@stanleymadanha5708 no my brother kuma skits ndiko chaiko kwadzinofanirwa kuwandira not zvekuenda kudenga shenanigans.his true calling is acting these skits zvedenga ngaasirw ana Java nanaMakandiwa who are more gifted than God allegedly 😂😂😂😂😂😂😂😂😂, but jokes aside jah bhobho should go kwa Tinashe timbonzwakuti maprobability akamiraseyi na the lategushungoRGM coz just by eye the resemblance is too much 99.99%.And O.G.Gushungo dzida madrezi saka that dude could bea child from the forest😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Like Real Gushungo❤, you nailed it guys kkkkk nice content
Kkkkkkkk. Ndiko kwamadungwe . Kwete zvekushumira. He is an actor
🎉Body guards for me
Bible rangu ne pfutidzangu dzekuhondo😂😂😂
Guys ko munhu uyu zvaatozofanana zvese neface chii chikuitika kkkkk
Wanga wafunga kuti mwana wemusango here kkkkk vanhu vanofanana zvisina kana explanation
Kkkkkk jahbobo maaku shooter nemapenzi kkkk mukonyani madungwe uyo
Mudungwe benzi iweee ziva zvekuita ma visits kudenga ukooo prophets wema skyts
@stanleymadanha5708 no my brother kuma skits ndiko chaiko kwadzinofanirwa kuwandira not zvekuenda kudenga shenanigans.his true calling is acting these skits zvedenga ngaasirw ana Java nanaMakandiwa who are more gifted than God allegedly 😂😂😂😂😂😂😂😂😂, but jokes aside jah bhobho should go kwa Tinashe timbonzwakuti maprobability akamiraseyi na the lategushungoRGM coz just by eye the resemblance is too much 99.99%.And O.G.Gushungo dzida madrezi saka that dude could bea child from the forest😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Ngazviende mberi Baba Bona.
Makumufungaka RG MUGABE
This guy akafanana na mugabe, haasi mwana wa Robert uyu!? Kufanana face ne voice zvese uumm?
Baba Bona 😂😂😂
Kkkkkk vakamuka president R G Mugabe
The guy is good
Munogona baba bona
Mugabe wakamuka here nhaimi
Ndabva nda sabhusikiraidha
skirts
ye mhunu anga Chekeresa
jende
sorry Manige😩
❤❤❤
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂❤❤❤❤
kkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk
Kkkkkkk
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂