14 December 2023

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 8. 09. 2024

Komentáře • 118

  • @mrc6816
    @mrc6816 Před 7 měsíci +7

    Ndaidzosa pa repeat 🔁 fut. Market your music ndasingato kuzive only to hear from comment section. Vocals, rythm especially sub are top top top top deck

    • @baronmasarira6534
      @baronmasarira6534 Před 5 měsíci

      This guy anogona.but amenorrhea kuti chii chaicho.misic yake imwe haitombowanike payou tube.hameno maybe achagadzirisa hake but I feel akusiika kumashure

  • @privilegejnrchipato4865
    @privilegejnrchipato4865 Před 7 měsíci +3

    Givie munogona Chibaba. keep it ups.
    ndokumbirawo kuziva title ye Song yekuti makamhanya baba pamwe murume wangu aizondiroorawo

  • @stanleymuchemwa743
    @stanleymuchemwa743 Před 8 měsíci +3

    Munoziva here kty Muchemwaa anogonesaa mhofelaaa makaoma

  • @FaraiNheya
    @FaraiNheya Před 4 měsíci +2

    I like this song bro ramba wakadaro tinokutsigira

  • @preciouschidza.4304
    @preciouschidza.4304 Před 7 měsíci +3

    Amen munhu umm haana kunaka zvakaoma waunovimba naye ndiye anokurasa

  • @zakaroyalty62
    @zakaroyalty62 Před 8 měsíci +4

    Such deep thoughts & meaningful lyrics- mirroring me past relationships back in Kwelaz 🇿🇼🥵❤!

  • @user-mo7hc1pd5y
    @user-mo7hc1pd5y Před 8 měsíci +4

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 one nyuchi yasara inobika hunzi 🎉🎉🎉🎉🎉

  • @user-he7vu2tz6n
    @user-he7vu2tz6n Před 8 měsíci +3

    Iwe mudhala uyingozi your music is well structured 🎉your voice is superior, I endorse it, this is the song of the year, maintain this standard

  • @PerkinsManyati-ze8mg
    @PerkinsManyati-ze8mg Před 8 měsíci +3

    Givie unogonesa and uri consistent, am an adant sungura fan but you top my playlist every week.

  • @leonardchifuruse5547
    @leonardchifuruse5547 Před 7 měsíci +3

    Powerful and deep message ,gapu rizere nehutesvee

  • @dormenzenda6484
    @dormenzenda6484 Před 8 měsíci +4

    Freeza dimo , munhu mutema rythm 💥💥 ruoko rwemuera Moyo wakanaka rwunobika zvinonaka kut ncwaaaa kut ncwaaa ncwaaaaaaa coffee and cremora

  • @advancenkomazana
    @advancenkomazana Před 24 dny

    Coffee and cremora yabba Muchemwa kuti mwaaaaaa song iyi I bomber chairo❤❤❤

  • @JM-ud9bj
    @JM-ud9bj Před 8 měsíci +4

    Givie, you are the best man. Keep up the good quality sungura music. I like the fact that you don’t immitate anyone but being yourself.

  • @baronmasarira6534
    @baronmasarira6534 Před 8 měsíci +4

    Thank you.can we have whole mabasa ezvipo album pano

  • @tapedzazhou4099
    @tapedzazhou4099 Před 8 měsíci +4

    Give has got talent
    Sungura supporters tichiri safe❤

  • @edmoretapera9823
    @edmoretapera9823 Před 6 měsíci +2

    Coffee en Cremora kuti mcwaaaaaaaaa nababa Mchemwa

  • @gainmbava1144
    @gainmbava1144 Před 8 měsíci +3

    Ndazokunzwa ndaive ndisinga kunzwisisi.ramba waka dzvanya

  • @ChrisMshaiqua
    @ChrisMshaiqua Před 5 měsíci +2

    Uyu anoda kupiwa sando achirikurarama uyu ndakanzwa chidimbu che2024 uuuuummmmmm Guyz gadzirai Boots nguva ichipo todabuka makumbo nejivè anoremera vanoti vanorema zvesure uyu

  • @priscilamadamombe6944
    @priscilamadamombe6944 Před 7 měsíci +3

    Famba nebhora mwana wekumusha 💃💃💃

  • @TheresaSibanda-c8b
    @TheresaSibanda-c8b Před 9 dny

    🎉🎉🎉🎉baba Muchemwa sei muchititenderedza musoroooooo

  • @richardkusikwenyu3701
    @richardkusikwenyu3701 Před 8 měsíci +3

    The vocals are superb. You should mantain the standards in this song. Your voice is well polished. To add to sing about social ills which is relevant to our daily life so that we learn from that. Keep it up you are almost there.

  • @chelseapirikisi8720
    @chelseapirikisi8720 Před 5 měsíci +1

    Hie guys song yemuface uyu inonzi chamupidigori haiwanikwi Wani paYou Tube ndiani angazivewo zita rayo

  • @user-py5gx3ps1z
    @user-py5gx3ps1z Před 8 měsíci +3

    Nice song

  • @tendainehanda7292
    @tendainehanda7292 Před 7 měsíci +2

    you too good my Brother rambai makadzvanya panonaka ipapo

  • @user-he7vu2tz6n
    @user-he7vu2tz6n Před 8 měsíci +2

    Lolululuju straight, munhapitapi,I can tell panechikoro apa

  • @LesibaMafafo-br1kl
    @LesibaMafafo-br1kl Před 8 měsíci +2

    Nice one 💯💥💥💥💫💫

  • @priviledgemasimbe5804
    @priviledgemasimbe5804 Před 8 měsíci +2

    Superb

  • @wattie74
    @wattie74 Před 7 měsíci +1

    Haa homeboy munondipasa manyemwe 🔥🔥. the best vocalist so far fambaaai Mhukahuru hatina nguva. Tikandireiwo Mabasa ezvipo Album pano

  • @GraciousMoyo-ql7wc
    @GraciousMoyo-ql7wc Před 5 měsíci +1

    Excellent Givalo

  • @user-ll5vi2sr2z
    @user-ll5vi2sr2z Před měsícem

    Vaudzey vamuchemwa ndikavaudza ndirin vanoramba hoyooooo

  • @fibionjambo8874
    @fibionjambo8874 Před 8 měsíci +2

    Eyezveee ndokuti mhukahuru ka inzwa coffee and Cremona kuti mwaaaaaa mwaaaaaaaa

  • @universaltutor2203
    @universaltutor2203 Před 8 měsíci +2

    Good sounds 👌

  • @memyselfsibanda2288
    @memyselfsibanda2288 Před 8 měsíci +2

    Classic💪

  • @remembergumare6910
    @remembergumare6910 Před 3 měsíci +1

    THIS GUY IS VERY GOOD, KEEP IT UP BABA

  • @elastosngadya4273
    @elastosngadya4273 Před 14 dny

    Well done 👍

  • @emotionmakoma560
    @emotionmakoma560 Před 4 měsíci +1

    🙏🙏🙏

  • @simonmangachena741
    @simonmangachena741 Před měsícem

    Mhembwe kudambura musungo anotsamwa muteyi is on which album. Or whts the title track

    • @AgentSwitchZW
      @AgentSwitchZW Před měsícem

      Tsvaga song yake pano inonzi Ndashaya zvavanoda

  • @user-jo6lm5ns7i
    @user-jo6lm5ns7i Před 14 dny

    I want to join u guys as a dance r nic music

  • @giftndawana
    @giftndawana Před 8 měsíci +1

    🔥🔥🔥🔥🔥

  • @dormenzenda6484
    @dormenzenda6484 Před 8 měsíci +1

    🔥🔥🔥 classic. The Elephanto 🤝🤝🤝

  • @tembenkosigutu4481
    @tembenkosigutu4481 Před 8 měsíci +1

    Keep it up Mhukahuru. its a Gem.

  • @dnicehaircuts3850
    @dnicehaircuts3850 Před 5 měsíci

    Good

  • @RumbidzaiMurambadoro
    @RumbidzaiMurambadoro Před 2 měsíci +1

    Chibaba mondinakira handidi nemi

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m Před 8 měsíci +1

    Notorious BIG,kabumukabumu

  • @user-ll5vi2sr2z
    @user-ll5vi2sr2z Před měsícem

    Hoyooooooo rambawaka baya Harare sasimuka kuti mwaaaaa

  • @JuniorDouglasDube
    @JuniorDouglasDube Před 8 měsíci +1

    Mandebvu wakanyanya ummm unee moto muhembe

  • @andrew.kaseke
    @andrew.kaseke Před 8 měsíci +1

    Nice

  • @tafarancube
    @tafarancube Před 6 měsíci

    Mukoma give munogona rambai makatsika ipapo ndine song yenyu yanditsvaka ndokumbirawo ziva rayo inoimba ichi anga tsamwa muteyi

  • @williemcmainemayepi2626
    @williemcmainemayepi2626 Před 8 měsíci +1

    Yauya iyoooo, naaaayooooo, kuti mwaaaaaaa a

  • @baronmasarira6534
    @baronmasarira6534 Před 5 měsíci

    Gift ukusarira ita youtube acc upload all your songs.une chipo chaicho but masons ako haasi kuwanika payoutube.usarase chipo ichi.

  • @MisheckMaride
    @MisheckMaride Před 20 dny

    Famba Muchemwa faaambaa kkk

  • @mdaradziva1551
    @mdaradziva1551 Před 3 měsíci

    Extravagant

  • @GodhelpChingwidze
    @GodhelpChingwidze Před 3 měsíci

    wakanyanya wangu

  • @user-gz4fl9vw4e
    @user-gz4fl9vw4e Před 8 měsíci +1

    Good sound ko iya yekuti munhu ane huroyi inonzii

  • @sylivanosmzorodzi5010
    @sylivanosmzorodzi5010 Před 8 měsíci +1

    Haaa Givie unorema wangu ummmm

  • @emmanuelgondo3034
    @emmanuelgondo3034 Před 6 měsíci

    Friendly competition on sungura music 🎶

  • @josephatgaza3064
    @josephatgaza3064 Před měsícem

    Varipo Amai vangu pamain rhythm apo.munogona vakomana

  • @silasnekati3498
    @silasnekati3498 Před 8 měsíci +1

    The Elephant coffee and Cremora

  • @smartmafoko7061
    @smartmafoko7061 Před 8 měsíci +1

    Well-done wezhira❤❤❤❤

  • @trustmurindimusicofficial6857
    @trustmurindimusicofficial6857 Před 8 měsíci +2

    Chana chatete ,zvisiri zve ma funnies
    Sungura inobuda apa uuum
    tererai musingamhanyi ,sando
    ooo tora

  • @user-ll5vi2sr2z
    @user-ll5vi2sr2z Před 3 měsíci

    Hoyoooooooo bata wako wanguanopenga

  • @JuniasSiduna
    @JuniasSiduna Před 3 měsíci

    Ichi Chitofu ichi, Vamwe vaya vedzungu vanopetwa ka7 apa

  • @lonicakodze8293
    @lonicakodze8293 Před 8 měsíci +1

    Pakaipa Pakaipa pakabatwa waya

  • @tencopower
    @tencopower Před 7 měsíci +1

    Sungura in safe hands baba

  • @ednahmatengenyika7584
    @ednahmatengenyika7584 Před 8 měsíci +2

    Vaudzei baba muchemwa kuti munhu haambofi akanaka 😂😂

  • @bevinmakamure490
    @bevinmakamure490 Před 5 měsíci

    Well done wezhira

  • @user-ts5qy2sk5y
    @user-ts5qy2sk5y Před 4 měsíci +1

    Gp sounds huchi coffee and cremora

  • @cephasndlovu6490
    @cephasndlovu6490 Před 8 měsíci +1

    Zvotendwa chose Gp kkkkk yesaih

  • @djkingyadahchamangurangura2979
    @djkingyadahchamangurangura2979 Před 8 měsíci +1

    Famba wezhira kuti taaa ipapapooooooo

  • @xaviermahewu4402
    @xaviermahewu4402 Před 7 měsíci +1

    ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉Givie wangu

  • @user-lg8mt4cl1d
    @user-lg8mt4cl1d Před 8 měsíci +1

    Baba muchemwa kuti mwaaaa

  • @sternzvavamwe409
    @sternzvavamwe409 Před 8 měsíci +1

    tamirira dzimwe, uyu mutakunanzva

  • @geoffgombwe5730
    @geoffgombwe5730 Před 7 měsíci +2

    Can you please upload all your music to your Chanel Givie

  • @patrickmuchengi7846
    @patrickmuchengi7846 Před 8 měsíci +1

    Chibaba ichi

  • @kadhogazah5
    @kadhogazah5 Před 3 měsíci

    Sungura future

  • @aleckkbandaz7431
    @aleckkbandaz7431 Před 8 měsíci +1

    Bata panonaka itakuti mhaaaaaaaaaaaaa

  • @GeyDotNaboom
    @GeyDotNaboom Před 8 měsíci +2

    Ichooo

  • @CharlesKachere
    @CharlesKachere Před 7 měsíci

    Give muchemwa, 1 nyuchi yega tasara inobika huchi hunonaka kuti nxwa nxwa😂😂😂 Uri chibaba changu wewe

  • @simbarashetsinzinyai4670
    @simbarashetsinzinyai4670 Před 8 měsíci +1

    1 nyuchi yasara inobika uchi

  • @ChristopherDhanda-tl7uq
    @ChristopherDhanda-tl7uq Před 8 měsíci +1

    Unogona uyu

  • @gibsonmphisa8209
    @gibsonmphisa8209 Před 6 měsíci +1

    anogona uyu

  • @Netai-u8k
    @Netai-u8k Před 20 dny

    Ndokumbirawo number dzagive muchemwa

  • @matthewzinyawu1209
    @matthewzinyawu1209 Před 6 měsíci

    Ndatenda hangu..

  • @innocentchemhere27
    @innocentchemhere27 Před 8 měsíci +1

    Wakapakura mondo mdara

  • @batsiraimukundwa6083
    @batsiraimukundwa6083 Před 6 měsíci

    Uunogona

  • @user-ep6kc4gp7i
    @user-ep6kc4gp7i Před 8 měsíci +2

    Zvakarongeka vakomana pamberi nebasa

  • @AthiiHoll-zi2fx
    @AthiiHoll-zi2fx Před 8 měsíci +1

    Iwe unorira iwe and une kahu professional so

  • @AthiiHoll-zi2fx
    @AthiiHoll-zi2fx Před 8 měsíci +1

    Lets share this link 🎉

  • @user-fk8ox6ji4i
    @user-fk8ox6ji4i Před 8 měsíci +1

    Kuti mwaa kuthi mwaa mwaaaaa

  • @munyaradziwasara5842
    @munyaradziwasara5842 Před 8 měsíci +1

    Makaipa

  • @AgentSwitchZW
    @AgentSwitchZW Před 6 měsíci

    You have future my man

  • @user-ji5xt6ou4b
    @user-ji5xt6ou4b Před 8 měsíci +1

    Givie isimbi inocheka dzimwe usadherere

  • @faraichambaya2658
    @faraichambaya2658 Před 7 měsíci

    Baba muchemwa kutenderedza musoro

  • @innocentchemhere27
    @innocentchemhere27 Před 8 měsíci

    5:22 5:59

  • @edmorechaputsa9809
    @edmorechaputsa9809 Před 7 měsíci +1

    Give ndokumbira woo number yako hama please

  • @ecksonbaloyi8538
    @ecksonbaloyi8538 Před 8 měsíci +1

    Munogona baba

  • @faraimuganda2783
    @faraimuganda2783 Před 6 měsíci

    Asi makamboridza mose naTeki Teki

  • @leochishowerere4234
    @leochishowerere4234 Před 8 měsíci +1

    😳😳😳😳 umm kugona ndokuziva

  • @user-up5nj9kn7m
    @user-up5nj9kn7m Před 8 měsíci +1

    Zvese zvakaenzana zvamanjemanje urikupisaa

  • @NeoTaleng
    @NeoTaleng Před 18 dny

    Chibba munogona voice mushonga Ngoma huchi