baba
Thank you spoke person.
Happy 44th anniversary Zimbabwe 🎉
THE DYING SUBTILTIES OF ZANUPF .. WE PRAY THAT SOMEONE OPPOSES ALL THIS AND BRING THE COUNTRY TO ORDER. ..SOME OF OUR LEADERS ARE PRESENT IN THEIR ABSENCE. KUNETSA KWE ZVUNHU.😭😭😭
Umphlope
Kanyika kedu kanonaka boys
Second republic tinotenda zvikuru
ZW @44. Now high time to leave the game to new blood.
Wonderful
❤❤❤
Gateway
Unoshaya kuti munangagwa mumusoro make chinomunakidza chii Ari muchimota icho...achitwa kunge mwari....
Kkkkk😂
That unnecessary respect is killing our country
Haa ini hangu handingadi bsa rekudriver chimota ichi, kk imagine mhepo dzekwako dzikabata gumbo rako ukachigwinha president akamira kkk pako pakuperera
Emason kberi
What do u have in 44yrs of freedom accept them . Rudhende kushandiswa chete muchingonyengedza 5 yrs after 5 yrs kusvika wafa uri tsuro yemubhuku
This is superb
Rubbish tsvina idzo
Zim irikumashure chaiko kupemberera kunge hameno vana SA havaite so
In 2024 the country is desperate to be moved on into the Morden world of economic success and development not old recycled politics after politics... Hondo yakapera kare..gone are the days of cheap propaganda and worshiping....this is rubbish last thing Zimbabweans..VANHU VANETA NUKUNYAUDZWA PLEASE
Do they inspect infrastructure decapitation 😅😢😅
Hanachokufarira zvakadakwa izvi vasina pfungwa dzisina kukwana vasingazivi independence dzataiitq kare. Its a shame on you.
kupemberera nhamo nemari isingatengi kana fuel.
😂😢😮😢 mbavha dzauraya nyika
Zvidhara out vechidiki in 2030 tinetichipo hendei vadhara out vechiduku in not chiwenga bodo😢😢😮
quality picture guys😔
Ko iye akazodzidzisa mnangagwa kupfeka maboni boni ndiyaniko ndiye akaporonga zvinhu zvese
Kkkk😂
Stupid president mnangagwa and Zanupf
Mhata dzenyu munoremekedza mhondi yomunhu iyo
Humambo hwekumanikidza nxaa
Pamhata.pawo.vanhu.vese.vezanu
Kkkkk😂