Emotional Interview With Mai Nyamakanga As She Explains How Bishop Was Arrested
Vložit
- čas přidán 13. 09. 2024
- Emotional Interview With Mai Nyamakanga As She Explains How Bishop Was Arrested
ROAD TO 50K subscribers ❤️❤️
Please don't skip ads.
SUPPORT THE CHANNEL
Donate from $5
www.paypal.com...
✅ POINT5 MEMBERSHIP / @point5creati. .
Don't forget to subscribe and follow us on all our social media
Please follow us on all our social media platforms:
/ point5creat. .
/ point5creatives
Join this channel to get access to perks:
/ @point5creativestudios
Ndiwo maresults ekumhanyisana nezvenyika kutsvaka kuda kugutisa dumbu nenzira dzine kutsoropodza vakuru venyika, tsvee pasi kuparidza Shoko raMwari kuti mweya yevanhu igove nekuponeswa.
Vanhu vachazozviziva riini kuti muZimbabwe hamuna chinonzi opposition? Right now even Chamisa pachake wavanenge vachikuvarira haatombofunge nezvavo kunyange nezuva rimwechete 🙄
CDE MAKAFA NJERE IMI...URI KUTSIGIRA UDZVANYIRIRI
Apo varikurwira ini newe tiwane rusununguko
Uri mhata iwe duzvi remunhu
Zizi
@tapiwatinarwo7033 Kwete Cde handisi kutsigira hudzvanyiriri. Just that njere vanhu munyika dzakakanganisika uye chavasiri kuziva ndechinoti opposition haimo zvachose muno munyika nokuti mukadzamisa brain muchaona kuti even inonzi opposition yacho yose zvayo inenge ichotori project yeZANU PF. Saka zvinobatsirei kupinzwa mujeri uchipinzirwa chigure/zvigure? Pedzezvo hakuna kana chimwechete chezvigure chinokwanisa kuuya kuzokuona wakandwa mukati 🙄