Iwe Muroyi chenjera -Prophet T Freddy
Vložit
- čas přidán 27. 05. 2024
- Iwe Muroyi chenjera
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270 - Zábava
Nyaya dzangu nfadzinake nezita raJesu
Hàaaa prophet makanyanya,mwari ngavakushandisei
Amen and Amen prophet manyama ngazvinake ❤❤❤❤❤❤
Mamwe maporofita unovenganiswa nehama kkkkk apa kunorariswa kugomo kuti vanyatsodanana zvavo shame,
Manje zvese bvuuuu thank u Prophet mabatsira
Murume uyu nokupusa kwake anenge achataurira shamwai yake kuti ndanzi ndigodzoka an 11:00 nemukoma nehanzvadzi yangu. Reaction yake shows that he did not get it that the so-called friend is sleeping with his wife.
Eish murume uyu akadzungaira, shuwa anganzi enda unovata mugomo kuti munhu Asare ne mudzimai wako
Ndinamatireiwo prophet ndafa nekukosora nekupera simba
Varikuendeswa kugomo, muporofita achisara achishandira mukadzi weshamwari
Taurai Papa ndiko Kuti nyika lzive
Amen prophet makanyanya ndimi mega
True hapana chemahara.
Thank you man of God
Lililililililililililililililililililil kamhururu kangu porofitai babaaaaaaaaaaaaa ❤❤❤ vakdzi vanokonanisa vnkuu shuwaa 😂😂😂 ndokty vngware
😂😂😂😂😂😂 level rechihure racho 😅😂😂😂
Prophet ndibatsireivo
Thanks you prophit
1st here
Yaaa maone
hahahahahaha ma shamwari manyama 🤣🤣
Kkkkkkkkkk ndatoporofita musati madhomoka Prophet 😂😂😂😂😂😂
Baba avo yooo kupusa here chiiko, Jehovhah muripi ko maporofita otipedza
God help us
Macadhini profeti, profeti ndibhathireiwo ndapererua zano
Kkkkkk muri kudyirwa mukadzi baba
Zhukulu zhukulu😂😂😂😂 kim wakaoma
Yea prophet makanyanya
T FREDDY CHIBABA
Beauty is never a qualification for marriage. It's an added advantage though. Mukadzi akanaka sei asi asingatyi Mwari uye chakaipa haasi chinhu. It one thing to have a good wife and the other thing to have a pretty woman. BE WISE MEN!
Ende futi
Kumwe kupusa kwacho
Mweya mutsvene batsirai
Zibaba remasvosve kupusa
Kuwirirana nemaporofita sometimes kunoda kungwarira unodyirwa mukadzi chete 😂😂😂😂😂😂 vavhundunyura Prophet T Fredy makapenga
Todawo feedback panyaya iyi
😂😂😂😂😂 zvakaoma
Ndirikunzwa kuda mudhomoka boyz dzanguu
Kkkkk asika
Haaaa unopera power shame
Dhomokai baba takamiririra