High my lovely people I need help please,it's anyone knows how to get Sekuru kanengo,I'm from South Africa my wife she is from Mozambique she had been whichcrafted she lost her mind she can't speak or to remember a thing please help,she usually watch this kind of episode that's how I know Sekuru kanengo.
Thanks for caring good people I do have the number I tried several time calling also I drop WhatsApp record with no reply may be he doesn't like someone who speak English it's a pity I can't speak Shona,I'm a South African but my wife she is from Mozambique,if I knew his village or town I could drive there.
@@munyasons80 you can say that again madzinza unokungura kuti Dai wakazvarwa usingazive kana Mubereki wacho cause kuvepo kwavo kwakangofanana nekuti havapo.....nekuti even une zvinonetsa apana anomboti ngatifambe semhuri
Sekuru Kanengo Desmond Rimau ataure vana sekuru 2 waakaenda navo kunoromba please coz mune marufu awandisa mumhuri kwa Rimau.Desmond muzukuru ma Rimau ana sekuru 2 waakanoromba navo vakamurakidza n'anga vatorerwewo urombwa hwavo .Thank you mukoma Robert.
Sekuru Kanengo the people. Izvi zvakaoma sure veduwe
Ranga rakasvika hre shoko ikoko kwauri muzukuru kutii Robert Tapfumaneyi akabva ku Sly Media ane channel yake pa CZcams yakanzii Robert Tapfumaneyi
Tavanaro sekuru rakapinda munzeve....
High my lovely people I need help please,it's anyone knows how to get Sekuru kanengo,I'm from South Africa my wife she is from Mozambique she had been whichcrafted she lost her mind she can't speak or to remember a thing please help,she usually watch this kind of episode that's how I know Sekuru kanengo.
His phone number is popping on the screen.That’s Sekuru Kanengos number
The phone number is on the screen
Thanks for caring good people I do have the number I tried several time calling also I drop WhatsApp record with no reply may be he doesn't like someone who speak English it's a pity I can't speak Shona,I'm a South African but my wife she is from Mozambique,if I knew his village or town I could drive there.
Take number on screen
@@richm9229try to search for SMTV then take the number of the presenter he can arrange with you so that you can meet Sekuru Kanengo
Apa the guys is handsome...satan aripabasa chokwadi
Kkkkk
Ucharombawo iwe
Why noise hazvisi kunyatsonzika
True
Sekuru munobata bsa
Sekuru kanengo mandisekesa kuti anopenga zvedi dzakatamba nepwere
Sekuru .....kanengo mayita....basa Mukomana uyu akurakidza kutya nezvaakabata ma1 kuromba uku anoti isu tirikushanda tinopenga
Sekuru kanengo to the fullest
Mubatsiteivo
Ko seyi maishaya shungu kutitsvaka kuti chii pakati pamai ava nemwe vana vavo paneaiziva about this bcz seyi maishaya pfungwa yekuenda kozvitsvaka 😂😂😂
sekuru kanengo makanure taurai zvese mubatsirike mukoma wepaRukweza reururai mupone
She was charged 10k usd. And chose to go to the person who charges only 80 us dollars 😂😂.
Kunyepa baba imi ndokuzivai
😂sei wadero dea
Tiudzei chokwadi
Hezvo
Kana mukadzi wake asina kuroorwa neumwe murume sekuru kanengo ndibatsireivo kuti adzoledzane nemhuri yake pamwe pfungwa dzake dzingagatsina sezvo acheneswa anogona kungogara nevana vake uye nemudzimai wake
He can’t be trusted anymore.
Sekuru munogona basa rambai makadaro nyika isunungurwe
Zvinhu Hazvo zvisina kundimirira mushe Sekuru ndaida kuzosvikawo kumba kwenyu ndizobatsirwawo
Aaa dear kwasekuru kunotoenda vanezvisina kumira mushe kuti zvizomira mushe, saka manikidzira uyende dear,mumadzinza edu aya makarema.
Hie
@@munyasons80 you can say that again madzinza unokungura kuti Dai wakazvarwa usingazive kana Mubereki wacho cause kuvepo kwavo kwakangofanana nekuti havapo.....nekuti even une zvinonetsa apana anomboti ngatifambe semhuri
Zvakaoma chokwsdi
Iye muningna uyu seyi aingoti musataura naye kiyai door musinga fokasi ne problem yekutavaka kuti cjii haa imi itai mushe
Tisvikei pano sekuru batai basa