‪@HeadmanChigodora‬

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 24. 03. 2024

Komentáře • 272

  • @batanaipardonmakumucha9945
    @batanaipardonmakumucha9945 Před 3 měsíci +7

    Good move to create a Go Fund for Herdman Chigodora so that a Chigodora Clan Community Court is constructed. Who is supporting the noble idea.❤

  • @tinashem1
    @tinashem1 Před 3 měsíci +14

    I think headman should open a consultancy company where some of the pple can consult on traditional matters. I like the his knowledge of our culture and tradition. His ability to analyse cases and so on. The way pple are growing these days is such that we live far away or without our elders to teach us culture and tradition. Can assist you Headman to come up with a consulting organisation

  • @munyahmujeka3487
    @munyahmujeka3487 Před 3 měsíci +38

    Vose vanoda kuti Gucci adzoke ngatisimudzei maoko 🖐️

  • @user-ek6oz2jd3x
    @user-ek6oz2jd3x Před 3 měsíci +42

    Three vanhu varikuchenesa nyika headman chigodora, Tafadzwa chidawa naTinashe Mugabe watch from uk

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya1112 Před 3 měsíci +16

    Nice picture and sound quality.
    Bring back Gucci pliz

    • @israelbunu1746
      @israelbunu1746 Před 3 měsíci

      ​@@BaMalocolmndivavo chaivo kkkkkk.

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 Před 3 měsíci

      ​@BaMalocolm 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Před 3 měsíci

      Quality unoyiziva here wangu?.

  • @user-ek6oz2jd3x
    @user-ek6oz2jd3x Před 3 měsíci +15

    Headman mukugona kuchenesa nyika ko Gucci aripi ngaadzoke please pliz watch from uk

  • @adamdzwowa1782
    @adamdzwowa1782 Před 3 měsíci +8

    Headman Chigodora pliz chikumbiro dzosai Gucci dare risimbe sezvarange riri. Watching from SA.

  • @FlorenceLikwakwa-ub7io
    @FlorenceLikwakwa-ub7io Před 3 měsíci +6

    Vaya vaiti mudhara uyu akazviwetera kurwara muchi blamer Gucci kuti ari rough ,mazvinzwacka kuti vakazoti ndine zvandakazviitira,madhara aya anenge akatakura kurema

  • @DarlingtonMarifiye
    @DarlingtonMarifiye Před 3 měsíci +21

    Gucci arip

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 Před 3 měsíci

      Camera man

    • @lindytv3075
      @lindytv3075 Před 3 měsíci

      ​@@dadiraimandigo4004uri kuti Gucci ndiye camera man? Bhoo kana zvakadaro

    • @rodneymike8940
      @rodneymike8940 Před 2 měsíci

      Akaenda kunowedzera fundo kumhiri yemakungwa

  • @Fivestar5227
    @Fivestar5227 Před 3 měsíci +3

    Headman Chigodora, you're the Superman. Thumbs up 👍

  • @user-rb8kq6yt8x
    @user-rb8kq6yt8x Před 3 měsíci +2

    Watching from England

  • @CleverMarongwe
    @CleverMarongwe Před 3 měsíci +3

    👏👏👏 Rambai makadaro headman

  • @noreennxumalo7413
    @noreennxumalo7413 Před 3 měsíci +1

    headman fone isaiwo pasilent

  • @nancytasarirenyi9233
    @nancytasarirenyi9233 Před 3 měsíci +5

    Camera man . Nhasi haasi kugona

  • @sheltermukamba8577
    @sheltermukamba8577 Před 2 měsíci +2

    Addicted nedare rino

  • @phionamusademba2856
    @phionamusademba2856 Před 3 měsíci +3

    Makadiiko headman pamber nedare renyu murikusunungura nzvimbo watching from Mzansi SA❤❤❤

  • @reasonmuzamhindo9738
    @reasonmuzamhindo9738 Před 3 měsíci +2

    Order👏👏👏

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 Před 3 měsíci +1

    the best headman,natural intelligence

  • @FredrickFungurai
    @FredrickFungurai Před 3 měsíci +3

    Headman chigodora is a Star ⭐✨

  • @user-ul3be7co3k
    @user-ul3be7co3k Před 3 měsíci +3

    Headman Chigodora muri HUCHI. Murikubatsira mhuri dzirikutambudzwa nehurombwa

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Před 3 měsíci +2

    Raramai makore mazhinjisasasasa Headman Chigodora❤

  • @boazibundo778
    @boazibundo778 Před 3 měsíci +1

    Watching from KZN 🎉🎉🎉

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l Před 3 měsíci +3

    Gucci kana asipo vanhu vanodherera order order pleasr😂😂😂😂

  • @tynosmncube3127
    @tynosmncube3127 Před 3 měsíci +1

    Watching from USA

  • @user-rf6pn2st7f
    @user-rf6pn2st7f Před 3 měsíci +4

    Kana munhu asati aroyewa anotaura zvaanoda mufunge isu takazvionera takabatsirwa na sekuru tasvu vacho sekuru havade munhu anotamba nepfungwa dzavo vanokuripisa mnje zvinhu zvinobatwa izvi zvinouraya haisi nyore kubata nyoka dzevanhu vakazvitsvagira vega. Huroyi hunodhura vanhu vashe. Ndakazvionera ini

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo Před 3 měsíci +1

      Taurahako hazi Tasvu unenge aona mavideo ekwachigodora kuona video kunebasa rei aàaa zvakaoma unenge usati waroiwa or unenge unezvikwambowo ndoosaka vachiwengaTasvu

    • @user-ix3ij9pg9d
      @user-ix3ij9pg9d Před 3 měsíci

      Hakuna muroyi anoda kubatwa anototsvaga zvekupikisa chete uku achitambudza vamwe vasina mhosva. Zvikwambo haisi nyore kuzvibata veduwee zvinouraya. Chero fly Emirates chaiyo haikwirwe nana punha kureva kuti service is the best saka tasvu ngaadhure kureva kuti ari kurumura vanhu

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps Před měsícem

      Chokwadi taura hako nokuti zvinouraya hako

  • @buffalotheghetoelevator2838
    @buffalotheghetoelevator2838 Před 3 měsíci +5

    Ma figures emari awo😮
    Sekuru Tasvu ngavasadaro💔

  • @richardmashingaidze1012
    @richardmashingaidze1012 Před 3 měsíci +1

    Muzukuru manyama

  • @user-ow8ft9sf6r
    @user-ow8ft9sf6r Před 3 měsíci +3

    Budisai mari maziroi Headman musasiye vachienda vanofunga kuti tirikutamba here. Kuramba zvavanoziva.

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 3 měsíci +3

    Nyika chokwadi ine matambudziko asi mune zvose tinotenda headman Chingodora nemoyo wenyu muri kushinga kuparadza chakaipa mumisha

  • @faithymuchinjiko-kp7tb
    @faithymuchinjiko-kp7tb Před 3 měsíci +1

    Headman ipai vanhu nguva yekutaura tizwe zvavanenge vasimudzira muoko kwete kudzvanyirira vanhu ..ipapo murikupatadza headman pagadzirisei

  • @eunicengwenya7990
    @eunicengwenya7990 Před 3 měsíci

    Vakambatwa avo vasharukwa izwezvi vachena ...ndinomutenda headman Chigodora nekuponesa family ❤

  • @lettymasibae6771
    @lettymasibae6771 Před 3 měsíci

    Mumanicaland tine vanhu vatodada navo pakuchenesa nyika , long live Chief Mutasa, Headman Chigodora, Karanganda tv
    Haikona zveava ava chief ava nxaaa hatizive kti chief mkdzi here or murume apa chironzo hapana
    Tisataure mazita👨‍🦯👨‍🦯

  • @florencemudzviti501
    @florencemudzviti501 Před 3 měsíci +1

    Headman chigodora to the world ❤

  • @gidchelseangengeza
    @gidchelseangengeza Před 3 měsíci

    🤝🤝🤝🤝chigodora woyeee

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 Před 3 měsíci

    i like this boy ,?mzukuru he is brave

  • @Tari2378
    @Tari2378 Před 3 měsíci

    Headman vane faith yakawanda mun'anga Tatsu. 🙌🏾Pakaipaar

  • @DosdjadjeValdo
    @DosdjadjeValdo Před 3 měsíci +1

    Tokuchinjai Zita muri hedmen manhama, wekhamera uwaudze izvozvo headmen

  • @AllenMhere
    @AllenMhere Před 3 měsíci

    Chief chigodora number 1 murikuita basa shemu but camera apa yaisatibata mushe watch from sA

  • @norahmudiwi3028
    @norahmudiwi3028 Před 2 měsíci

    Headman for the pple

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 Před 3 měsíci

    Well done Headman Chigodora

  • @user-rx6jq6tn6f
    @user-rx6jq6tn6f Před 3 měsíci +1

    Momz avo bhoo here mabeeds

  • @sunextraguestlodge727
    @sunextraguestlodge727 Před 3 měsíci +2

    Headman Gucci namaglzz varipi ngavadzoke kudare

  • @AmusedHardHat-qr1kg
    @AmusedHardHat-qr1kg Před 3 měsíci +4

    Gucc please aripi Na magirazi vanoita Kuti dare rifambe zvakanaka

  • @TanatswaLizwe
    @TanatswaLizwe Před 3 měsíci

    My headman❤❤❤❤

  • @MariaMsimango-os6fc
    @MariaMsimango-os6fc Před 2 měsíci

    Head man karanganda iri pi ndiri kuyi ona kumwe chii chakaitika

  • @ruemazuru223
    @ruemazuru223 Před 3 měsíci +2

    Muzukuru ane long sleeve t shirt ibasa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂and akatemba Sekuru wake vane orange 😂😂😂😂

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Před 3 měsíci +6

    Ko gucci makamuisa kupi ngadzoke

  • @shupikaicharlesmwashusha6471
    @shupikaicharlesmwashusha6471 Před 3 měsíci +2

    Cameramen be steady

  • @ChipoSamuelMuthine
    @ChipoSamuelMuthine Před 3 měsíci +1

    Taurai Mudya

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Před 3 měsíci +1

    Headman nyaya iyi haifanirwi kumhanyiswa kudai maifanirwa kuti pawo zvese mufunge hino mwandoiti gwaa gwaa hatina kunyatsonzwa full information

  • @herbertmutubuki8187
    @herbertmutubuki8187 Před 3 měsíci +1

    the background music and noise is not doing good...loving this DARE hangu

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 3 měsíci +2

    Madhara aya ane moyo wakaipa chokwadi

  • @idahmakotose2325
    @idahmakotose2325 Před 3 měsíci +1

    Headman Dai matongotonga nekudzidzisa mamwe madzishe matongerwo chaiwo nekt haaa magadzirisa chaizvo

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 Před 3 měsíci +1

    Murisei pano padare renyika

  • @rodneymike8940
    @rodneymike8940 Před 2 měsíci

    This dare is my medicine 💉💊

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 3 měsíci

    Dankoe that my headman 💯

  • @lovemoremuverengwi1268
    @lovemoremuverengwi1268 Před 3 měsíci +1

    Nyika yakatakura kurema

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před 3 měsíci +2

    Headman murikugona basa. Murokuponesa mhuri idzi. Tinotenda headman.

  • @FlorenceLikwakwa-ub7io
    @FlorenceLikwakwa-ub7io Před 3 měsíci

    Pic quality tops ..

  • @dumisanidube4773
    @dumisanidube4773 Před 3 měsíci +1

    Tinhi media....background audio 🔉 iyo it's disturbing .
    Next time fix there...

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Před 3 měsíci +1

    Avo mukuru vakapfeka shirt yeOrange havagone kutsanangura zvachose, nyaya yepagirazi yabatwa ndobva yasiyirwa panzira, ndobva pabatwa imwe futi, instead yekutaura kuti pagirazi pacho vakawoneyi.

  • @dennydennis8844
    @dennydennis8844 Před 3 měsíci

    Dare ra Headman Chigodora ndorifarira zvisingaite and thank you kune channel ino asi ndinechichemo hangu please sotai lighting and Pa focus apo musakanganwe

  • @arnoldtaguta1951
    @arnoldtaguta1951 Před 2 měsíci

    Batai basa headman musacheuka tarisai mberi shumba haicheuki kunorira mapere

  • @albertmaronga2610
    @albertmaronga2610 Před 3 měsíci +2

    Tasvu arikurova vanhu mari because they are desperate for help.

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Před 3 měsíci

    Order mudare

  • @ngonidzaishemasvanhise3958
    @ngonidzaishemasvanhise3958 Před 2 měsíci

    Kkkkkk Headman Chigodora murichibaba

  • @user-pb6gt5bz1m
    @user-pb6gt5bz1m Před 3 měsíci

    Magic dzana Tsikamutanda muchapatika henyu wanhu

  • @willardmanga8336
    @willardmanga8336 Před 2 měsíci

    Ndafarira family member ane summer hat uyo for his exceptional feedback.

    • @cathymars7139
      @cathymars7139 Před 2 měsíci

      That's my sekuru I call him my best my everything .My God protect him for us

  • @user-wh7dp4ph6d
    @user-wh7dp4ph6d Před 3 měsíci

    Pamusoyi Headman tinoku kudzai Changamire .aripi Cucci ngadzoke

  • @TariZiduche-yi5gc
    @TariZiduche-yi5gc Před 3 měsíci

    Ehooo order mudare

  • @ganyaz
    @ganyaz Před 3 měsíci +1

    musakanganwe kt tumadhara utu twakaromba kt tugone kuita nharo 😀😀😀

  • @simbagwariro8006
    @simbagwariro8006 Před 3 měsíci

    Chinhu chakapora ichi kana Gucci asipo.

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 Před 3 měsíci +1

    Zvakaoma musharukwa

  • @ProsperityTshikhovhela
    @ProsperityTshikhovhela Před 3 měsíci +1

    Headman makadii kwamuri

  • @user-zi3lb1ky5i
    @user-zi3lb1ky5i Před 3 měsíci

    Chigodora woyeeeeee
    Headman mofanira kufamba mativi mana muchiyananisa aroyi azere kwese kwese

  • @munyahmujeka3487
    @munyahmujeka3487 Před 3 měsíci +1

    Headman chigodora muchatidzingisa basa hatichagoni kugara tisana kutsvaka kuti hakuna latest here 😅

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 3 měsíci

    Tavepano baba 🎤

  • @trevortrevor1984
    @trevortrevor1984 Před 3 měsíci

    Uuuummm pane munhu arikuita mari 😂

  • @user-ob1nz9nz1q
    @user-ob1nz9nz1q Před 3 měsíci +1

    Camera man apa watirasisa

  • @MosesNyamudzvanapaza
    @MosesNyamudzvanapaza Před 3 měsíci

    Gucci ngadzoke kodare rakuitwa usiku here pictures vanhu havasi kuoneka

  • @eunamasanganise2674
    @eunamasanganise2674 Před 3 měsíci +3

    Chigodora is loaded with wisdom

    • @letwinmasheyedze9889
      @letwinmasheyedze9889 Před 3 měsíci +1

      He is very good may God bless him with much wisdom more years to headman chigodora

  • @Willmarmonah2312
    @Willmarmonah2312 Před 3 měsíci

    Makadii headman

  • @user-mc5ke6ur2y
    @user-mc5ke6ur2y Před 3 měsíci

    Mubobobo😂aaa zwakaoma 😅

  • @yeumakwindi1528
    @yeumakwindi1528 Před 3 měsíci

    Allen naGucci havafanhi kushaika please

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 Před 3 měsíci +2

    Tasvu anonwisa vanhu mudzepete, then voita hallucinate and start seeing stuff isipo 😂😅😂

  • @bishopchurchwellunyenya318
    @bishopchurchwellunyenya318 Před 3 měsíci

    Headman is a good judge

  • @fanuelmoyo6272
    @fanuelmoyo6272 Před 3 měsíci

    Gucci naMgirazi ndivo vakabata camera

  • @isaacmangulenje8459
    @isaacmangulenje8459 Před 3 měsíci

    Tiri kudzidza zvakawanda pama shows enyu headman. Tanga tichikumbirawo improvement pa picture quality. Pic quality yaivapo kare pa old channel iya yaifadza chaizvo!

  • @user-jm9jg3uh8z
    @user-jm9jg3uh8z Před 3 měsíci

    Headman chigodora Na chief mutasa chimbendaiwo nhedziwa mutambara mabhinya anesta

  • @edsonkasekera8875
    @edsonkasekera8875 Před 3 měsíci +1

    Headman bhadharisai $5 vanoita noise padare

  • @user-ez5xl1pi6j
    @user-ez5xl1pi6j Před 3 měsíci

    🤚

  • @keishachocre9707
    @keishachocre9707 Před 3 měsíci

    𝑀𝐴𝐾𝐴𝐶𝐻𝐸𝑁𝐴𝐻𝐸𝑅𝐸 𝑎𝑟𝑖𝑝𝑖 𝑛ℎ𝑎𝑖

  • @RueRue839
    @RueRue839 Před 3 měsíci

    Veduwe tokumbirawo mudzose Gucci pliz chikumbiro wo ndapota hangu

  • @user-qd1sc6ln5l
    @user-qd1sc6ln5l Před 3 měsíci

    😮headman wamaida acheneswe ndiyanikkkkkkkk

  • @LilianDzingai-tn2ut
    @LilianDzingai-tn2ut Před 3 měsíci

    Vachigodora tokukokaiwo kuMasvingo kwedu ,tanetseka shuwa

  • @Ndini172
    @Ndini172 Před 3 měsíci

    Murume ari kugadzirisa nyika uyu

  • @TatendaKarirangombe-yq1kw
    @TatendaKarirangombe-yq1kw Před 3 měsíci

    Nhaimi tete vangu nemwana wavo😳😳😳😳

  • @user-mn9je8dz1z
    @user-mn9je8dz1z Před 3 měsíci

    ❤❤❤

  • @VictorKambeni-et1zl
    @VictorKambeni-et1zl Před 3 měsíci

    Thank you headman chigodora munogona zvenyu

  • @simbagwariro8006
    @simbagwariro8006 Před 3 měsíci

    Kana Gucci asipo vanhu havaremekedzi Headman ummmm