Madzibaba Reminance(St Peter) Respond to Madzibaba DVD

Sdílet
Vložit

Komentáře • 26

  • @allenmoyo1323
    @allenmoyo1323 Před dnem +1

    Thanks for sharing in good or bad exchanges we continue to learn looking forward to more teachings from my favourite St Peter

  • @KupakwasheKumbula-jb4dv
    @KupakwasheKumbula-jb4dv Před 2 dny +2

    Kkk nharo kumasowe adziperi

  • @wilfredkundeya7388
    @wilfredkundeya7388 Před dnem +1

    Johane rudo baba ana baba

  • @generalchina7042
    @generalchina7042 Před dnem +2

    Sure mese mavakutopenga ko akati vanhu vano paridzirwa mumafoni ndiani takanzi tinotenda padare tichi enzanisa tsananguro kwete zvenyu zvekuda kuteverwa mega mega muchi Rasa vanhu

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll Před 2 dny +1

    Mese mavekupenga siyai kutukana tinokuremekedzai asi zvamavekuita mavekuzvibvisa chiremerera baba vangu st pter chisiyanai nekurwisana nevanhu taurai nzira

  • @ShadreckElijah
    @ShadreckElijah Před dnem +1

    Daimai ziva mai tarisa mabvazuva muone chatatarisana nacho 2025 maisaswero tukana tonamata tose jira inguwo haina chakaipa pairi moyoyedu dai yanamata

  • @godsonmanyika1171
    @godsonmanyika1171 Před 2 dny +2

    St Peter's anokuremerai uyu one munhu wandoterera kwete vamwe vese Havana nhau

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll Před 2 dny +1

      Musateerere munhu teererai Mwari St Peter vana gonakutaura asi atichazive chokwadi

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 2 dny

      kkkk tinotenda baba

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 2 dny

      amuchaziwee chokwadii chekutii

    • @TMind92
      @TMind92 Před dnem +1

      Aremera vanhu kuti kudiiko ipapa bba munhu arikutodyiwa nezvaarikutaura ipapo ipapo😂😂😂😂

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před dnem

      @TMind92 kkkk anhu musadarooo kkk

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o Před dnem +1

    Pamwe DVD ungatendeuka asiye kutuka vanhu munhu mukuru

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll Před 2 dny +1

    Fambiranai mumasangano enyu mhani munotsiurirana ikoko chero masatanist chaiwo hamumanzwe achiti fack off pama4n zvamurikuita izvi masiyana papi nevarimunyika vacho munovadzidzisey baba reminence ndinofarira kutaura kwenyu uye kunondifundisa asi apa zvamavekutaura ummm musa controlewa nasatan

  • @GivenDzviti-fq7kv
    @GivenDzviti-fq7kv Před 2 dny +1

    Ko gakava pakati penyu ndereiko mapostori