Munosimudzira mweya wangu pazvinenge zvakarema
Thank you for the glorious songs
Takambokuudzai hazvina kuzopera mushe ,,Makajairira John masowe manje yakakubvisai chirikumeso
Zveshuwa iriko nhaka kudenga i lyk the song naroo vhangeri
Ndikafa ndichimunata ndinowana nhaka kudenga Jesu wakaiwana.
Kuzvida postor I yarasika
Amen tikafa tichinamata tinowana nhaka kuDenga
Amen tikafa tinoiwana nhaka kudenga totenda nekuimba kwakanaka
Geroriya
Amen chivimbiso kuno mwari baba
Gariyende shoko humambo huriko kudenga
I like the song nhaka it's sounding good
Garai pasi munamate mukomborerwe Na Isaka
Good message to the world thank u.
thts true mother may gd bless uuu
Nothing to say bt song iyi yakanyanya ummmm vhangeri ngariende mberi
Amen tiriko kumasowe
I need to know where to find where to gather in Uk
Amen tikafa tichimunamata tinowana nhaka mudenga
Ndafara mufunge nhaka kudenga irikoo
Amen... Chivimbiso
Its true god bless you
amen ndikafa ndinovana nhaka rambai makadero ndinoda masowe
It's true ngatirambei tichinamata nhaka iriko kudenga I like masowe
ngarifambe vhangeri
wow nice work
amen i rwendo rwekudenga
waaaaaal ncy amen
Amen
Zambuko igugwa ndiro jorodhani
Goated
Zambuko igungwa ndiro jorodhani
amen
powerful song
ichokwadi ichocho riksdag tichimunata tinonoona nhaka kumusoro kunababa kudenga Amen
tiriparwendo
Amen
amen
Amen
Ndozvakarehwa neMutumwa hre zvamukuita kutsvaga mari neZita rababa