Wakatomboedza kuUraya Mambo Nhasi Ndiwe Zvekare Wave Kusvibisa Nzvimbo Dzinoyera
Vložit
- čas přidán 17. 08. 2023
- Umwe murume wemunharaunda yeMakoni anozviti anobudirwa nemudzimu weNyati ounzwa kudare achipomerwa mhosva yekusvibisa makomo nenzizi dzinoyera. Mambo Makoni vanozoburitsawo zvekare kuti akambenge apangana nevamwe vakawanda kuda kuuraya Mambo chinguva chekumashure.
Kkkkk I went to school with a Chipunza ndivo varidzi vehumabo. Mbavha iyi yakapamba humabo
I love you mi chief l proud of you our king god bless you
Inhubu yemwana uyo Nyati, Nyati mukono vatsauka anoda kumboshapurwa zvishoma
Unoda kuuraya baba wangu iwe hiiiiweeee bhasopo
Iyo I Nyati mukono vatsauka kkkkkk ane kahutsotsi kaanako
Uyu murume vakatadza kumuongorora achauraya mambo itsotsi uy
Vanhu ngavaregedze kutisvipisira mutunhu wedu pliz👋👋👋
Nyati hais Mombe 🎉🎉🎉
Varikuda kuuraya mambo anotaura chokwadi
Thanks nhimbe t.v. we love you ❤
Thank you very much for the love 🫶. Tinokudai zvakapfirikidzai.
Samgananemubvunzo 😊
Hahaha ihondo
Nyati Nyati tese nyati asi makanganisa bvumai chete zvigadziriswe
Please should switch off their phones even the Mambo himself. They can't answer them anyway during court proceedings. Nyaya dzekuda kuromba. Matsotsi aya. Vano shereketa nezvembiya nyika yeseyese. He's a danger to the country at large!
KoMambo akapumha munhu pasina umbowo anoitwa sei?
Volume bhoo chaizvo chibaba Wakapedzera
Thank you very much.
Hezvo hanzi kuti uone Mambo panodiwa mari? Uwori huya hwakubuda zvishoma zvishoma manje.
Haha asi mapurisa amambo ndiwo akadaro ka apa.
Iyo TV inobhowawo iyi inotora time yakarebesa isati yatiratidza nyaya
Nyaya tinobuditsa everyday and tinoshanda neschedule. We only schedule our content paine time to avoid network challenges asi tinogutsikana kuti zuva roga roga vanhu varikuwana chekuona. Zvisinei tinokutendai nerutsigiro rwenyu.
@@nhimbetv ok thanks panozwika
Ummmmmm makoni usadarooo
Kkkkkk taurai tinzwe
Ngaafe uyu he is the worst chief in our country too much corruption kubira vanhu zvipfuyo nemari dzavo ne fake n'anga dzake dzeseri kwechuru ngaafe useless chief.
Chiduku
Uyo unoda kuuraya mambo wangu sei. Ngaripe. I love this mambo mhani nezvinyadzi zvavo😘
Kkkkk hahahaha
Yah nhasi mhepo yekwaMakoni yanga yatungirwa mudare neNyati. Yaitofiramo😂 ndatozviziva ichitanga kuti parikubuda mombe chete😅
Hahaha mombe yabuda
@@nhimbetv kana kuseri ndofunga atozombopfuranako futi. Haadzoke futi uye. Nhasi magona 🔥
Tatotadza kunakirwa nemi better to unsubscribe
Zvakanaka, itai zvakakusunungukirai.
Kusaona kwako hakuti tadzise kuona nekut basa rifambire mberi