whatsapp.com/channel/0029VaetEIdInlqJlbqQjr0N Muzukuru ndiwe wega wasara kuuya ku watsapp channel ya Sekuru ko urikuregererei huyai musazojambwe nezvimwewo zvatisingakwanisa kusheya pa CZcams kana pa Facebook
Makadii tateguru Kanengo 👏. Ko kana wakambouya kumatare kuzobatsirwa zvinhu zvoregedza kuchinja panofambiswa sei nhai tateguru.Patodarika gore ndauyako.
whatsapp.com/channel/0029VaetEIdInlqJlbqQjr0N
Muzukuru ndiwe wega wasara kuuya ku watsapp channel ya Sekuru ko urikuregererei huyai musazojambwe nezvimwewo zvatisingakwanisa kusheya pa CZcams kana pa Facebook
Yoooooo ndanga ndashungirudzika Kuti sekuru wakaenda kupi,👏👏👏muriko zvenyu
Ndiripo muzukuru ndadzoka
Amen 🙏🙏🙏...
Makadii tateguru Kanengo 👏. Ko kana wakambouya kumatare kuzobatsirwa zvinhu zvoregedza kuchinja panofambiswa sei nhai tateguru.Patodarika gore ndauyako.
Kkkkk izvo haupindurwe handimari yakatodyiwa kare here 🤣🤣🤣🤣
Keep it up sekuru zvenyu hamurombese vanhu vayambuke vane matambudziko
mashiku mingi sekuru matakanure ndakambobvunza kuna mzaya vangu Robert haana kuti udza kuti muripi ndinokutenda mauya
Ongcrorai maprizes sekuru akanyanya ummmm 10 000us aya ummm maone
Ndini ndatangawo so pliz malikes apo
Bwinoo kkkkk
Pamberi nebasa Sekuru Kanengo
Manga muripi skuru vangu kusabatika
Basa rinenge rakawanda muzukuru
matakanure
Bwino
Fambai naro shoko rechivanhu