Mbuya Saurombe Funeral Sermon @Bocha SDA alongside Musiringofa UMC Church.
Vložit
- čas přidán 16. 04. 2023
- Died with more than 102 years old and she had 162 Nephews. Watch Until the END . Everything under the SUN is Temporary. No Position is Permanent Even R.G Mugabe passed on. To have many cars, many girlfriends, Business ,Companies anything is temporary ---Chii ?chaita kuti iwewe usazonamate
Mufundisi ava vanondiitira zvakanaka. Powerful
Thank you munhu washe
Powerful message Ps Mlambo
Yaya Tikidayi, Maikuru Saurombe zororayi murugare.
Tinotenda Ishe nyasha dzedenga ngeupenyu hwamakararama yaya wangu.
Amen powerfull surmon. Watching from Johanesburg
Ngiyabonga mfundisi I lizwe lakithi libusisiwe ngabantu abanjengawe.
Ngibusisekile ngale inkonzo.
U Mlimu akubusise
Subscribe please
Amen pastor Mlambo
Amen Pastor. Rinosara kwete nekuguta shuwa. Mumwe muriwo wacho hauiti!
God bless you P. Mlambo mazunza nekusakura, rekufuga nekuwarira mawaridza shoko.. vane nzeve vanzwa.
Amen Mfundisi 🙏
Amen and Amen Mazvita powerful Sermon, zororai murugare mbuya Saurombe, thank you Musiringofa UMC, my Church Komborerwainashe🙏and thank you SDA Church Mwari wakuitirei zvakanaka 🙏
thank you & subscribe for more, God Bless
@@godfreymudiwadjziso8521 Yaa ndizvozvo tiripo we subscribed longtime ago, keep pushing tinenge tichitoonawo ma Church programs ekuside kwedu kwa Mutare tiri kure kure kudai Komborerwainashe 🙏
If I be lifted up, i will draw all man unto me
Powerful sermon pastor.Mbiri kuna Jehovha
Awwww Mbuya Saurombe is no more MHSRIP....SO SAD a loss.
Mwazvita, powerful. Wow
🙏🙏
Amen so powerful sermon
Battalion of God, thank you so much for the revival Pastor
Powerful tinotenda pastor Mlambo
Amen! Pastor!
Amen, my Pastor
Amen powerful Pastor
So profound, thank you for lifting up the name of Jesus.
Amen Pastor
Powerful message 🙏
Amen
Amen. Powerful sermon
Powerful . That's my sekuru right there .
Powerful sermon.🙏🙏🙏
Amen thank yu
Profound Amen
Very powerful sermon
powerful sermon
This is powerful mmmmmh
Powerful ❤❤❤❤❤
Ameeeeni
❤❤😂
Powerful
Amen 🙏
Till we meet again on resurrection morning gogo!
Resurrection nemadoctrine of devils amuri kukabira aya hapana hapana. Dziva remoto express.
Amen Amen,powerful sermon
Hallelujah
Zororai murugare mbuya Saurombe. Makarwa kurwara kwakanaka...
Amen and amen 🙏
Powerful sermon pastor. Thank you 🙏
RIP gogo
Zororai murugare amwene vangu
Kkkkk tsiye
Amen Pastor very powerful indeed❤
Last number
Amen
Amen 🙏
Powerful
Amen
Powerful
Amen
Amen
Powerful
SUBCRIBE
This is not preaching but moral lessons. There is nothing of christ but nyambo dzoga. Nothing to talk about
@@edgarsango8880 So sorry you did not hear of Christ yet Christ's name was upheld in the sermon as the precious name that will last. Nyika haina chainopa that lasts but only Christ does. Ini ndozvandabatawo musermon. Manzwiro anosiyana hawo.
@@edgarsango8880 Thank you preacher, maisa pachena kuti zita raJesu rinogara nekusingaperi, rufu rwungaita serwakunda asi imi munokunda zvese, makazviita pana Razaro nyika ikashamiswa, imi makakunda rufu mukabuda nezuva retatu. Pfu a yepasi haina maturo, Solomon akazvitaura pachena kunyange akange akapfuma kupfuura munhu wese. Maita mukati tizive ruoko rwekutsamira rwunova rwaJesu, rwevanhu rwakacoster maziso aSamson, mataura zvakare kuvona kutiza chivi tambokundazvimwe tisakundwa nechiuno chemukadzi kana tiri varume chaivo, vana Jesu vanokunda.
Amen