George apinzwa chikoro na Mbuya. Let's stick to our ancient way of doing things. Africa has gone astray from religion, loosing it's Spirituality, customs and accepting western customs that have defiled the land of our ancestors. This is great VaVharazipi Dzidzo kuvanhu
Agroecology is the way to go. Strong seed systems are key in ensuring food security at household and community level. Thank you Zimsoff and Ziya for such a powerful message.
I dont think George is wrong type of farming iri kuitwa na mbuya is only applicable if you are a peasant farmer. Haivake nyika you can't do away with modern fertilizers and chemicas kana uchiita farming as business. Hatidyare chibage chemudura nyika inopinda nzara
Good good acting guys keep it well bye General L U Nyaku Pamamonya ipapo
Thank you team. Vapinda kuHuku dzedu Mbudzi dzedu, Mombe dzedu plus Nguruve zvose zviri kuporongwa
George apinzwa chikoro na Mbuya. Let's stick to our ancient way of doing things. Africa has gone astray from religion, loosing it's Spirituality, customs and accepting western customs that have defiled the land of our ancestors. This is great VaVharazipi Dzidzo kuvanhu
Seed heritage achieve,muudzei George uyu mbuya Mai John,haana chaanoziva,haana Munda uyu😃
Hooo inozvara 🤣🤣🤣🤣🤣 vz vz
Nhasi kwakanaka Mbuya kuwirirana na V.Z asi dai zvangoita dzimwe 2 mins chete zvaisimudzana chete kkkk
Farmer's knowledge and experience is the best go go go team
🤣😂haungamborashiki kwatabva nako vz kaa,l love you team wezhira .
Great insights sabhuku nambuya. I really enjoyed. Keep up the fire great minds
Splendid Mbuya your explanation was spot on....Guys am proud of u, Well done 💯💯✔️🎯
Agroecology is the way to go. Strong seed systems are key in ensuring food security at household and community level. Thank you Zimsoff and Ziya for such a powerful message.
😂pamhunga tswanda ndodzosa yava tsama kkk😂😂
First time vz kunzwisiswa na majoni zvino joji kkkk kwahi chekerera nechibag chako aya
Dai pangowedzerwa more seconds Vharaziphi na maijohn zvaitorwa😂😂😂😂😂
Kkkkkkk vharazipi chibaba
Wonderful mbuya ne team moyo
Kkkkkkkkk usavuya kuno wazvihwa 😜
Very informative, zvema hybrids izvi ,varungu varikutamba brain dzedu
Spot on look at how they played ne Mombe, Huku, Nguruve, Mbudzi, Hwai and Hove everything is behind messed up to control us
Ndaerekana ndabaya 👍 ndisati ndaona 🤣🤣🤣🤣
Kkkk nhasi mbuya Mai Jonh vanzwisisa kkkkkk ndokupai mbeu ndinayo
VZ power.....we learnt something
Apa mbuya vakapedza chunhu ichi 🔥 🔥 🔥
my team 💥💥💥
Vharazipi mutengesi ndazviona
😂😂😂😂😂Sununguka,,, Ko muri kuendepi, hamupindwi 🤣🤣🤣🤣🤣
ndavuya naye joji mbuya
Chi chekerera wakadai George kkkk
First pano
Champion wemakuhwa
Hats off
Vharazip igandanga anopanduka any time
Mudhara urikutendeka papi uchiti seed panambuya
Kkkkk saka iwe chichekerera wakadayi
To me it is a new concept altogether. Sounds great though.
Pamberi nambuya
H'wanda😂😂🎂
Ko kunhadzvira sabhuku vharazipikkkkkk
Pamba pechimbuya
Sabhuku vapandukaaa😂😂😂😂
First time agreeing
Mdozvonoita madhumeni kkkk
first time vharazipi kupedza asina kumboposha muromo
Ok
zvitori nani kwete zvana K2 vanotitengesera mbeu yakaora vozoramba mbeu yavo
Hahahaah VaVhara zhipi kuda kungopinga
Sabhuku vanondinakidza pakuhwayira
Shasha
👊🏿👊🏿👊🏿👊🏿👊🏿👍🏾😂
There is a westernmovie about this
Inonzi kudii tipeiwo zita, racho
Tikati titange nepechimbuya kkkkkkkk
Chekerera kkkkkkkkk
yeah
jorge
VZ VZ to the fullest
I dont think George is wrong type of farming iri kuitwa na mbuya is only applicable if you are a peasant farmer. Haivake nyika you can't do away with modern fertilizers and chemicas kana uchiita farming as business. Hatidyare chibage chemudura nyika inopinda nzara
Joji kkkkk
handifunge kuti ungarasike kwatabve nako
Kkkkkk🤣🤣🤣
Team makaipa sando dzenyu
Vz Vz
George kkkkkkk
Kkkkkkk kkkkkkk
To me this is the best for Zv, please inbox me
Chimbuya
NO TO GENETIC MODIFIED ORGANISMS
Wow
Chi chekerera wakadai George kkkk
Hats off
Aaah Vz wahwikwa chichemo chake for the first time