Huyai Munzwe Zvandaka Udzwa Kumaporofita Pamusoro Pemukadzi Wangu

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Komentáře • 29

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Před 2 měsíci +1

    #Last unogo bvunza kuti womu confronter sei iwe uchiudzwa kwese kwauri kufamba kuti muudze kuti areurure here.Kana uchimuda uye uchida mwana naye mubvunze kuti akaitei ari form2.Kana aramba kutaura musiye utsvage mumwe nekuti hazvibatsire kuramba uchingotenderera muma porofita

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv Před 2 měsíci +4

    Madii kubuda pachena kumukadxi wenyu pamwe munobatsirika

  • @user-ud5bf2lh1n
    @user-ud5bf2lh1n Před 2 měsíci +3

    Udzai maimwana and monamata hakuna chinokukurira mwari

  • @cecilliakanhukamwe7472
    @cecilliakanhukamwe7472 Před 2 měsíci +1

    Zvimwe hazvidi dare ra mukoma Nash. Kana mava kuda mwana Mucha taura ne mukadzi wenyu mukoma

  • @Jaspercharota
    @Jaspercharota Před 2 měsíci +1

    Iwe wekuda mwana unoita kunge usiri murume. Or maybe mkadzi uyo haumudi kana panoda kureurura hapana chimwe chingashanda udza mkadzi wako areurure finsh

  • @canaanzheyu
    @canaanzheyu Před 2 měsíci +1

    Hapana advice yatokupa coz haudi mwana wacho,Dai warida means unotyei kuudza madzimai wako chokwadi.or else tsvaga mumwe mukadzii simple

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 2 měsíci +1

    Nhai mkoma bvunzai mkadzi wenyu kana muchimuda kuti wakaitei zviri pachena izvi kana makundikana much out motsvaka mumwe mukadzi nguva irikupera.

  • @machings
    @machings Před 2 měsíci +1

    Ko mkadzi arikuramba kufamba here if soo ingomubvunzai straight kana aramba motsvaka hama yake momubvunza zvakare kana aramba akatsika madziro siyanai naye pane kuzosungirwa raramo

  • @broonkmubvinzi6066
    @broonkmubvinzi6066 Před měsícem

    Yah, veganda chena havatide zvedu.

  • @dionemubaiwa9017
    @dionemubaiwa9017 Před 2 měsíci

    Zviriko here izvi kuvarume vemuafrica zvikunyara kuvhunza mukadzi for 7 years kunyepa uku Havana chokwadi bamunini avo

  • @RutendoHungwe-kp5oq
    @RutendoHungwe-kp5oq Před 2 měsíci +1

    Bvunzai mamimwana wareurure zvinoita boè

  • @user-eq3uz3qw9d
    @user-eq3uz3qw9d Před 2 měsíci +1

    Udzai mudzimai wenyu mukoma hakuna imwe nzira apa

  • @urielchance8692
    @urielchance8692 Před 2 měsíci

    Ibenzi iri,what advice do U need murambe kana kumubvunza if U want mwana usaite seBharanzi

  • @user-fh7ob3jd3e
    @user-fh7ob3jd3e Před 2 měsíci +1

    Bvunzai mkadzi wenyu kuitira kuti mbereko yake isunungurwe

  • @tre642
    @tre642 Před 2 měsíci +1

    Famba nemukadzi wako

  • @estherchipunza1296
    @estherchipunza1296 Před 2 měsíci

    Hanzi areurure kunanii hantii arikufanirwa kureurura kwauri wakuzviziva zveee

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu Před 2 měsíci

    Enda kwaMirqcle Paul uko nungo dzako ikozvino mwana ndiye akusuffer

  • @TINOMUDAISHE
    @TINOMUDAISHE Před 2 měsíci +2

    Endai kwa Prophet Paul pa Unit L chitungwiza mahara chaiwo munobatsirwa

  • @3426-y2t
    @3426-y2t Před 2 měsíci

    This story reminded me of a movie called Get Out 😂

  • @CarolineKamusoko
    @CarolineKamusoko Před 2 měsíci

    Enda Kwak T Fredd kana ku Abraham stand

  • @lineagunhidzirai1938
    @lineagunhidzirai1938 Před 2 měsíci

    Ngaaende ka prophet miracle Paul mwana aone don't think angabhadhariswe

  • @carohamandishe9798
    @carohamandishe9798 Před 2 měsíci

    Tsvagai sly media moreura kuna vadzimai

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 2 měsíci

    Hamba ko poul once

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv Před 2 měsíci +1

    Ingotsvaga hama yake yaunoudza yauniziva kuti ari close naye umuudxe obva amubvunza ko sei musiri kufamba mese nemukadzi

  • @buhlemarylene2251
    @buhlemarylene2251 Před 2 měsíci

    dzimwe mari dzinotaurwa nemahelpers are so ridiculous 8000 here amana

  • @moreblessingchiper6374
    @moreblessingchiper6374 Před 2 měsíci

    Miracle Paul is free

    • @ciecie-bw1kl
      @ciecie-bw1kl Před 2 měsíci

      He charges 500usd musadaro veduwe

    • @bethechange2335
      @bethechange2335 Před 2 měsíci +3

      Mungwarire kutakudzwa mweya yevakafa nekuti he is an occultist. He is not a man of God

    • @Eva3rt
      @Eva3rt Před 2 měsíci

      ​@bethechange2335mataura chokwadi