"Zanu PF yakatisimudzira saka inini ndoida kusvika mukufa".

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 6. 08. 2023
  • "Zanu PF yakatisimudzira saka inini ndoida kusvika mukufa"
    #263Chat

Komentáře • 10

  • @abigailmpofu4210
    @abigailmpofu4210 Před 11 měsíci

    Kusakwana
    Uye hamunyari
    Uye munogara kunyika yenyu moga.
    Mapihwa mariii

  • @FowardMugova-ev9cz
    @FowardMugova-ev9cz Před 11 měsíci

    Ha aah sei vanhu veZanu vakarivara uye vakashata

  • @FowardMugova-ev9cz
    @FowardMugova-ev9cz Před 11 měsíci

    Ha aah ndazvitadza izvi kuita kunge vakazvarwa namai one

  • @petermazivisa-jl8ks
    @petermazivisa-jl8ks Před 11 měsíci

    40+ years vachidya kumusoro ikoko muchingoti mofira mumusangano weZanu PF asi chii nhai, mwari pindirai

  • @EricDyanie
    @EricDyanie Před 11 měsíci

    😂😂😂😂😂 Hooo

  • @zim-eartv5642
    @zim-eartv5642 Před 11 měsíci

    Apa mukuonekwa shena nekushaya sipo nemafuta ekuzora.Pfungwa dzakasvava dzisinganzwisisi chimiro chezvinhu munyika.Munonyadzisa shuwa

  • @edwardmoyo5047
    @edwardmoyo5047 Před 11 měsíci

    Vanhu vane nhamo avo handione kana one Animaniacs apo nhamo chete .

  • @ndivhuwonetshiozwi4752
    @ndivhuwonetshiozwi4752 Před 11 měsíci

    Ah munopenga iwe

  • @petercndebele9520
    @petercndebele9520 Před 11 měsíci

    You are all made chokwadi nezvamuri Zanu neyenyu nezvamuri it's nhamo aivhe kuneimwe

  • @ernestmatundu671
    @ernestmatundu671 Před 6 měsíci

    Mbuya 😂😂😂😂😂