Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Jatiwero Kuseri Naiza boom 💥 team munotigonera
Hanzi naNetsai ndikuda kuendawo🤣🤣🤣🤣Well done Director@NaizaBoom haa munondiuraya mhani nemaskits enyu👏🏾👏🏾👏🏾
What a good lesson kujudger munhu hakuna kunaka
who else heard this barsaka kungogeza chete muhomwe umu hamuna chirimo🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk kungogeza chate muhomwe hamuna chinhu
Kkkkk ma statement a Dhafu manyama kkkkk haaaaa Ozemwa maonererwa henyu izvo Amuna nechamunacho ndofunga KT nehembe makwereta cht kkkkkk
Uumm Netsai bho here 😂😂
Dhafu hnzi saka kungogeza chete asi muhomwe hamuna chinhu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk dziva vamakisa Shem 😂😂 to us the Mhofu tribe ...lesson learned
Naiza boom chibababaa kugaya comedy rakadziya hoyoooo unopinda Christmas uchinakidzwaaa
Its Jatis' laugh for me@dhafu "kungochena chete muhomwe hamuna chinhu"
Hanzi kungogeza chete muhomwe hamuna chinhu😂😂😂😂😂
Dhafu masofa angabookera mahara kugeza muhomwe musina chinhu
Dhafelo ,hanzi tingaboorerwa masofa mahara
Lesson learned 🙂 don't judge the book by its cover
hanzi netsai chienda tingaborirwe masofa mahara
@@Princessmoyo2471 🤣🤣 vanhu vanoda mari ndati
@@priveledgetom4990 yuh truee ...
Yes
Paida hona manje😂
🤣🤣🤣🤣🤣😅tingaborerwe masofa mahara
Ahhhhhh Has maybe ndini ndingatokuona iwewe ndokuonepi unenge uchadzokerei pano hahhahah Ndachida ichi Naiza Boom Never Disappoint
Kkkkkk hanzi vese ndivanani stick mabonzo
Thnks team Naiza nekutipa good lessons 👌🏽👌🏽✌️💜 ndimi vanhu vacho makosha
Nb ndiyo yandinoda tv iyi as long as kuna jati ❣️❣️thanks nb
dhafu kkkkk hanzi tingatoborerwe masofa mahara
Kungogeza chete muhomwe hamuna munhu😂😂
Sesuwo zvedu tinoseka tisati taona kana kunzwa nyaya dzacho naiza boom muri Super inizvangu munondigo era
Kkkkkkkkk aaaaaa Netsai nhaiwe kkkkkkkkk hanzi shena yekuratidza kuti waswera uchizunza madora🤣🤣🤣🤣🤣
Yaaaaa kuwana kunosiyana Jatiwero vakuwasha idzungu hre
Ambuya vanovanza sasi vachashora nerinozvimbira.
NB makanyanya guys you entertain us and educate us at the same time
😂😂😂😂 sekuru shava Mpofu
Chidzidzo icho tisadadirana muhupenyu nekut hauzivi zviri pamunhu .....l like that l wish kari ka season kanoenderera mberi
One of the best episodes ever!
Ini ndatanga kuseka papinda Paida kusvika ipere wena😂😂😂😂😂
Musairwa😂😂😂
Naiza munogona gys especially Dhafu uri magetsi
czcams.com/video/HuSdC73zZXs/video.html
Should really make this longer, like into its own movie really good stuff
Munodzidzisa gyz ❤️🥰 🔥🔥ndasuwa solo hamadzangu kk
Usashora munhu nekuda kwehembe dzaakapfeka vanhu vanodaro vakawanda zvekutodaro
Hanzi Netsai chivaperekedza tingazoborerwa masofa mahara😅😅😅🤣🤣🤣
Senzen asekera svoto ndamuona😂😂😂
Naiza Boom all the way... Thank you for intertaining us
Ichi inotibaa dzirimo sure 😂😂😂😂kkkk
Hanzi ndingaboirerwe masofa mahara
Jati ukwane unobva ku gwanda kupi iwe😂😂😂😂
Jatiwero is looking nice his body ikubvumwa nemafuta Face ikudyama grapes iyo Haaaaa 2022 you worked so hard my guy God bless you
Kkķkkkk dhafu to the world unenge uchadzokerei
😂😂😂😂kuGwanda kkkkk asi kwakasara hr
Tongodya zvichauya namhofu 😂😂😂😂
I love this Ozemwa's Shona l love chivanhu chaanopinza
dont judge a book by its cover
Nhasi ndaitawo top 5
Ndazwa urambe wakadaro zvinokudzwa .I wish you a Merry Christmas, Yours Blessing Bman K Alter Champion Milders💖
Dhafu kuvenga mkwasha Jatiwero kudaroo
i love nb pane akawona solution for broken heart
Jati’s laugh pataura Ozemwa zvekutsvaga basaWhat a lesson! Thanks NB 👏🏽👏🏽👏🏽
Kkkkkkkk ndinga borerwe masofa mahara
Mainini avo masekero acho 😂kunogarika here kumba uko
Hakuna mhofu yemukono yakadai guys , well done naiza boom
netsai kaa usadaro🤣🤣😂😅
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Netsai chiperekedza mnhu wako masofa angatoboorerwa mahara
It's wadii kutamba neshamwari dzako
Apo Gogoi tisvikewo Naiza boom
keep up the good work Nb much love 🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰💯💯🤩🤩🤩🤩
Ini ndinogadzira tumafuta twekuzora twakanzi Salem Quality Brands.Manje tengai mupe Jatiwero
Panenext hr guys Aaaah uuuummmm hey yaaa
Haaaa jati wazoseka ozemwa kkkkkk
Kkkk ana stick mabonso kkkk netsai una safer mashoko kna uchitaura nasis paida🤣
Dhafu Dhafu Dhafu hanzi mwanangu wadii kutamba neve zera rako
Hahahaah don't judge the cover by its book 😂😂😂
Dhafuu smile yachoo panyaya yemhari Ma1 kkkkkkk
I love your art Dhafu🤣
Jatiweri is number one 1⃣ 👊 💥🔥🔥💥💥💥 makanyanya
🤣🤣🤣hanzi uneng uchadzokerei hako kkk aah munonakidza vanhu imi love you all😘
Kkkkkk hanzi tinoboorerwa masofa mahara
Kungogeza hako muhomwe hamuna chinhu?🤣🤣
A good lesson thanks naiza boom🙏🙏
Maivacho ma 1😊
Hamuchiona manje, tuma skits twema 13mins utwu bho manje kupfuura ma episode ‘especially the one just finished ye party iya it wasn’t the best at least in my opinion 🤗
That's true
🤣🤣🤣 hanzi na Dhafu saka kungogeza chete muhomwe hamuna chinhu
Big up mhofu my bro havana pride havo ana Museyamwa ,luv you naiza team
Ana mhofu vanhu ❤
Hatisi machapa isu kkkkkkkk dhafu usadero kani
Saka kungogeza chete muhomwe amuna chinhu,ini dhafu ndamutadza kkkkkkkkk
Ndini ndichatozokuona kounenge uchadzokerei😂😂😂
Dziva smart kkkkkkk sure save havadi tsvina ndivana sekuru vangu neniwo
IGanda remvura asi muhomwe hamuna chinhu
Jatuwero pane basa😂😂😂
Just humble yourself don't judge the book by its cover team naiza you are very talented
this is a good lesson guys kip it up Naiza Boom
Good lesson indeed never judge a book by its cover
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 well done vanhu vangu
🤣🤣🤣🤣 don't judge a cover by it's book 🔥🔥🔥
🤣🤣🤣
Maona manje
Vegwanda ahoooyiii 😂😂😂😂😂😂😂 musadaroo gyz 😂😂 kwayii na Momms kwayii kwakanaka hako kugwana 😂😂😂😂😂😂
Matemai dressing rudziiko kkkkk
😀😀😀😀😀😀 jatiwero kamusekero kawazoita kuita come back mu90 min
You learned your lesson 😂😂😂😂😂😂😂😂☺️☺️
Senzeni got my likes❤❤❤
For the love of Naiza Boom
I don't know kuti it's the camera or what umm team naiza you are blooming amana mariyakutamba
Huyai nepart two guy
Kaunhu kekutsvaga ukama 😂😂😂
Kkk tingaborerwa masofa mahara,thumps up for dhafu
You are superb guys, you my day kkkkkk
Kuska Kwa jati kwandipedza wena well done jati it's true
kkk kungo geza muhomwe hamuna chinhu Dafu unpedza maSports
Vanhu tongoda kuchena tisingazive zvirimukati
Dhafu uye don't 😂😂
Chidzidzo ichi muupenyu ngatisatirisirane pasi
Jatiwero Kuseri Naiza boom 💥 team munotigonera
Hanzi naNetsai ndikuda kuendawo🤣🤣🤣🤣Well done Director@NaizaBoom haa munondiuraya mhani nemaskits enyu👏🏾👏🏾👏🏾
What a good lesson kujudger munhu hakuna kunaka
who else heard this bar
saka kungogeza chete muhomwe umu hamuna chirimo🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk kungogeza chate muhomwe hamuna chinhu
Kkkkk ma statement a Dhafu manyama kkkkk haaaaa Ozemwa maonererwa henyu izvo Amuna nechamunacho ndofunga KT nehembe makwereta cht kkkkkk
Uumm Netsai bho here 😂😂
Dhafu hnzi saka kungogeza chete asi muhomwe hamuna chinhu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk dziva vamakisa Shem 😂😂 to us the Mhofu tribe ...lesson learned
Naiza boom chibababaa kugaya comedy rakadziya hoyoooo unopinda Christmas uchinakidzwaaa
Its Jatis' laugh for me
@dhafu "kungochena chete muhomwe hamuna chinhu"
Hanzi kungogeza chete muhomwe hamuna chinhu😂😂😂😂😂
Dhafu masofa angabookera mahara kugeza muhomwe musina chinhu
Dhafelo ,hanzi tingaboorerwa masofa mahara
Lesson learned 🙂 don't judge the book by its cover
hanzi netsai chienda tingaborirwe masofa mahara
@@Princessmoyo2471 🤣🤣 vanhu vanoda mari ndati
@@priveledgetom4990 yuh truee ...
Yes
Paida hona manje😂
🤣🤣🤣🤣🤣😅tingaborerwe masofa mahara
Ahhhhhh Has maybe ndini ndingatokuona iwewe ndokuonepi unenge uchadzokerei pano hahhahah Ndachida ichi Naiza Boom Never Disappoint
Kkkkkk hanzi vese ndivanani stick mabonzo
Thnks team Naiza nekutipa good lessons 👌🏽👌🏽✌️💜 ndimi vanhu vacho makosha
Nb ndiyo yandinoda tv iyi as long as kuna jati ❣️❣️thanks nb
dhafu kkkkk hanzi tingatoborerwe masofa mahara
Kungogeza chete muhomwe hamuna munhu😂😂
Sesuwo zvedu tinoseka tisati taona kana kunzwa nyaya dzacho naiza boom muri Super inizvangu munondigo era
Kkkkkkkkk aaaaaa Netsai nhaiwe kkkkkkkkk hanzi shena yekuratidza kuti waswera uchizunza madora🤣🤣🤣🤣🤣
Yaaaaa kuwana kunosiyana Jatiwero vakuwasha idzungu hre
Ambuya vanovanza sasi vachashora nerinozvimbira.
NB makanyanya guys you entertain us and educate us at the same time
😂😂😂😂 sekuru shava Mpofu
Chidzidzo icho tisadadirana muhupenyu nekut hauzivi zviri pamunhu .....l like that l wish kari ka season kanoenderera mberi
One of the best episodes ever!
Ini ndatanga kuseka papinda Paida kusvika ipere wena😂😂😂😂😂
Musairwa😂😂😂
Naiza munogona gys especially Dhafu uri magetsi
czcams.com/video/HuSdC73zZXs/video.html
Should really make this longer, like into its own movie really good stuff
Munodzidzisa gyz ❤️🥰 🔥🔥ndasuwa solo hamadzangu kk
Usashora munhu nekuda kwehembe dzaakapfeka vanhu vanodaro vakawanda zvekutodaro
Hanzi Netsai chivaperekedza tingazoborerwa masofa mahara😅😅😅🤣🤣🤣
Senzen asekera svoto ndamuona😂😂😂
Naiza Boom all the way... Thank you for intertaining us
Ichi inotibaa dzirimo sure 😂😂😂😂kkkk
Hanzi ndingaboirerwe masofa mahara
Jati ukwane unobva ku gwanda kupi iwe😂😂😂😂
Jatiwero is looking nice his body ikubvumwa nemafuta
Face ikudyama grapes iyo
Haaaaa 2022 you worked so hard my guy God bless you
Kkķkkkk dhafu to the world unenge uchadzokerei
😂😂😂😂kuGwanda kkkkk asi kwakasara hr
Tongodya zvichauya namhofu 😂😂😂😂
I love this Ozemwa's Shona l love chivanhu chaanopinza
dont judge a book by its cover
Nhasi ndaitawo top 5
Ndazwa urambe wakadaro zvinokudzwa .I wish you a Merry Christmas,
Yours Blessing Bman K Alter Champion Milders💖
Dhafu kuvenga mkwasha Jatiwero kudaroo
i love nb pane akawona solution for broken heart
Jati’s laugh pataura Ozemwa zvekutsvaga basa
What a lesson! Thanks NB 👏🏽👏🏽👏🏽
Kkkkkkkk ndinga borerwe masofa mahara
Mainini avo masekero acho 😂kunogarika here kumba uko
Hakuna mhofu yemukono yakadai guys , well done naiza boom
netsai kaa usadaro🤣🤣😂😅
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Netsai chiperekedza mnhu wako masofa angatoboorerwa mahara
It's wadii kutamba neshamwari dzako
Apo Gogoi tisvikewo Naiza boom
keep up the good work Nb much love 🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰💯💯🤩🤩🤩🤩
Ini ndinogadzira tumafuta twekuzora twakanzi Salem Quality Brands.
Manje tengai mupe Jatiwero