I never get to understand this song until the 6th of May 2022 when my brother was shot in Capetown and died on the spot 😭😭 continue to rest in peace 🙏 🕊 mwana wamom till we meet again 💔 😢 Garegare we will understand it all
I'm sorry to hear this. My condolences may God comfort you. Me too my brother was shot in Capetown on the head and he died on the spot. My friend's brother also was shot in SA 😢😢😢😢 it's just too painful
tichasanganiswa pamwe tichitaura nyaya dzemakundiro amen ka part kacho kanokomborera neka part kekutiuti tikaparadzana tisatisaita zvekuchema ngatigwinye kunamata ummm .even so come Lord Jesus
Lyrics What about that one GARE GARE 1 Kurunzirwa misi yese kwakati kwakatitenderedza Mangwanani masikati nepanguva dzeusiku Pamabasa misi yese apo takazorora Chorus Hama tinoti gare gare kuti tazokunda Tichazosangana pamwepo tichitaura Nyaya dzemakundiro ayo takakunda navo zvirunziro 2. Tinoshaiwa zvekudya nekupfeka nedzimba Dzimwe nguva toshama kuti nei zvichidaro Zvedu ngatinamateyi tinokunda satani Tozonyatso kuzviziva gare gare 3. Kuti tinonzwa dambudzo tisaite zvekuchema Ngatigwinye kunamata tinokunda murinziri Kristu Jesu akatsidza kuti tungamirira Tozonyatso kuzviziva gare gare 4. Kuti tingaparadzane nyangwe tiri pamwepo Ngatigwinyei kunamata tigokunda kurunzirwa Kristu Jesu akatsidza kutitora kumusha Tozonyatso kuzviziva gare gare
😢😢😢😢chedu ngatinamate tinomukunda satan
Who else in 2020 cant stop listening to this song ....
Love this song so much
i miss camp meeting
2024
you will understand this song better when you lose someone you love
True
Now I understand
Amen 🙏
That's true and sure
Tichazvinzwisisa gare gare...may God help us to conquer sin kuti tizotaura nyaya dzemakundiro
Reminds me of solusi university....bulawayo
Amen Amen gare kana tazokunda tichasangana nevadikani
I never get to understand this song until the 6th of May 2022 when my brother was shot in Capetown and died on the spot 😭😭 continue to rest in peace 🙏 🕊 mwana wamom till we meet again 💔 😢 Garegare we will understand it all
I'm sorry to hear this. My condolences may God comfort you. Me too my brother was shot in Capetown on the head and he died on the spot. My friend's brother also was shot in SA 😢😢😢😢 it's just too painful
I'm so sorry for your loss, May God continue comforting you
I can't get enough of this song
lm a proud adventist ...from Bulawayo .Reminds me at solusi camp meeting ,,lovely
Sda handibudi chero zvodii kusiya zvakadai hazviiti so help me God
Amen tinoimirira tsuriro tirimo muReminant church
Dzimwe nguva toshama kt ngenyi zvichidaro😭😭😭😭😭
I was there, musi uyu takapinda church 👏🏽
Chokwadi
Tikabva tatokanganwa hedu zvemadhaka aiva akazara mumusasa waIsraeri
Elder Chinyonga ,Mbuya Nyabonda tichasangana pamwepi tichitaura nyaya dzemakundiri
Proudly S.D.A
Remind me of my little bro this was his favourite song .....gare gare tichasanganiswa
It reminds me of my father's funeral zvokwadi tichasangana
If me oooh yes
My mom's favorite song 😭may you continue to rest in peace mother
Oooh remembered this song baba vangu muchienda kuimba yekurindira 😭😭😭 rest in peace mom and dad
Hallelujah. ...Hallelujah......I love it when He sings.... pastor Chipunza......Amen...
Nothing beats adventist songs in venecular
I’m not Adventist but I love this song!! It gives me hope and encourages me to overcome.
I really do feel the Lord's presence when I hear this song🙏🙏🙏
Well understood when u loose someone dear to you.😭😭 Death will not cheat us anymore.
Camp iyi handiikanganwe kuchinaya apa madhaka bt takava nenguva yakanaka hedu,,best youth camp ever👌
Mota dzikanyura
Amen 🙏 plz kana pane anoiziva yose andinyorerewo
By and by when the morning comes.
this was the best camp i attended ❤
I always find myself back here , inondiitira hangu song iyi
I like the songs so much
I love this song, brings me closer to God❤️. Pastor Chipunza my high school Pastor🫶🏾
sure pano panyika hatingazvihwisise zvotoda takunda um in love with this song
am really proud of my church......tichazonyatsokuzviziva gare gare…….
dont be proud of ur church but be proud of your God
I love this song yoo
Amen Amen
When u are in a painful condition or wen u lose the ones who are so dear to u...u will understand this song much better
Kuti tiri padambudzo tisaite zvekuchema, ngatigwinye kunamata tigokunda.... Amen 👏🏾
Ngstigwinye kunamata tigokunda zvirunziro ,,,, my best Advent chorus of all times we will understand this world drama by and by
dzimwe nguva toshaya kuti sei zvichidaro asi chedu ngatinamate tinomukunda satan. Amen
proud of my church
Hey daughter
Amen
Proud to be an Adventist
Powerful❤🙏
tichasanganiswa pamwe tichitaura nyaya dzemakundiro amen ka part kacho kanokomborera neka part kekutiuti tikaparadzana tisatisaita zvekuchema ngatigwinye kunamata ummm .even so come Lord Jesus
Proud to be an Adventist. I love this song.
My favourite song, I like panonzi tinoshaiwa zvekudya zvekupfeka nedzimba
Till today making sense
Lyrics
What about that one
GARE GARE
1
Kurunzirwa misi yese kwakati kwakatitenderedza
Mangwanani masikati nepanguva dzeusiku
Pamabasa misi yese apo takazorora
Chorus
Hama tinoti gare gare kuti tazokunda
Tichazosangana pamwepo tichitaura
Nyaya dzemakundiro ayo takakunda navo zvirunziro
2.
Tinoshaiwa zvekudya nekupfeka nedzimba
Dzimwe nguva toshama kuti nei zvichidaro
Zvedu ngatinamateyi tinokunda satani
Tozonyatso kuzviziva gare gare
3.
Kuti tinonzwa dambudzo tisaite zvekuchema
Ngatigwinye kunamata tinokunda murinziri
Kristu Jesu akatsidza kuti tungamirira
Tozonyatso kuzviziva gare gare
4.
Kuti tingaparadzane nyangwe tiri pamwepo
Ngatigwinyei kunamata tigokunda kurunzirwa
Kristu Jesu akatsidza kutitora kumusha
Tozonyatso kuzviziva gare gare
Thank you .I love the song
Thanks for this
Meaning of the song pleased
Gare gare loves this song ,thank you my pastors
2024 im here
pastor Mangwende loves this song last week at southerton he sang it
what a great singer we have.
Tichazvinzwisisa gare gare !!!!am so proud of being An Adventist
I miss this type of worship
Me too
Amen. Beautiful voices. God bless you.
I'm still here 2021😵
Ko ndobudirei musangano rakadai ....ndingafe zvank asi ndirimo ......Amen
Proudly Adventist
Gare gare. Oh God may your name be praised
Amen brothers Proud member of SDA
amen let theWord of the Living God spread
Ndokumbirawo maLyrics eSong iyi
This was my mother's favourite song.
MHONDORO camp meeting 2012 naPastor Chipunza ,Pastor Chinhengo and fellow pastors ndakava nenguva yakanaka chose.
Ezosindiso ibambenjalo bafowethu
I feel blessed and uplifted whenever I listen to this song
I'm proud with my church. My Pastor forever
Waal waal. Cant stop playing the song
Give me that time all religion
AMEN tariro yatinopiwa iyo.proudly an ADVENTIST
2021 we here... Chokwadi tichazvinzwisisia Gare Gare
Pastor Mangwende dzokai kuBuhera baba mandifungisa Aleck Maundanhema
Ndisekuru vangu ivavo Aleck vakaimba song iyi unoti yatova kuenda kumusha
Ryt,,,, this somg is lit 🔥🔥🔥🔥🔥
Hallelujah, hallelujah, hallelujah
this song pastor mangwende sang it pa rufu pe muninina wangu
Sure by and by..... Amen and amen
Chokwadi gare gare kana takunda tichasangana.... Love tgis song
One of my best songs, I feel it in the nerves. We shall surely meet with our friends and family on how we were saved. Holy spirit help us
Ndinzo nziyo dzekuteerera idzi in this trying times ..Mwari wedu haatisiye tiritenga..Corona virus hauna simba muupenyu hwedu..Ishe tipei simba rekuti tigone kupfungama nemabvi edu nekunzwisisa zvinoreva shoko renyu..
Alleluyah....we will understand it by and by ....Amen
Inondipinza mumweya this song😢❤️
Luke 10:20
Nevertheless, do not rejoice in this, that the spirits are subject to you, but rejoice that your names are written in heaven.”
Tts powerful my mentor n Pastor...Mangwende...God bless u all
One of the best youth camps i attended
Me too the best of all
@@soultatenda4191maivako uku here baba
Nziyo dzerwendo. Strengthening song
Powerful men of God
Thnk yu ps Chipunza,Mangwende n Chinowaita nesong takomborerwa
Grace Mavenga !!!! Chokwadi gare gare tichaziva kana takunda.
AMEN ......we will understand it by and by
This camp was tops, I remember @ Ironcap.
I miss camp meetings in Jesus's name
what a song, which hymn number is this if its there ku Christ in Song hymn book
Ngaavongwe Jehovah
Thank you Tapiwa the Video and Audio Quality is good. The youth had a great time indeed.
It was a camp meeting dear the last sabbath we really enjoyed
Oh It remains me on my father's deatth.
Idzi ndidzo dzinoindisa kumusha hama ramba uchikanda tirimusango hama.
Chokwadi taura hako
Love this song
Amen Gare gare kana tazokunda
Amaphimbo amnandi. Praise God
Zviome zvirwadze ngatirambei tiinetariro maari tozozviziva gare gare
Gare Gare oh God wat a song
Pastor Mangwende my pastor forever
Does anyone have the lyrics ??
Tichazozviziwa gare gare amen
This music revives my soul