Nhai Gamu zvaunenge wakangwarira wani ko kuzosiya kabag 😂😂😂
Haaa Mbuya vaPiyason, Kudzi! Munogona vanhu imi.
Ndaona mbuya Pipi
My beautiful mbuya
I love Mbuya Slay😂😂😂
❤❤❤
I watched to the end
❤❤❤🔥🔥🔥
Hooowo ndozvakaitika izvi pa 4 mabhuru 😂😂😂😂😂😂
❤
Gamu kunyepa kkkk
Ndahwa kukunyarira gamu
Mbuya vapiya kkkkk kudzie bhoo here
Ma Associates manyama 🔥 🔥
Kkkkkk wanzwa butter Gamu
Love you guys😂😂😂
Munogona 🎉
Mbuya mbuya kkkk
Kkkk atora pawabuda😂
Kkkkk Gamu kkkk wapinda biz
Kkkkkkkkkkk gonna una gonawakewo
😂😂😂😂😂😂😂aaaaa
Ndaseka zvangu 😂😂😂😂😂
Kkk gamu unondigonera
Matsotsi hagerabe😂😂😂
😂😂😂horaiti mabhuruuu mana
😂😂
😅😅😅😅 pressure ambassador
Ndakunyarira Gamu
Kudzi 😂❤
Haa Kuku anokundwa naMbuya Piyasoni 😂😂😂😂😂
Wa bizer Gamu pawasiya kabag dai wabuda neka bag 😂😂😂😂😂
Uye unosvava apa wawaba mari yacho.wauchasiirei chikwama pasi chine mari yawaba kkkk😅😅😅
😂😂😂😂😂
Haaa ava vechiSalala havasi kunyatsotoita zvinonakidza but all the same goodone Gamue
😂😂😂😂 four mabhuru
Mabhuru apoyaaaa😂😂😂
Kkkkkk
Veduwe tiunzireiwo my husband episodes guys
😂😂😂😂😂Kudzie ari kungoactor achinoser mazuvaano
Mabhuru apaza da danga 😅😂😂
Good work Gamu
Kkkkkkkk wamama
Matsotsi haagerana 😂😂😂😂
Gamu kunyepa 😂😂😂
😂😂😂 ratova bongozozo kaa iri
Saka gamu watova nechimwe chikwereti kuna Dani 😁😁
Kkkk mbuya predicament go back to your doocks and mazambia❤
Gamu nhasi wandipedza power 😂😂😂😂😂😂
Wanga uchitengera inini present😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 😂😂😂🎉
Kudzi anotopopota in real life😊😊😊😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Munogonesa
Kudzie ndomuda ari mbuya vapiyasoni
Kkkkkkkk
4 mabhuru hiii 😂😂😂😂
Mbuya vaPiPi vakabvisa bhachi rambuya vaPiyason kkkkkkk
Saka zvazoita sei kumberi kwacho cz ndiri kuda kuona kuti uchabvunza sei mari yawanga wapiwa ndava waishaiwa ka kkkkkkkkk haaaa wanyangira inoonesesa
Gamu vapihwa 4mabhuru 😂😂😂😂
Gamu 😂😂😂😂 nhai kudzi ko mbuya piyasoni varipi
Sorry hako Gamu😂😂asi wausingafanewoka kusiya bag semunhu aba nhai askana
Ndini ndatanga
4mabhuru 😂
Gd wrk bt pakpedzsira apo mbuyaVaPiyasoni mazoita kut zvsa looke real mamakudzokerei kuCamera ....nice script asi
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Dan makes things look real❤❤