Dear Lord,😭😭😭 you did it before and we know you can do it again,may you please heal our Granny the same way you healed Job. Isu venyama hatina simba,hatina zivo uye hatinawo zano.Lord you blessed her with long life in this World and we are begging you to heal her so that she can enjoys the blessing of long life you have given her. Amen!!!
Look at the saddest irony of it, She is covering using Mnangagwa campaign gament. He is sitting at the throne and forgets the voters!! Cry my beloved country!
Thank you for sharing Drewmas Media. I would suggest for Gogo to be referred to doctors, as it could be a decision to amputate the foot and save her life. Diabetes could also be the problem to that prolonged necrotic foot or malignancy. Let’s help 🙏🏻🙏🏻
Ambuya vakaita inonzi Gangrene, Gangrene is the death of body tissues due to lack of blood flow or serious bacterial infection. Gangrene commonly affects the arms, and legs including toes and fingers, but it can also occur i n the muscles and in the organs inside the body such as gall bladder. Shandisai ma honey dressings ndiwo anobatsira. Asi nguva zhinji hazvirapike hazvo
The govt has to restore health system vanhu ce certain age varapwe mahara the unemployed nevana and severe health problems. Murume vakuru rapisai gogo avo aaa
Nhai mukoma Andrew Neshamba mbuya havana kubata bata here avo imbovabvunzai pamwe vanofanira kuita confession hazvisi normal tinoziva kuti shuga ndoinodai manje havana.pliz vabvunzei zvakanaka vabatsirikane especially kana vairoya vana vadiki ndomaperero azvo unofa watambura.Get well soon gogo ndarwadziwa.
Veduwe vamwene vangu yavo shoka was covered by the wound vakadonha one chigunwe ndakabatsirika nekuvageza ndichicheka nyama dzakawora she was diabetic vakaramba amputation ndakaita chiremba pachangu nokuti hospital gave up rayinhuwa kuvharira imba year .Ngarisukwe daily nemvura ine salt nokurinyudza mu vinegar ndayishandisa alovera ndirimuNamibia I will send photos .She is late .Honye dzaibuda .
I am sure gogo is diabetic and it has been left for too long now these are complications. She has gangrene feet. It's burning in nature and very very painful. She should go to Central hosp Pari or Gomo chaiko rinodamburwa wanotoita zvakana kana iri sugar. Ropa rawo rinoda kuenda kuma laboratories chaiko ie lancet or medlab. I realy doubt kana chiri chivanhu. It could be hamheno. What I know She is in severe severe pain.
There is no blood that comes out normal in such type of illness. Blood culture and analysis will pick the problems hence suggestion to go to big hospitals and big laboratory
Thank you for taking us to another level ..our best channel ever keep up your work is good..Gogo l wish you well muntu omdala inkosi ingani ingakuphilisa uphole kunhlungu olazo .
A few years ago I saw documentaries of flesh eating bacteria. These cases were an elderly woman in USA and cases of children in Ethiopia. The kids in Ethiopia were loosing their cheeks to the point of exposing the Jaws and teeth. This flesh-eating bacteria is called necrotizing fasciitis. Could it be the situation in Gogo's case?
A pure lack of caring. Gogo has developed Soft Sports on her buttocks and heals due to inadequate movement. She is old shecan not move herself as much. This is why they have Nursing homes in other countries. As a result this has caused Gangreene. if she has diabetic and likes sugar it could also be Gaut. So sad Africa as a whole very few know if they are diabetic or not. Thank you Andy. I wish gogo a quick recovery.
Hachisiri chishamiso kuti munhu anobuda honye arimupenyu. It's normal. Doctors actually used to introduce maggots to patients wounds to eat away dead tissue. It's common with Diabetes patients. As doctors and they will explain it to you. Take this lady to Doctors.
Maggot therapy is still being used to eat away dead tissue and keep the wound clean.. I second you they need to take the lady to a diabetic or wound specialist.
Dambudziko iri ritoripo Mai vangu gumbo Ravo rakangotanga ,kutsemuka Pasi kusvika Radyika rakutoonekwa bhonzo remukati ,vakanzi sugar diabetes vakagurwa chigumwe asi after one week vakabva vafa chivanhu zvese nechipatara zvakaramba,I know the pain yagogo avo
I went up n down thread n learnt from others here zvimwe zvirwere zvikufungirwa,but pakunzi they went kuhospital n no honye was found,vadzoka kumba dzooneka pakachena here apa..may gogo find help vapore.
its necrosis due to sugar diabetes. That foot or both feet should be amputated ASAP to save mbuya,s life . Her diabetes was undiagnosed for a long time, seek hospital help.
This is caused by diabetes mellitus. The best is to amputate the worst foot but because of her advanced age she might not work up if she goes under the general anesthesia. The best solution now is to dress the foot. I don't know if those doctors did a proper investigation to find out if she has sugar or not
But there is also a better way to deal with diabetes. I've a great book that can educate. I don't however how to get it through. It's only that many of us don't pay attention to herbal remedies. We need the American medicine which is destroying us daily.
@@ispiretechnologies those American medicine is coming from your plant roots and bucks. That was caused by diabetic neuropathy if she is found to be diabetic. Which I suspect. This is why it's important to know so you can look after yourself properly to prevent complications like these.
Vakomana vese ava varipamusha apa varikutadza kupfirira kitchen iyo yakuda kudonha kana kutema mapango vogadzira Doorframe apo nmmmm ,feel sorry for gogo she’s so much in pain nmmmmm
Ambuya vari kurwadzisa ava, vanoda mapain killers plus kuti gumbo rigezwe nesalty water every day uye richi sungwa kuitira infection. Asi nezvazviri dai vaitwa amputation because the pain I can feel it. I hope havana Diabetes
Kuti haadaro ari maperembudzi here Kana kuti ma leprosy dai mamboenda nawo kwa Mutoko kune musha unorapwa kana kuchengeta vanhu vane dambudziko iroro Kana zviri zvamwari chaizvo ngavaende nawo ikoko kunonzi ku Mutwmwa
Dear Lord,😭😭😭 you did it before and we know you can do it again,may you please heal our Granny the same way you healed Job.
Isu venyama hatina simba,hatina zivo uye hatinawo zano.Lord you blessed her with long life in this World and we are begging you to heal her so that she can enjoys the blessing of long life you have given her.
Amen!!!
We Speak Healing Kuna Gogo In Jesus Mighty Name 🙏🏾
Amen
Look at the saddest irony of it, She is covering using Mnangagwa campaign gament. He is sitting at the throne and forgets the voters!! Cry my beloved country!
Thank you for sharing Drewmas Media. I would suggest for Gogo to be referred to doctors, as it could be a decision to amputate the foot and save her life. Diabetes could also be the problem to that prolonged necrotic foot or malignancy. Let’s help 🙏🏻🙏🏻
Drewmas media is the best, Local dstv yedu
Zvinochemedza mhani izvi. Mwari tiitirei nyasha.... Thanks again Drewmas media
Ambuya vakaita inonzi Gangrene, Gangrene is the death of body tissues due to lack of blood flow or serious bacterial infection. Gangrene commonly affects the arms, and legs including toes and fingers, but it can also occur i n the muscles and in the organs inside the body such as gall bladder. Shandisai ma honey dressings ndiwo anobatsira. Asi nguva zhinji hazvirapike hazvo
Eeh mmmm zvakaoma.
Thank you, wanted to say the same, but the Doctor should have amputated it risati rabata rimwe.
So painful
Ndiyo chaiyo
Iiish Saka ma doctor akatadza kuona izvozvo hre kuti iropa shoma
Ndafara kunzwa kuti gogo vekuchengeta our treasure [njuzu] dziye kuChipinge vakawana rubatsiro kubva kuruzhinji rweZimbabwe.Ndotendazve maoko akatambanudza kuti mwari avaitire zvakanaka.Mkoma Andrew Neshamba pamberi nebasa,muri chidadiso chenyika yeZimbabwe,pasina imi naChihera pasina zvatiri kuziva zviri kuitika mumatunhu enyika.Hero basa musanete vakawanda vanhu vanoda rubatsiro.
you man njuzu itreasure?
@@chichimariza3240 🤣🤣🤣
@@chichimariza3240 imagine🤣🤣🤣🤣🤣
Mmm pakaipa chirwere che mbeva chodakurapiwa kuchi vanhu inhukusa thank you Drewmas media 💕💕💕💕
She is healled , by the blood of Jesus
Help yamuri kuda iwe Never hachisi chibage chekudya sadza, you need maDoctors anobatsira kuti ambuya vaitwe amputate tsoka iyo.
Ichokwadi dai agurwa zvawo pane kutambura zvakadai
Mipururu nhai mkanya iwe💃💃💃💃
Mukaona shumba yapindira moto ziva kuti atove manake gogo munopora chete.Drewmas media never disappoint gogo ,pachawana chete anogona kupedza dambudziko ragogo ava.
Amen
Drewmas media the only one and best television in zimbabwe
Havanawo kasungira seri here gogo ava. Like kumuka husiku
The govt has to restore health system vanhu ce certain age varapwe mahara the unemployed nevana and severe health problems. Murume vakuru rapisai gogo avo aaa
Hmmmm ndarwadziwa hangu ndatadza kudzora misodzi yangu get well soon gogo
Nhai mukoma Andrew Neshamba mbuya havana kubata bata here avo imbovabvunzai pamwe vanofanira kuita confession hazvisi normal tinoziva kuti shuga ndoinodai manje havana.pliz vabvunzei zvakanaka vabatsirikane especially kana vairoya vana vadiki ndomaperero azvo unofa watambura.Get well soon gogo ndarwadziwa.
Taura hako shaa ini ndaona sekudaro kt maybe gogo vaive vakabata bata vakapindawo nzvimbo dzakasiyana siyana uye dzakagadzirwa zvinogona kukonzeresa zvakadaro ft.
Drewmas nyoraiwo ka kuti video inowonekwa ne vane moyo wakasimba. Thank you for good job you are doing
Kkkkkkkk unotyeikoo
Veduwe vamwene vangu yavo shoka was covered by the wound vakadonha one chigunwe ndakabatsirika nekuvageza ndichicheka nyama dzakawora she was diabetic vakaramba amputation ndakaita chiremba pachangu nokuti hospital gave up rayinhuwa kuvharira imba year .Ngarisukwe daily nemvura ine salt nokurinyudza mu vinegar ndayishandisa alovera ndirimuNamibia I will send photos .She is late .Honye dzaibuda .
Eysh zvakaoma
KwaMusami kwasei Mukoma Neshamba
Haaa zvakaoma hazvo veduwee let's hope Gogo vanowana kubatsirika nekukurumidza ndarwadziwa ini thanks D.M for taking us to another level today 👏👏👏👏
czcams.com/video/hACP6s4UpQM/video.html
I am sure gogo is diabetic and it has been left for too long now these are complications. She has gangrene feet. It's burning in nature and very very painful. She should go to Central hosp Pari or Gomo chaiko rinodamburwa wanotoita zvakana kana iri sugar. Ropa rawo rinoda kuenda kuma laboratories chaiko ie lancet or medlab. I realy doubt kana chiri chivanhu. It could be hamheno. What I know She is in severe severe pain.
But they said they did see a dr and bloods were said to b normal...
There is no blood that comes out normal in such type of illness. Blood culture and analysis will pick the problems hence suggestion to go to big hospitals and big laboratory
Eish... pane adzingawo nhunzi subconsciously here
Thank you for taking us to another level
..our best channel ever keep up your work is good..Gogo l wish you well muntu omdala inkosi ingani ingakuphilisa uphole kunhlungu olazo .
It looks all family members only want money and food and they are using Gogo’s illness 😭
Ayiwaaaa mutupo wangu ndo pano dadisa Ana mukanyaa vaka bereka ana mutinha kubviraa isuu ana Sokostina vetsiye dzino boyira😍
Kkkkk taura hako tisu vacho vana mwenewazvo mukanya
Gogo varikurwadziwa veduve mmmm. Aahh ndabatikana chose.
A few years ago I saw documentaries of flesh eating bacteria. These cases were an elderly woman in USA and cases of children in Ethiopia. The kids in Ethiopia were loosing their cheeks to the point of exposing the Jaws and teeth. This flesh-eating bacteria is called necrotizing fasciitis. Could it be the situation in Gogo's case?
manje zvine cure here?
A pure lack of caring. Gogo has developed Soft Sports on her buttocks and heals due to inadequate movement. She is old shecan not move herself as much. This is why they have Nursing homes in other countries. As a result this has caused Gangreene. if she has diabetic and likes sugar it could also be Gaut. So sad Africa as a whole very few know if they are diabetic or not. Thank you Andy. I wish gogo a quick recovery.
Amen totenda nekubatsira vanhu
Congratulations dremas media 100k
Drewmas media.. dai muchitoisa ma program enyu everyday coz tine nzara nzara mezvese zvaunoisa pano... Big up Shumba naChihelele
100 thousands subscribers.Takuda chirongwa chiya anombonzi Drewmas ndiani anobvepi anoyerei?
Chokwadi ngapindure tizivane
Thank you drewmas media you means alot to us ...hope this lady will find help soon
Hachisiri chishamiso kuti munhu anobuda honye arimupenyu. It's normal. Doctors actually used to introduce maggots to patients wounds to eat away dead tissue. It's common with Diabetes patients. As doctors and they will explain it to you. Take this lady to Doctors.
Maggot therapy is still being used to eat away dead tissue and keep the wound clean.. I second you they need to take the lady to a diabetic or wound specialist.
Ndinotaura kuporeswa nezita neropa rajesu
Drewmas media you are the best
Taking us to another level
Dambudziko iri ritoripo Mai vangu gumbo Ravo rakangotanga ,kutsemuka Pasi kusvika Radyika rakutoonekwa bhonzo remukati ,vakanzi sugar diabetes vakagurwa chigumwe asi after one week vakabva vafa chivanhu zvese nechipatara zvakaramba,I know the pain yagogo avo
Ye tamu 100k am so happy 😁 am one of the first subscribers
I went up n down thread n learnt from others here zvimwe zvirwere zvikufungirwa,but pakunzi they went kuhospital n no honye was found,vadzoka kumba dzooneka pakachena here apa..may gogo find help vapore.
100k subscribers yesaya ngatirambeyi tiina mukoma neShamba naChihera tikuda kupinda 105k before 2022 akomana
Mwari komborerai kune avo vatambanudza maoko avo kubatsra mhuri yeZimbabwe panyay yemvura kuEpworth,neavo vemasolar kwagogo .Drewmas Media munogon mukuuy nemutsndo big up
Take us another level Drewmas
Yei iri dambudziko ndakasangana naro pana mai vangu chipatara zvkashaya basa chivanhu zvikashaya basa
Vakatanga vachiti ndabuda chifesani makumbo ose 1 rikapora rimwe kubva pavakatushura harina kupera chigumwe chakadonha exactly zvakaita mbuya avo
Mai vangu vakabva vandisiya
So I'm painfully pandaona gogo.
Ndozvakaitika Kuna Mai vangu vakanzi I sugar diabetes vakagurwa chigumwe ,asi after one week vakabva vafa , chivanhu zvese nechipatara zvakaramba
👏👏👏tirikupawo matendo vatipa gwara rehupenyu kunesu vanoteerera
its necrosis due to sugar diabetes. That foot or both feet should be amputated ASAP to save mbuya,s life . Her diabetes was undiagnosed for a long time, seek hospital help.
You are absolutely right
Hie guyz, thanx Drewmas team. Poreswai nezita rashe
This is caused by diabetes mellitus. The best is to amputate the worst foot but because of her advanced age she might not work up if she goes under the general anesthesia. The best solution now is to dress the foot. I don't know if those doctors did a proper investigation to find out if she has sugar or not
But there is also a better way to deal with diabetes. I've a great book that can educate. I don't however how to get it through. It's only that many of us don't pay attention to herbal remedies. We need the American medicine which is destroying us daily.
@@ispiretechnologies those American medicine is coming from your plant roots and bucks. That was caused by diabetic neuropathy if she is found to be diabetic. Which I suspect. This is why it's important to know so you can look after yourself properly to prevent complications like these.
Vakomana vese ava varipamusha apa varikutadza kupfirira kitchen iyo yakuda kudonha kana kutema mapango vogadzira Doorframe apo nmmmm ,feel sorry for gogo she’s so much in pain nmmmmm
Drewmas you are special
Eish get well soon gogo dai mwari wabatsira.dai ana chiremba vapihwa njere dzemweya namusiki.
czcams.com/video/hACP6s4UpQM/video.html
Ko cancer vakambotestwa here inodaro futi
@@chipomundava8735 hameno ipapo Kuti vaka test hr manje
Eish mwari vakuitirei nyasha mupore gogo.
Hello druwmas team mukoma
Zvimwe zvinoda kuti gogo votaura kuti dzimwe nguva panekubatabata kuripo vakanopinda pakagadzirwa pakateywa so pakuda vemwaya kanakuti vanagodobori ndatenda
Muchapora nezita rajesu gogo dai mapora nezta rajesu
Get well soon gogo
Yaaa zvinorwadza izvo
Never never iwe never enda unoshanda hindava wakukumbira chibage uchitora advantage yekurwara kwambuya
Uuummm chirwere ichi ndine sister yakafa nacho madoc aiiti achisati chava nemushonga she died after agurwa kumbo rimwe ratanga i now the pain shem
Drewmas media,the true media
Did you go to Mai Nyasha here?
Iyi inonzi gomarara or cancer ngaano gurwa makumbo thats the solution
get well soon gogo
Yoweeee Inga VhiporofitachaApostole Chiwenga yazadziswa
Take us to the next level
Mr Andrew I'm not saying ndiko kune solution but madii kumbovaendesa kobatsirwa kwaGogo vaya vekubudisa vanhu mumvura
Zvinokuye kure ana mukoma Andrew vanotodawo mafuta ekuti vakwanise kuvaendesa ka
Mukoma Neshamba murisei
Uuuum ndarwadziwa zvngu gogo weduwee neage yacho zvinorwadza mwari ngaaapindire vapore
Ambuya vari kurwadzisa ava, vanoda mapain killers plus kuti gumbo rigezwe nesalty water every day uye richi sungwa kuitira infection. Asi nezvazviri dai vaitwa amputation because the pain I can feel it. I hope havana Diabetes
Ndinotenda nebasa ramurikubata mkoma wangu
czcams.com/video/hACP6s4UpQM/video.html
Shame gogo varikurwadziwa but iyo ndiyo Gagrene may the Lord heal you
Gogo ava ndavataure zvavakaita
Vanogona vakateiwa mumunda or pamusha vakapinda pakagadzirwa gogo ava pane zvavakaita
Zvakaoma vedu veee
Sad indeed. Praying vawanirwe help. Thanks drewmas Media
Mkoma Andrew dai gogo vambobvunzwa kuti havana kubata bata here. ..pamwe vangabatsirike vakataura chokwadi.
Chodya nyama yose kusvika pa bone. Go to chitungwiza hospital. There is a doctor who cured my relative. They know how to treat it
Ndozvakaita. Bamunini vangu veduwe
Hello Drewmas team how are you Mr Neshamba and Chihera
Thanks Drewmas
Mukoma Andrew Neshamba THANK YOU MY BROTHER But this Problem inoda Chivanhu kwete Chipatara!
Thank u Neshamba
czcams.com/video/hACP6s4UpQM/video.html
Drewmas media to the world
First
God heal Gogo 🙏this is so painful to see your parent/elderly to suffer like this.
Thank you all for supporting this channel now Drewmas Media rich 100 k subscribers....
Teking us to another level
Gogo avo ngavataure kwavapedzisira kuenda kunoroya ndokune nyaya vakaenda kwakasetwa
Mwari pindirai....
Shumba yapindira
100subcribers pfee🥳🥳🥳
That's gangrene havana kuroyiwa mbuya. She will benefit from kudimburwa otherwise it will spread up
Ohh come Lord Jesus heal your child.She must be in grave pain😪
kuti sandiwo mapere mbudzi here
Looks like the foot has gangrene! Best treatment is amputation?
Chivanhu icho mabasa asatan ayo anoda kuratidza simba rake rinosemesa pavana vasiri vake Mwari pindirai satan azvisungirire nenyadzi kuburikidza nemuzita raJesu AAA satan unosemesa siya mbuya avo aaa poreswai gogo nezita raJesu ndiye ega chiremba mukuru
Hie drewmars media
Izvi zvenoda chivanhu gogo vakatsika munzira pakatsingwa pakateyewa
Avana Cancer here gogo avo
Mukoma endrew kisimusi box
Yhooo it's sad
Kuti haadaro ari maperembudzi here Kana kuti ma leprosy dai mamboenda nawo kwa Mutoko kune musha unorapwa kana kuchengeta vanhu vane dambudziko iroro Kana zviri zvamwari chaizvo ngavaende nawo ikoko kunonzi ku Mutwmwa
Can you go to prophet kuda Jose