Mbinga Yangu Yakanditi Idya Ropa Rako Reku Per!od Ndikadya

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 09. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Komentáře • 20

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 2 měsíci +1

    Dai ndiri zvangu ndakada hangu ndakada Chirema changu nekuti unenge usina stress Kana riri Bonde ndinoriita ndiri ini pane kunzi idya Ropa rako reku mwedzi nenyaya yekuda Mari chete ummmmm zvakaoma zvino Hungave hupenyu hre ihwohwo wekudya Ropa rako rekumwedzi 😫😫😫😫😫😫😫😫😫😫😱😱😱😱😱😱😱

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Před 2 měsíci +2

    Dai ndirini zvangu ndakatoda Chirema ndoziva kuti ndewangu ndega. Uye ndenge ndotomuchengetawo zvangu pane kuda Mari yausina kushanda. Shuwa. Hezvo wakasangana nazvo.

    • @oliviakutsira356
      @oliviakutsira356 Před 2 měsíci

      Ssy vakada soft life hapana rudo apo

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Před 2 měsíci

      @@oliviakutsira356 hapaña apo ini ndikatowana murume anotove neproblem yake Ane rudo zvake bho

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před 2 měsíci +1

    To the first Confession : enjoy your life ,nako kudya zviropa zvako izvozvo uu😭😲😲

  • @Chiherachashe2909
    @Chiherachashe2909 Před 2 měsíci +1

    Muri muroyi imi veutsinye kusanyara mukadzi mukuru nxaaa

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 Před 2 měsíci

    Uyo mukadzi ndisatan pachazveka

  • @sindy308
    @sindy308 Před 2 měsíci

    #2 mainini muri muroyi kana pasina akambokudzai munoto neshave racho rakadzika matende pamuri

  • @VioletCharry
    @VioletCharry Před 2 měsíci

    Utori muroi neutsinye hwako but one day hamba ichasangams neane demo utsinye hunopedzwa neutsinyewo

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 Před 2 měsíci +2

    Its not true love.sis vakada mari.itai henyy mhiko dzenyu

  • @tre642
    @tre642 Před 2 měsíci +1

    2 kukara mari apo vana vachitambudzwa nemupurwa

  • @charityhwara1653
    @charityhwara1653 Před 2 měsíci

    Uyu huroyi chaiwo hazviitwe nemunhu ari normal

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 Před 2 měsíci

    Unehutsinye nekuroya futi.remember kuti pane nguva yazvichadzoka.revenge is always sour

  • @tre642
    @tre642 Před 2 měsíci

    Last uri muroyi musatanist chaiye , wakashata zvekuti. Unoda brain and heart operation chaiyo verenga shoko tendeuka

  • @lorrainemangwiro
    @lorrainemangwiro Před 2 měsíci

    Makaoma amai vehutainye avo maiwe mandityisa

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn Před 2 měsíci

    3rd uri muroyi chaiye yowe Satan

  • @Grace-gn6mu
    @Grace-gn6mu Před 2 měsíci

    Taura mwana unoda kuziva bba vake

  • @Mimi-td9st
    @Mimi-td9st Před 2 měsíci

    Your story is not consistent, wamboti matwins now wakuti mwana one????

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 2 měsíci

    Zvigokupei zveHutsinye unofa usina Chauinacho Shame unofa Uchitambudzika shuwa kuita tsvina opa vanhu kuti vadye🤮🤮🤮🤮🤮🤮🤮🤮🤮

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl Před 2 měsíci

    For the love of money you are dehumanizing yourself hauna kukwana ndosaka wakajoina satanism 😂