Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Kwete kuzomupa hugamba azorora, makanyanya BABA SHARO....#Dr Macheso.
Mbobela is my hometown .....we love zim songs
Band redu,Jonas the baddest chanter in Zimbabwe mwana kitoko makasa
Badder dan bad🔥🔥🔥🔥
Baba vedu va Macheso Ndatenda hangu ,mwari ngaatichengeterewo baba vedu ava
Sound system on pointZvekugona kweband hatichataura zvagara zvozikanwa
Big up Muropaaa
The Band that doesn't disappoint however, Baba Sharo, From South Africa, we love you so much and I had fun in Newtown and Cosmo City....Ayaaaayah
Backing vocalist sando dzako to you wangu. You are on point, flawless.
Ba Shero on top of the rest,university of chesology 💪
Grande cantor é Este homem. Muito obrigado!
Zvakatanga rinhi zvekuita basa risiri rako iwe musoro bhangu Majuicy afa here Jonas kunge asisagoni kuchanter.Munhu ngaamire pake chaipo kwete kungoita dzungu
chakaipa ichi...DR ALICK KUMUZIKWATU MACHESO
😂😂😂Joe kasamba fr me,, this nigga never disappoints
If sound system is good like this. Then local gig will b a hit
Zinopenya penyaaa .Cheso chete chete.big up the sungura maestro
Wow good one, was in attendance at this one at Nelspruit Mbombela, what a night it was
Ale Ale Alick Macheso ndiye Chibaba
Simply the best on top of the rest
Jonas asiyana nezishort rake reblack 👏👏👏👏
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dancers you did better on that part before Chengetai thats what we're looking for not competition on stageKeep the fire 🔥🔥🔥 burning band revanhu
Musasiya zhiri kna muchienda out baba shero please
Jonasi Kasamba ; the Dlink of Ochestra mberikwazvo.
Tafi and Zakaria good combination 🔥🔥🔥🔥❤️🔥
Macheso is just out standing his massage is always good leading llikeiy
You are the only bestiest in the whole world thank you , siyabonga kakhulu, kani Mambo , muinto obrigado mashuma band redu vanhu vacho ndisu
Haaa nyanyest chaiyoo...chesology kuseri
Madzibaba Gwanzura 🤘
Legend always a Legend
Chengetai my favorite song 🎵
bigup baba shero
Tafu..noel ...sekuru poto ❤❤ and mdhara tino tenda ❤Guitars ❤❤
Toda colabo Na simbarashe macheso
backing vocalist muropa was on fire salute!!!!
Simply the best Chesology
Best mixture of talents
Zvimwe zvose bhoo..Ma Juicy mira pabasa rako..siira Jonas basa rake
Majuicy ngamboita zvekutamba chete mhani.Jonas ndiye chanter watinoziva
Taura yako..........
Joe kasamba dance manjee haaa chogonaa ichoo
Ba Shero mudhara wedu kubva nakudhara chesoyology aaayaah
Chekutanga ndinotenda baba namai vangu vakakuberekera inini ,
Cheso power
Ayaaaya. Power wakaipa
Mberikwazvo management please fix this issue yaMajuice...he is all over and ari kubhaiza zvaane nguva manje achingoita zvaanoda passage.
Once a legend always a legend......,
Chesology ayayaaaa azambee the Best Male artists in Zimbabwe
My best munhu
My favourite artist
Baba shero 🔥🔥💯💯💯🎼🎼🎼🇿🇼🙌💓
my favourite
Ayayaya ayayaya ayyayaya mungu.... Baba shero chibaba
Ayaayaaah
Macheso the best!
Zimbabwe has a lot of blessings and one of them is Baba Shero.
MaJuice siya Jonas aite graft rake
Chesology ❤️
Ayaaya nice work 👏 keep on going 💪
Mudhara Chesology the genius of sungura,haaa munogona Baba Sharo ndeipi song kana album yakanzwa kuti makago neunyanzvi kana kufarira ?Chengetayi makarova zvenyu , artistry prowess anything above this would be extraterrestrial Baba Sharo.
Ho ho chengetai mwari vane nyasha vanoita kuda kwavo
Wow 😳 mdhara anogona zvake
Chababa icho, ivhunze anopisa mdara Chesology
Baba shero cheso power
Jonas Kasamba chanter bho🔥. Dzosai bhurugwa renyu riya re black.
Kkkkkkkk rakanyanya
❤️❤️❤️
Macheso wakarongeka band revanhu chairo the way yaanoronga music 🎵 magitare jonasi pa side haaa to the fullest
SIR ALICK MACHESO
Ndibaba avo
Ayayaaaa pfeee
Baba Shero ndokumbirawo lphone yakatorwa neboys renyu kuManake 16 December 2022
Kkkk
🎉🎉
Chesology the best 👌
Mr Bass Guitar 🎸
Chesology hayayaaa zikomo kwa mbili
Munodimbura waya idzo
Dhara kubvira kudhara 😊
Bandrevanhu mabacking bho zvkti keep it up
Ayaya
Macheso mudhara... Tindo Dumbu rava kukurisa iro
Zvinopenyapenya ✴ ✴ ✴ ✴ ✴
Cheso power mhondoro yemagitare
Zvabuda nekuti Wilson haapo , Pana chengetai musamuisa please
Kasamba for me👑
Yah mdara uyu ane chipo
Iro ronzi ma juice ngarisakambira zvese zvese chanter tinaye kuband kare
🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌
rovai baba sharoooo
shangwiti dzemagitare idzi
Ambasadhero
Instruments correct ,, voice live dololooooo
Uyu akanyanyisa mhani
When are you coming to Botswana
BaShero zvazvinhu bt ma vocalists ayo akutomboda mavocal lessons
Chesology!
Ma backing vocals arikuda ma lesson Muropa na Barnabas please
The man himself others follow ayaaaaayah bandrevanhu ayaaaaayah Dr @AlickMacheso
Chesolodge
Muropaaaa
Chesology the uncomparable
This is pedzisawo
Kukuzouya ini ndaenda kuMozambique, munozviitirei nhai Mkoma?
Raaaaaaazor wire
Chesology
Jonas kuseri mhani
Kwete kuzomupa hugamba azorora, makanyanya BABA SHARO....#Dr Macheso.
Mbobela is my hometown .....we love zim songs
Band redu,Jonas the baddest chanter in Zimbabwe mwana kitoko makasa
Badder dan bad🔥🔥🔥🔥
Baba vedu va Macheso Ndatenda hangu ,mwari ngaatichengeterewo baba vedu ava
Sound system on point
Zvekugona kweband hatichataura zvagara zvozikanwa
Big up Muropaaa
The Band that doesn't disappoint however, Baba Sharo, From South Africa, we love you so much and I had fun in Newtown and Cosmo City....Ayaaaayah
Backing vocalist sando dzako to you wangu. You are on point, flawless.
Ba Shero on top of the rest,university of chesology 💪
Grande cantor é Este homem. Muito obrigado!
Zvakatanga rinhi zvekuita basa risiri rako iwe musoro bhangu Majuicy afa here Jonas kunge asisagoni kuchanter.Munhu ngaamire pake chaipo kwete kungoita dzungu
chakaipa ichi...DR ALICK KUMUZIKWATU MACHESO
😂😂😂Joe kasamba fr me,, this nigga never disappoints
If sound system is good like this. Then local gig will b a hit
Zinopenya penyaaa .Cheso chete chete.big up the sungura maestro
Wow good one, was in attendance at this one at Nelspruit Mbombela, what a night it was
Ale Ale Alick Macheso ndiye Chibaba
Simply the best on top of the rest
Jonas asiyana nezishort rake reblack 👏👏👏👏
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dancers you did better on that part before Chengetai thats what we're looking for not competition on stage
Keep the fire 🔥🔥🔥 burning band revanhu
Musasiya zhiri kna muchienda out baba shero please
Jonasi Kasamba ; the Dlink of Ochestra mberikwazvo.
Tafi and Zakaria good combination 🔥🔥🔥🔥❤️🔥
Macheso is just out standing his massage is always good leading llikeiy
You are the only bestiest in the whole world thank you , siyabonga kakhulu, kani Mambo , muinto obrigado mashuma band redu vanhu vacho ndisu
Haaa nyanyest chaiyoo...chesology kuseri
Madzibaba Gwanzura 🤘
Legend always a Legend
Chengetai my favorite song 🎵
bigup baba shero
Tafu..noel ...sekuru poto ❤❤ and mdhara tino tenda ❤
Guitars ❤❤
Toda colabo Na simbarashe macheso
backing vocalist muropa was on fire salute!!!!
Simply the best Chesology
Best mixture of talents
Zvimwe zvose bhoo..Ma Juicy mira pabasa rako..siira Jonas basa rake
Majuicy ngamboita zvekutamba chete mhani.
Jonas ndiye chanter watinoziva