Ana sekuru ava munovarumbidza musati masvikako mukasvikako muchatiudza chokwadi kuti kutsvaga Mari ini zvangu ndakamhanyirako ndaona vabatsira mukomana we 7years achipenga asi uuuu hama dzangu ndakangonosiya Mari chete chakabuda hapana ndakatonzi ufuna chani iwe
MaZimba soo.Kushaya zvekuita here?Siyai sekuru vabatsire mhuri iyi in privacy.Kuzara kudai ndopanouya mbavha apa mozobira vanhu.For such large crowds the police need be informed for orderly conduct.My belief is freedom doesn't mean disorder, chaos, and such wild behaviour.The local leadership should make it clear if you are coming to see behave or get penalised.Vanhu musaita kunge mhuka!Zvinonyadzisa kuita lunge mhuka!
Huyai mu watsapp channel yedu Vazukuru
whatsapp.com/channel/0029VaetEIdInlqJlbqQjr0N
Tauya my favorite kule.ndokudaiwo kumba kwedu kwa Mutare uku tashupila nekufa kwevanhu gore negore musha wakutopera😢😢😢
Sekuru tingatsvagawo mariko muye kwa Mutare mhuri yatopera mwari woye.apa tine umwe atori srs
Titireiwo zvamuri kuitirwa vamwe kani kuti pachena sekuru vangu😢😢
@@mesiMutepfandichauya muzukuru
@@mesiMutepfa tasvu
I luv sekuru Kanengo zvekutodaro...kwete vaya vaiti Kanengo anorombesa nxaaa
Ndinotenda nerutsigiro rwenyu Vazukuru kana usati wa sabhusikiraibha ita sekudaro muzukuru usajambwe nezvakawandaaa
Bwino Sekuru
Sekuru mweya wangu unoti Dai ndakuonai zvangu zvinobva zvaita,pese pandinoona muchibatsira vamwe musoro wangu unotema asi ndikatora fembo ndinobva ndapora
Basa ngairohwe asekuru nyika isunungurwe
I wish dai ndinemari ndichibatsirwa wo idambudziko rangu trikufa zvinorwadza mumba medu chete munhu kufa achirutsa dhodho nemumuromo hre 😭😭😭😭
Much luv Kanengo❤
Kanengo handina hangu nemuromo naye zvanhasi, ini ndanga ndafambira zve mhuri yangu asi akabata zve zve muzukuru wandakachengeta akafa zvandisina kunzwisisa....ane kusagutsikana plse huya inbox akamutaura ne zita, big up Kanengo handizive hangu kuti mudzimu, chikwambo, svikiro or chii asi paneni akaona, ndotenda Kanengo
I like this sekuru havazvikudzi
Batai basa sebasa sekuru Kanengo, ndinokudai
I surrender myself sekuru zvamanje manje you are the best in zim basa kumberi 👏👏👏👏
I go to both Sekuru's but sekuru kanengo himself vatori ne love ❤️ pa feya not social media only evn his team vanobata vanhu bho
True vane rudo plus hava pride
Mukosanjera ndiye anogona izvi kwete kanengo
Ndomafungiro akowo iwe isu vamwe toziva kanengo achiita basa
❤❤❤❤❤❤❤ Kanengooooooooooooòo kkkkkkkkkkkkk king of journalism Mukoma Ribooos tinotenda
Thank you sekuru nekuunza nyaya iyi pano, tanga takamirira tichida kuona kubatsirwa kwemhuri iyi
I always stand by sekuru kunenge he knows what he did
❤❤❤❤❤❤ kanengo woyeeeeeeeeeeee
Surisai vanhu tateguru kana vachitaura taura
What do you mean
Sekuru madii makandirwadzisa kubva zvandakabhadhara mari yangu last year hamusati mandibatsirawo
Itoita kufona or kuendako direct
Dai uriumwe waibataRobert ndye angagona kuubatsira
Varoyi ishiti dzevanhu vafumureyi sekuru
I ❤ your song Moyo yavo yakaoma
Sekuru kanengo tivimba nemi batai bsa
Haaa izvi hazvina kundijekera ini apo zvazvichida mukotsanjera izvo mukasasiya magadzirisa apo muchaurayisa muzukuru uyo
Ana sekuru ava munovarumbidza musati masvikako mukasvikako muchatiudza chokwadi kuti kutsvaga Mari ini zvangu ndakamhanyirako ndaona vabatsira mukomana we 7years achipenga asi uuuu hama dzangu ndakangonosiya Mari chete chakabuda hapana ndakatonzi ufuna chani iwe
😂😂😂😂😂😂😂@@SinothileCharezva
@@SinothileCharezvawapedza
😂😂😂😂😂@@SinothileCharezva
Kkkk saka makapindura kutii manje
Asekuru Kanengo to the world
Sekuru matakanure mhondoro yenyika munogona sekuru keep on good work
Sekuru manyama , batsirai vanhu sekuru Kanengo , mwari ngavakuitirei zvamunoda sure
Hokoyo naSekuru Kanengo
Sekuru Matakanure ❤
Watching from Namibia 🇳🇦🇳🇦 pamberi nebasa kule
Keep on doing great job sekuru kanengo
Ngoma yekwedu kumusha ❤❤ waching from 🇺🇸
Well done mkoma Robert, sekuru katanurai basa iro ❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🇿🇼 voyeee
Takati madhuku machena hatiadi mumatare ndoo varoi vanouya vakapfeka izvozvo
Sekuru Matakanure itai bsa ❤❤
Sekuru kanengo batai mhondi dzinochekeresa vanhu
Sekuru itai basa❤❤❤
Sekuru vangu masvika zvatopera soo
The power of Kanengo❤
Mamuka cey sekuru kanengo and team
Tamuka muzukuru
Bhutsu vabvise kana vakuridza mbira ❤
After lawyering ndiri kunoita roya-ring. Kudos
Ita bsa Kanengo ❤
Zvakangokosha kutenda sekuru nemabasa enyu amnobata...dai mwari vawedzera makore akawanda vanha vevhu vabatsirwe🙏🙏🙏
Big up sekuru well done
Huyai mutisunungurewo sekuru mafamily medu
Mukuru magadzira mushah
Sekuru munobata bsa zvokurevesa ndirikuuyavo neyeduvo
Vanhu vakutoita kuroya as a hobby. Tinenge tichiti vari kuenda kusowe iye achiziva kuti it's a hobby of witchcraft😭😭.
Imwowoyeka ewoni
Basa munobata sekuru asi nguva yekuridzwa kwembira irikuwanda zvakanyanya tinenge tichida kunyatsonzwisisa kurikuenda nyaya
❤❤❤❤❤❤❤❤Kule basa sebasa
Watching from S.A ❤
Kkkkkk asi pane arikuona arimugomo here
Kanengo sekuru ava vanogona basa rawo vanoita basa sebasa
Bwino
kanengo anopedza rambai makadaro sekuru
Yes sekuru endai mberi nekusunungura vanhu
Good job sekuru
Sekuru Kanengo simbi yebasa
Kanengo ishasha ❤
Magwenyambira enyu vanogona kuridza dzepasi
Kanengo for life
🙏🙏🙏🙏
Kwedu kune mkadzi akafira pasowe asi nyaya yacho inotyisa
Fonerai mukoma Robert vanoyitevera
uummmmmm
Tinotenda mukoma Robert nekubatsira vanhu mechivaendesa kwaana sekuru
Musazoisa magitare please. Rambai muchirova mbira yakadaro
Itai basa sekuru sekutumwa kwamakaitwa wedenga aripo pakukurwirai
Bwinooo
Dai ndaivapo ndaitaura zvandaon panambuya vatema
😂😂😂😂😂😂
tasvu anobata. Walemba was not a joke
Itai Ekedhi auye sekuru, takanurai sekuru Matakanure
Haa ndakamirira Go back to Sender kuna Ekedhi...Ekedhi huya upedze nyaya dzako
Mashave enapfeni haungamanzwisise munhu atikutaura igudo iro tarisai mafambiro aaari kuita noise yemakudo kkkkkkk hazvinzwisisike zvemashave emakudo kkkkkkkkkkkk
Mamuka cey sekuru Kanengo
Bwinoo
Mangwanani sekuru bsa se bsa takamirira
Bwino muzukuru
Ndirikunama hre Oone@@sekurukanengotv
Bwino
Ekedhi imhata akaurayisa hama dzake
Tiripo tiripo mangwanani kumativimana enyika kwamuri hama neshamwari😊
Bwino
Sekuru wedu,
Kanengo anopedza basa
Taneta nevaroi sekuru ,.
Ko Rose ndiye ave muturikiri here ,pamwe ndirikuresva kuona
Watadza kuona muzukuru
Hokoyo hei wakomana munhu haafi sehuku
Sekuru munogona basa
Ummm paiva pakashata kaa apo
Pasi rakasenga iri hama dzangu. Togarawo sei hey
MaZimba soo.Kushaya zvekuita here?Siyai sekuru vabatsire mhuri iyi in privacy.Kuzara kudai ndopanouya mbavha apa mozobira vanhu.For such large crowds the police need be informed for orderly conduct.My belief is freedom doesn't mean disorder, chaos, and such wild behaviour.The local leadership should make it clear if you are coming to see behave or get penalised.Vanhu musaita kunge mhuka!Zvinonyadzisa kuita lunge mhuka!
Sekuru vanopedza maspots ndovatemba
Kuzadza musha nevanhu kudarika Java akatadza kuzadza stadium
Oh my soul😂😂😂😂😂😂😂
Kikkkk mandinakidza
Sekuru matakanure chibaba
Nyaya yacho yakutopera pasina chabuda
Ndopasina zvavafambira apa ...kutaura chokwadi
Ko zvamatokanganwa zve mhuri yamafambira
Munowanza kuimba and less action. Panozoita sense pane noise. Kuita kunge tauya ku show yaMkanya😂😂😂😂
Ekedhi dai anga aripo angadai adaidzwa nemushonga
Good sekuru thats why we lov yu❤❤❤❤
Bwino muzukuru
@@sekurukanengotv imari havo yandisina ASI shungu dzangu dai ndambouyawo
Mudaidzei nemushonga Ekedhi
Sekuru kanengo batsirai vanhu tatambura
Zvokwadi sekuru munoita basa Mwari ngaawedzere mazuva nyika isunungurwe tarwadziwa veduweee
Munhu haaurawe sehuku
Ekedhi uripi
Makasviona pa you tube
Zvapapi
Muroi ngaaone moto
Zikomo zikomo sekuru
Bwinooo
Fama naro matakanure
Ujaira kuona ngozi uchhitwa naMukotsa ukazoona ichiitwa nemumwe munhu unoona seisiri kuitwa zvakanaka
😂😂😂😂😂
Taura hako ava ĥavanyatsoita chaizvo zvatajaira kwaTsoka
Ngozi inoda Mukotsanjera anopedza ma sports
Vanhu awafanane vose vanobatsira ASI maitiroo awanoita anosiyana
I wish I can say something bt ndirikushaya pekutangira
Koo weku budirwa uyu haana dzimwe hembe here besides tshirt iyoyi
😢pamwe vanoita kt apfeke isinganyanyobata tswina
Kumba kwedu ukoo
Ekedhi ndiani kkkkk iiih aita mbiri
Bamunnn vemukomana akashaya
Pabatwa basa apa munhu haurawi sehuku