Love u Gamu bur ndasuwa kukuona una Comic pastor ❤
Mai Takawira na Mai Duve nyaya dzavo hadzipindirwe 😂😂😂😂
Aewa mai Takawira mune pamuromo imimi😂😂😂😂😂
Mai Takawira vane pamuromo🤣🤣🤣🤣
When drama relates with reality 😂🤗 good acting guys exactly zvinoitwa nevakadzi vemusika😂🤗👌🏾🔥🔥👏🏾
Mai Takawira kutsvuka ita kushoma. You have a beautiful natural completion ufunge.
kkkkk aaah haudaro ndauya newe pano...... change gear......hamudaro wandauya naye pano kkkk
dzimwe hasha dzacho unozoona kuti kumba kwabviwa kuriright here kana baba variko here
😂😂😂😂😂 you never DISAPPOINTS 😂😂😂
Mai Takawira namai Duve fight yavo inondi nakidza zvangu 😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Kkkkk kumba kuri ryt here kkkkk
Nyaya ya Gamu namai Takawira haipindirwe inosara yayako vakuwirirana futi
Nyaya dzavo hadzipindirwe shuwa😂😂
Uku kuchitungwiza kaah uku kuside kunahunyani uko😅😅
😂😂😂Nyaya dzevaviri hadzipindirwi
Pane anzwa pekuti masiya ana baba vari right kudzima uko
Hezvoo Gamu namai Takawira vako vakaoma aaah😂😂😂
Meegara meenyon'orana chete naaMaa Takawira avo. 😀😀😀
Dza Mai Takawira na Mai Dube hadzipindirwe 😂😂😂
Hazvitani kukonana😂. Love you both ❤
Manjenjenje toita sei kuti the husband ipere? We want to help
Love you Gamu
Mai Takawira noooo😂😂😂
😂mai Takawira na Mai Duve pliz tinyareiwo kaaa 😂 sure kuita sevatevedzani kudai😂😂
❤❤
Vabva kumba kusina kunaka Mai Takawira kkkkkk
😂😂😂😂😅 hayaaa
Gamu please tirangatirewo Pana My Husband
Mwando😂
Guys my name is Gamuchirai as well
😂😂😂😂😂
Madzimai imi pese pamuri munotanga musindo
Mai takawira vanondiitira😂😂
Gamu naSarah hamunachenyu😂😂😂😂😂
Dzevavir hadzipindirwe
Isu vekuisa like tisati taona cz toziva zvobikwa na Gamu kuseri
Ibvai apa, sarai nema onion enyu. Hamufanire kupindira nyaya dzedu 😅yatosara yava ya ma onion kkkk
Ibasa 🤣🤣🤣
Gamu anosvuura
Handina kumbobata nyaya yacho chaiyo. Ndongoona kuti vanhu vakunetsana netsana but kuti inyaya yei ndazvishaya😂😂😂😂
Uuumm vakadzi ava😂
Ko my husband yakazodii
Ndokunonzi kusimudzirwa mhepo chaiko. Unotosara uchi shaya kuti chii chamboitika 😂😂😂
Mr onion guy..yenda ku gym and remove that pregnant belly ..chi ko nayi
Pamuromo paharuna
As if its real well done guys
😂😂😂😂 mai takawira bodo pamuromo pachoka
Hi five guys
First 🥇🏆
😂😂😂😂vakadzi ava vakaita barika murume Wachovia anofira mahara ...huye bodo
❤❤
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
The women in the black hat is versatile cause she can act elegant and gangster too . Gamu as well
Watauga chokwadiiii kkkkk