Why Passion Java and Mai TT fighting The Whole Marabha story

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 22. 06. 2020
  • Hudba

Komentáře • 52

  • @godknowsyakiti6256
    @godknowsyakiti6256 Před 4 lety +5

    Passion java is wiser than you think, I support him as a celeb

  • @MaxwellZivumbwamaxzims
    @MaxwellZivumbwamaxzims Před 4 lety +6

    He looks so reasonable than I thought

  • @williammusazura2129
    @williammusazura2129 Před 4 lety +2

    Prophet Java murimunhu wandofarira chaizvo muri free spirit munonakirwa. Vanhu dont understand you chete. Keep up the spirit...tswibidi

  • @shamisomanyarara3253
    @shamisomanyarara3253 Před 4 lety +1

    😎

  • @pridenyameni9753
    @pridenyameni9753 Před 4 lety +2

    This guy is really wise !!!!

  • @kunicemunaku8191
    @kunicemunaku8191 Před 4 lety +2

    Now l understand you

  • @cuthymaswera51
    @cuthymaswera51 Před 4 lety +1

    Passion is so good guys on my side aribhoo munhu mukuru ukamutere you will understand him better

    • @blessingchitsa9184
      @blessingchitsa9184 Před 3 lety

      Thank you man of God...may the Lord continue bless you👏👏👏

  • @fabianchekwa261
    @fabianchekwa261 Před 4 lety +3

    how old was he the time of mukadota? umm im doubting this or when actually started his foundation

  • @pamelapamela0191
    @pamelapamela0191 Před 4 lety

    VaJavha mati maibatsira vana Mkadota naParafin , wow 😯 maive matokura . Ndaiona semuri mudiki . Batsirai henyu vanoda kubatsirwa please,

  • @eiduosthiou3620
    @eiduosthiou3620 Před 4 lety +2

    but chii, but ka... but unotaura bho wani PJ

  • @ephraimbalenie-nyengera128

    Twabam! Siyana neni

  • @mbekezelikhoza1720
    @mbekezelikhoza1720 Před 4 lety +1

    Haaaaa makanyanya prophet

  • @kudzanayigwanzura694
    @kudzanayigwanzura694 Před 4 lety +1

    Twabam Bho zvekut

  • @fabianchekwa261
    @fabianchekwa261 Před 4 lety +1

    time of mukadota,andy brown,paraffin java was he not to be in adolescence?

  • @TheMasirez
    @TheMasirez Před 4 lety

    nhy veduwee kkkk

  • @tendaihondohwe6074
    @tendaihondohwe6074 Před 4 lety +4

    Cyclone Idai yakaparadzira vanhu dzimba no one is talking about it varikurara vamira vachinaiwa busy kutengera vanhu mota kuti vafambe vagara vamwe vachirara pakanyorova

  • @cyberlads28
    @cyberlads28 Před 4 lety

    Madzimai anoda tunhu aya ataura Twabam

  • @StaMa4973
    @StaMa4973 Před 4 lety +2

    Shuwa hanzi kana vachibatsira rumwe ruwokonrwako arufanirwi kuziva kuti waitei

    • @alineyhatina7526
      @alineyhatina7526 Před 4 lety +2

      Apa mataura chokwa Twabamu kana uchiita zvekubatsira haufambe uchiridza pito chero bible rinodaro

    • @mduduzindlovu56
      @mduduzindlovu56 Před 4 lety +1

      Ano nyepa munhu akaita kuti marabha abatsirwe ndi Shugeta na kapfupi

    • @conniejam5575
      @conniejam5575 Před 4 lety

      @@mduduzindlovu56 taura hako

  • @josemanueljose7096
    @josemanueljose7096 Před 3 lety

    prophet passion java has money but prophet joe wiliams from mozambique

  • @tsitsimuvunzi3070
    @tsitsimuvunzi3070 Před 4 lety +1

    Bhoo prophet

  • @gaylordmunemo7527
    @gaylordmunemo7527 Před 4 lety +4

    Uyu mfes uyu ndaimbomu hater but akarongeka

  • @kelvinndlovu6564
    @kelvinndlovu6564 Před 4 lety +2

    Kkkkk nhema dzako

  • @Tinashemarecha9336
    @Tinashemarecha9336 Před 4 lety +2

    ko anenge munhu aribho wani ......zvasiyana nevzatoona zvekusakwana

  • @MillonEnt
    @MillonEnt Před 3 lety

    ko flag iyo ku celebrater gays here or kungotsarawo color

  • @muchena1051
    @muchena1051 Před 4 lety

    my question to prophet is that u and mai Tt are u not acting

  • @marrionmarufu1245
    @marrionmarufu1245 Před 4 lety

    Kozvaatori munhu kwaye kana akadzikama?

  • @queenfundukwa2464
    @queenfundukwa2464 Před 4 lety +2

    Iwe Panganai siyana nevanhukadzi unonamata Mwari upi I know you ndaimbouya Ku church kwako kubva uchitanga ko zveku tukana nevakadzi asi wakapanduka hauchanamati Mwari I'm disappointed in you Passion

  • @sir1418
    @sir1418 Před 4 lety

    Mai tt vakarwadziwa nemota ...ndomudzi wenyaya

  • @Dadirainyambo
    @Dadirainyambo Před 4 lety +3

    Bvapo mboko

  • @sydisticalcrackhead778
    @sydisticalcrackhead778 Před 4 lety +1

    Maonero angu, he tries to portray himself as a charitable honourable, humble individual.
    On closer analysis though, he contradicts himself by implying that he helps people in secret but exposes all the people he has ever helped. The phrase, "soldier love anga aparara" is not expected from a person who tries to portray a steadfast mature outlook, he has actually destroyed soldier luvs character.

  • @queenfundukwa2464
    @queenfundukwa2464 Před 4 lety +2

    You are busy kutukana nevanhu ne title yako yekuzviti Prophet tendeukai muwane respect if you really work for God

    • @godknowsyakiti6256
      @godknowsyakiti6256 Před 4 lety

      Une ma feelings wangu 🤣

    • @queenfundukwa2464
      @queenfundukwa2464 Před 4 lety +1

      Musatsigire zvisina Basa he's a man of God why fighting anotungamirira church sei achinyadzisa pa soshari

  • @vuyosigauke
    @vuyosigauke Před 4 lety +2

    Apostle Java l didn't like one of your statement .....kuti ndakabatsira munhu wose ndobroka..THATS STUPIDITY....you don't deserve to be a man of GOD ...nemhaka yei pakudana kwakaitwa vadzidzi va JESU they were all told to leave everything they had and follow him...grow up Mr Java you are still childish

  • @mudzidzisitichabernard6650

    Mai TT that bi*ch has a motor mouth. Bhero rinongorira zvisina styra, she irritates me.

    • @adammawenge4701
      @adammawenge4701 Před 4 lety

      Mudzidzisi Ticha ,bi*ch ndimai vako vakatadza kukuudza baba vako

    • @mannext7287
      @mannext7287 Před 4 lety

      @@adammawenge4701 hezvoooooooo

    • @esinathmbeva1499
      @esinathmbeva1499 Před 4 lety +1

      @@mannext7287😂😂😂😂😂😂😂