ndodiiiko nesecret yevarungu vangu iyi yakundiremera ini😜😜😜

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 12. 09. 2024

Komentáře • 17

  • @geraldinebonisiwe4301
    @geraldinebonisiwe4301 Před 2 měsíci +1

    Iyi yakaoma madhumbe

  • @faithkatungumidza4043
    @faithkatungumidza4043 Před 2 měsíci +1

    Tirikudzidza dear

  • @Munesuishe201
    @Munesuishe201 Před 2 měsíci +1

    ❤❤

  • @faithkatungumidza4043
    @faithkatungumidza4043 Před 2 měsíci +1

    Wooooooooow ukugona mavids ako dear

  • @ruthrunyararo
    @ruthrunyararo Před 2 měsíci +1

    Zvimwe ndesvemeso chete muromo zvinyarare😂😂😂

    • @Clayview
      @Clayview  Před 2 měsíci

      @@ruthrunyararo ndaremerwa ini ah 😂😂😂

  • @ChiedzaDube-zb2ru
    @ChiedzaDube-zb2ru Před 2 měsíci +1

    Chingonyarara shaa

    • @Clayview
      @Clayview  Před 2 měsíci

      @@ChiedzaDube-zb2ru kahana karemerwa😜

  • @MaitsitsiMasiya
    @MaitsitsiMasiya Před 2 měsíci +1

    Chinginyarara zvese zvakangofanana

    • @Clayview
      @Clayview  Před 2 měsíci

      @@MaitsitsiMasiya hantka but eish vandiisa pakaoma

  • @Madhumbelolo
    @Madhumbelolo Před 2 měsíci +1

    Aiwa ingonyarara kana vachizobatwa vachabatwa vega imi shandai muri igute

    • @Clayview
      @Clayview  Před 2 měsíci

      Yah thanks ngandimbovatarisa hangu

  • @monicMiles06
    @monicMiles06 Před měsícem

    Tadzidza

  • @Sammylandtv
    @Sammylandtv Před 2 měsíci +1

    Nyaya dzevanhu dzonetsa . Kutaura kana kusataura zvaka fanana but just watch n close your mouth . Awuzopinde busy

    • @Clayview
      @Clayview  Před 2 měsíci

      @@Sammylandtv ndoda dzevarungu dzotoshupisa thanks nedzidziso