Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Ava headman dai vaitovaivo havo vaitotonga havo Zimbabwe is a good leader
Chigodora to the world 🌎 the best headman ever ❤👏👏👏👏👏👏
Chigodora no1 kuma headman ese, dhuze kutopfuura mamwe madzimambo anogona murume uyu
Don't agree
Not sure
I agree ❤
Karanganda must come. Back, Tinhi yho
Karanganda was not paying royalties. This Tinhi is Chigodora's own media guy. Makes economic sense
They are starving us tho@@teenayee9974
Chigodora naMutasa matongero avo anosimudzira tsika nemagariro ane mutsauko munharaunda dzavanotonga vari. Buora pampering nokusimudzira kugarisana kunodakadza munharaunda
Ndati anowenga Chengetai Chigodora muroyi....musandipikisa
😂😂😂tel dem 😂😂😂
Tongai baba vachigodora dei mwari vakupai madziso emweya nokuti munogara mataura zviri mberi surrender ndopamhidzazve makazodzwa hamuna kupamba hutongi❤
Izvi zvine dzinza ayewa ropafadzwai headman
Our own headman chigodora keep it up
❤❤❤ headman Chigodora kuseri
Headman uyu anozama hake haakari mari zvinoita vamwe anotonga zvinoita mambo Mutasa the best
Headman chigodora is the best
Headman chigodora makanyanya dayizvaigona maimbouyawo ku mhondoro kwanetsa varoyi
Headman Chigodora vanopedza masports I wish to attend 1 court live and direct ndimboona mukuru vachiita basa
our headman,o like him ,always on point
Mai ava vanondifungisa mai simba vayavemwana wekugwesha
That guy in the white shirt in the crowd is an intellectual, headman Chigodora you must recruit that guy in your team , 😊 he is on spot
Muporofita
He is very intelligent and he has the ability and potential to judge
Sekuru ngavambotaurawo kani nhoroondo yavo nezvasisy Tamary. Vatovarasisazve pachena chena asi mamboti muchavapa mukana wekutsanangudzawo zvavanoziva. Dare raVachigodora. Pavanhu vakwekura murikuvabata zvisizvo pls chinjai maitiro enyu. Ndaona vanhu vachembera vose hakuna anobva mudare achifara. Kuchembera mhosva here ???? Musadaroba midzimu namwari vanotsamwa musaita bhaisikopu nevanhu vaguga
Kwemakore 8 ere varume imi.chimboitai serious mune zvamuziva imi varume imi.mukadsi uyo haangatadzi kuita hasha motsamwisa imi
Baba chigodoro 💯✅🔥 hayi siyalibonga strong ngabe lingena wonke amavillage ezimbabwe siyosinda sesizwile
Chigodora chigodora pamberi nebasa munogona headman
Chigodora woyee 💃🏽💃🏽
Woyeeeeeee!
Yes headman tezvara nyararai
Murume uyu Headman Chigodora unogona kutonga zvisina tsvete❤❤
Headman vazhinji mukavingwa nevanhu vanenge vachitambura vanenyaya dzakadai bati mukoma Robert muvaudze zvichemo zvenyu vanhu ivavo vanebatsirwa pachena
Picture quality poor.Needs improvement
You can go and help them financially
Yu can set your for on high quality also
Guys, akubaira zanhi ndewako. Learn to listen to queries of your viewers. Ndookuti mukure muchibasa ichi
@@violamavhatu6434 chidofo chinonetsa.
Mr Chigodora my home boy ,the best of the best chiefs on earth 🎉
Forward ever backward never, murikumberi headman
You are the best Sir Chigodora
Unorema mudhara
Zimbabwe witchcraft is boring this must stopped,stop the witches Head Man
Headman mataura chokwadi asina mari mumhuri haonekwi semunhu
Very true
Better tonging
Chigodora to the people. Raramai changamire
❤❤❤ to our headman
Musaisa hama dzevanhu vari padare ku leadership. Baba ava vanobvuraudza mhuri dzevamwe. Nhasi nekuti mukunda wenyu mava kuita hasha
Headman to e world❤
Tete anokusumirai nyaya ihanzvadzi yenyu kwete muroora.imi nyaya modziziva dzemhuri yenyu.imi
Amen
Goodheadman
Vanhu havabvise ngowani varege kudherera dare
Iwo wanenge wachirasirira ndiwo fut wanotanga kunongedza kt wanotakura mabag always ,muchidiridza maruva enyu nemisodzi yewamwe
Thank you very much my headman ❤nekutipawo another chapter tirikutodzidzawo
😂 hanzi Muperere ndakamudzinga mudare mangu
Kubereka kunorwadza shame ,baba warwadziwa nemukunda wavo
Vachigodora wedzerwai mkore ekurarama
Combination yangu Headman Chigodora, Chief Nyamayaro and Mutasa haaaa masports anopedzwa apa
Yenyu imimi chaiye here
keep it up musatiuraye nenzara headman chigodora rambai makabaya ipapo everyday 1 video its fine ❤❤
Hamuoni manje tipei nyaya everyday.apa magona
Anovenga chigodora muroyi makanyanya midhara❤
Chigs Media Tv iri kuseri
Pfeee zvakarr
Uyo anewhite mubvesei mudare ibenzi
Karanganda dai yadzoka apa ma one
Mrume akamedzeswa uyo
I'm missing Tamarie
Tezvara ngavadzikamwe kwete tuhasha tusina basa
Tayepo
Tasvikawo
Rovai basa sebasa headman Chigodora
Tezvara ngavasaite dzungu kana kuda kutonga vakuwasha, plus mwana wavo akaroorwa nemunhu waakadzidza naye
If it was your child musadaro imimi mudhara
Headman chigodora to the people
Headman munogona.
Thanks hdman back to sender
Rambai muchibata basa Headman
Tapindira pano pano hatisare zvekudero
Kkkkk hanzi hatina kuziva chatigadzika pamatombo 😂
Tasvika ngepano
Ndati murume weGucci uripi
Baba Ava vanoda a woman like that one co mwana anotofa vakatarisa
order mudare
Chigodora
Uyo blaz ane White arikunzi TEZVARA he always interject zvisina order in most matare. He needs to follow protocol hatizive kuti anoita nezvei mudare ra Headman.
vanhu vekwaHeadman vese havanawo access yekuendawo paYou tube here nhai??hamungaendi kwaHeadman kt akupei go ahead yekunda kuN'anga dzemakoko sa sekuru Tasvu,hamugoni kuenda mega here straight??
Tamari mudhafu dhunda 😂😂3
Tadarikawo ngepano
Tete imi zvamakanzwa kuti mwana arikudonha makadii kuenda kumuroora kunotj mwana todii ndakadzwa kuti mwana arikudonha wakambofambawo here muroora tete mukwane imi
Headman pedzai nyaya. Ndimi munogona kugadzirisa nyaya iyi.
Headman chigodora makasimba here nevose vamobata basa navo sando dzenyu head
Tete avo vakadini kuoneswa kuchurch yavo ikoko
Asi ndizvowo here kuti varume pamatare vanenge vakapfeka macap .kuda kusiyana kwenzvimbo
my,bestie
headman avo vati ihanzvadzi paita conflict of interest apo... avafani kunga varichidairira mudare kana iri hanzvadzi yavo
Marasika shona sisy Tamary vapenyu ndatovaona nhasi kuMagayakaya. She is full alive
Improve on video quality
Tete muZion ihwaivo tsitsi panevanotambura vaduwe
Thank you Headman 4 not keeping us wanting, nice ruling ❤
Our pleasure!
Headman please blaz wema mhasuru ngaadzoke ku team yenyu please headman
Karanganda ngaidzoke zvayo
Baba avo vane white shirt ngavadzikame
Anasoko mupapi apa
Yaaaa nyika yakatakura kurema iyi umm but ukadzamara watumirwa sarmon wairasa kkkkkk
Tezvara vanedzungu avo Dare harichina order nekuda kwake
KwaChigodora every misunderstanding Imhepo…
Quality camera yenyu
Next dare kokai Tamari
Tinhi media your sound sometimes it's full of wind ,is there a way to improve on your sound system
Use eye phones
HCCC, 💥🔥🔥🔥
My wish is to have a good Headman like Mr Chigodora in all Zimbabwe province
Tamari wacho uripi
Amuna kunzwa zvakanaka tamari aripo kwanzi akafa dzinoenda pane mumwe izvo zvatanga achiripo kureva mupenyu
Horyt thnx ndanga ndaita stress

vanhu vekwaHeadman vese havanawo access yekuendawo paYou tube here nhai??
hamungaendi kwaHeadman kt akupei go ahead yekunda kuN'anga dzemakoko sa sekuru Tasvu,hamugoni kuenda mega here straight??