Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Album rese munhu asati auya pa stage ❤😂 goat this one
Winky D ndibaba vedu.HICC ndeyake forever.
I am having goosebumps watching this ko kuzoti dai ndirimo mu HICC live amana kah . Wese anoenda ku ma live shows a Mudhara Winky is so blessed to have good value for your money
This dude is peak example of what a superstar is in our local context. Massive, absolutely massive.
I love Frya’s energy she really reciprocated the crowd’s energy
Honorable winky d. Sir Gafa. VaBigman. AGombwe
No matter the season winky is hot
Winky d dibigman the defence force 😊 😊😊
Munhu one chete anogona kubhadharisa vanhu kuti vauye kuzoimba iye achivakuza hake❤❤❤😊
Lol
She is lucky frya to share the stage with the Goat❤
I heard Jonah's side of story hanzi I went to Tarshish cz vaWinky d was perfoming there
Musi uchafa winky D ,zuva racho rofana kuitwa National Holiday🥹🥹
U can say that again
Count me in
Pana winky ndipo pega panowirirana mafans e Real Madrid ne Barcelona ❤❤
Winky d forever Gafa igafa winky d king of dancehall HICC ndeyake iyoooo hapana anoremera winky kudancehall one muimbi anofadza mazera ose
Ndokumbira Government ivake HICC Hombe yava diki iyiii❤🎉
We party regardless of the weather..Winky Gombwe redu
Realest people having fun😊
Come on vigie serious dance jugglings😭😭😭🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Father Abraham yoooo❤❤
Elder Banda , best manager of all time💪👌
Baba Zimbabwe 🔥 🔥
Goosebumps ❤❤❤❤❤
Right!!!!
Hanzi haaa mfana akaromba uyu ,fans are singing apa stage hapana munhu😀😀😀😀 *Gaffa*
Winky kaaaaaa
He did very well
Hanzi mpfanha uyu akaromba kkkkkkk apa hapana munhu,,, anodiwa hake Winky
VaWinky D happy father's day from us vana venyu 😂😂
Ava ndidaddy vedu 💥😭🔥
Fun was had
VaWinky D vedu mhai❤❤❤❤
Daddy winky Dee❤❤❤❤
Iweee daddy wako ndini
Ndibaba vavo vese ava🎉
HIS sir excellence honorable minister of happiness and music president
Winky d🔥🔥🔥🔥🔥❤
He's a defending champion he deserved kutoonekwa mugallery
Frya has the vibe
Chibaba ichiiiiii❤️🔥🔥🔥🔥
PaJabhuna HICC kumba 🏡💯🐐
Ma1 ayooooo father of Zim dancehall
VaWinky 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🕺🏽
it was like undertaker entering WWE people getting excited without seeing the person🔥🔥🔥🔥🔥
Gaffa to the gaffest 🔥🔥🔥
Masingalong munhu asati apinda hre Boyz🔥🔥🔥
Ohh yes!!!!
Ndibaba 😍😍😍😍😍😍
Yoooh m speechless , now im certain no one matches Da Big man's vibe.
Yes❤❤❤❤
Akaenda akaenda ma one
Cyclone Winky🔥🔥🔥
He is a national treasure for sure ❤
Ini 🤐🔥
This guy is in a class of his own
Respect 👌
Chibaba chedu ichoo haisi kids game 🙌🙌🙌🔥🔥🔥🔥🔥
Ahhhh ndaimbova nenharo haa winky muhombe
Haaaa vaWinky ndimi baba vedu ❤❤❤
czcams.com/video/u9ROagWpQTE/video.htmlsi=7etqUjv41fPPH_Il
Yaaaa Winky muhombe aaah
❤❤❤
pajabhuna 🎉
Daddy maiitei zvonfopfrkahembe isina Mabhatani❤
Winky for president
Tese ngatiti "Hoyoo, Biggie ndiking!!!" nevoice rachematama
😂
Guru ❤
Massive introduction
😂😂😂vanhu kuimba munhu asati apa stage haaa winky kaaa
winky is the goat 🐐
Wonzwa rimwe richiti roda kupedza munhu anoisa ma beats vanhu vachiimba vega iye achitandaniswa kuma shows 😂😂😂 😂
😂😂 taura hako
Vanhu varikuba muri kuprezha,Zimcare lot.
Mmmmm no comment 🎉🎉ndibaba ava
Is it only me hearing “baba Thiago” in the background 😂😂😂😂😂
The Choir Master😅
Baba VaWinky
President
Kana chibaba baba makuruwani chakasiya chashaura chikati maninja number one
Chakanaka chakanaka hama dzangu...
Next time kunational sports stadium #thegoat
Gaffa✨✨✨
Igombwe remangoma
Baba thiago
Haaaa ko ndaona munhu ane IPHONE 11 yangu ka yuwii😊
Ndikunzwee uchipikisa iwee musoro bhangu
Uyu muhombe uyu
Our father
At this point HICC must be renamed
Winky Conference Centre
In fact mukuru ngavachibuda muHICC vaende kuNational Sports
Ayu ma 1
It's akaromba for me vanhu awuvagone🤣🤣
8mins vanhu vakangomirira Ko pane akudeedzera akaromba 😂😂😂😂💃🏼💃🏼💃🏼
Gaffa settings 👌
Chopedza ichi
Family yawink dee muripi siyai malikes
Ba Thiago Ba Abhurahama🥷 President 🐐 🐐 🐐
Father
The G.o.a.t.
Postayi ma video ane audio kwayo kwayo 😂
Respect to the Gaffa…#Jabuna
❤❤❤❤❤❤❤❤❤ 1:19
Haa Winky D ma1
Pajabhuna
.magic mic yeIphone yako yatikwadxa hey😂😂😂
Zesa should just connect on Gaffa grid ,zve load shedding zvobva zvapera so much energy.

8mins vanhu vakangomirira
Ko pane akudeedzera akaromba 😂😂😂😂💃🏼💃🏼💃🏼
Gaffa settings 👌
Chopedza ichi
Family yawink dee muripi siyai malikes
Ba Thiago
Ba Abhurahama
🥷 President
🐐 🐐 🐐