Mufana uyu is organised ,if you listen to what he is saying you will see that he is a real man ,ndaknga ndambonzwa kuti he is organised but nhasi ndazvinzwira ndega.Wish you the best mu rwendo rwako.Mwari vakukomborere.
My role model... Thanks for the wise words makanyanya Baba Remy. You are one of the focused Zimdancehall artists I know. Very humble and focused. #zookerboy🔥
Thanks bazooker pawataura zve patient let me try bro ndoda kufanana I really like you and pakuimba some of my music ndoita sewe Thanks bro one of the days zvichaita zvangu
,,, 😂😂😂😂😂 true ndozvandaiita to my daughter... Iiii mwana akandzwa nekurohwa ... But now am proud of her ... And I regret kumurova kwandaiita .. ndichimuti Siya zve music ... Akatanga zve music arikuma grade 2 book re home work raipera nekunyora ma songs... Ndakazvomu understandr after ndazo sheedzwa ku chikoro kwake ndakundzi mwana wenyu ndiye anotiimbira PANO .. Soo ndopamdakazo ndzwisisa zvemuaic izvi
Mufana uyu is organised ,if you listen to what he is saying you will see that he is a real man ,ndaknga ndambonzwa kuti he is organised but nhasi ndazvinzwira ndega.Wish you the best mu rwendo rwako.Mwari vakukomborere.
1 ghetto rauya riri sobha kwa Ola say no to drugs 1 luv BAZZOKER
Bazooka ari healthy drug free tiise maoko 🎉🎉🎉🎉
Kuita kunge paneni😂😂😂😂
Semunhu ane mukadzi ane musoro
Yeah aya ndomaartist atinoda, looking very sobber. Keep going bro 🔥🔥🔥🔥.
Bazooker ane kamwe kakudzikama kaanako and i like the fact that he went to the interview ari sober unlike most of the zimdancehall artists do
As an upcoming artist ive learnt that patience pays
I'm not trying to be in the music industry but I just loved and appreciated it when you said PATIENCE PAYS 🎉
Hoyoo thanks for bringing the man ....Olla pliz am waiting for The father of Dancehall the Gaffa himself pliz ndapota
Anobhadharisa Gaffa its more than 3k for an appearance
@@cheftaffiafrica6267kunyepa
Hoyoo
Uyo hamumuone zvekumhanya uko hahaha
Gafa haaende kwemahara 😂
My favourite song kumba kwedu,big up young man
Very humble indeed well done zooker I love the maturity. Keep up the standards. 🔥
I love bazooka kanii 🔥😭😭Ola please greet that boy for me 😭💋💋💋♥️♥️♥️
Ndomufarira mkomana uyu bazooker❤
yah.. zvamanje manje ndiwe king of zim dancehall yaaaahh!!
Bazooker doesn't waste time he goes straight to answer the questions. Confidence dziri tii
My role model... Thanks for the wise words makanyanya Baba Remy. You are one of the focused Zimdancehall artists I know. Very humble and focused. #zookerboy🔥
Thank you Ollah for bringing my favourite artist
favourite artist yekumama
Me too 🔥🔥🔥my role model
Wooow bazooker keep on kuzvibata bho urikutooneka kt kumadrugs hauko
Ndiye ega asati aguta hutsi hwemutoriro❤
I thing l have noticed n liked about Bazooker is that he is respectful from the way he speaks its shows munhu anobva kuvanhu. Well done keep it up
big up my xully @Colle aka bazooka ...Thanx olla for bringing my guy
Bazooka ndoto dada naye heavy kuxool
Mukuona chii mukoma ollah @bazooker💥
MUSHARUKWA WEIPAPO THANK U AIR MARSHALL OLLAH FOR BRINGING MUSHARUKWA
Zita richingoripo hariskutombodzimika ❤️❤️❤️😭
He looks very very sober. Handisi kuona any drugs mumuface uyu
Very true
anongotora dombo but anema limits
@@charletdube3957unenge wakangomumakawo iwe
Wise words and maturity is yu bazooker.... Muri muhombe musharukwa
Inspirational words from Bazooker,🔥🔥
Str8 Outa Baghdad!....Budiriro Massive!💯🔥
Thanks bazooker pawataura zve patient let me try bro ndoda kufanana I really like you and pakuimba some of my music ndoita sewe
Thanks bro one of the days zvichaita zvangu
If humble was a person, dude is good hake keep it up stay away from drugs.
Bazooker ndajamuka ndabukaaaa
Ukukwata here handisi kukwata
Achimwene 💪💪💪💪
A focused ghetto youth this one. Best wishes with your career Bazooka.
It would be good if Zimdancehall artists do collabos with international artists just to penetrate into the international markets. Just a thought.
Masasa Yandinosiona zvangu ende zvinoita ukure manje
Wonderful presentation. I am impressed.
Its a smile ya bazooker
Musharukwa chibaba ichooo❤
yoooh musharukwa munopedza 😊
The next legend in Zimdancehall
I just love the way you're ❤❤ngazviende mberi
Bazooka ndinomufarira hangu❤
Madondo im waiting for the Gafa bring him to the show . How hard is he in terms of social media platfoam. He doesnt like it isnt
Very calm and mature 😊
Yeeeeeh hooo hanzi hatife tinoita killing kumba kwedu tinogezera mu ceiling I like that song shem
Musharukwa,,I respect you sir
Iyo song Kumba kwedu takamboyi tamba akomana neteam rangu paNigel Jbg 2018
Smart sobber nice musharukwa
This guy sounds very mature.. I like him
Mfana uyu anorova mangoma anospaka
Thanx nemessage yekuroora mdara bazooker ndapabata
Ndoita yandoita andimiswe🥰
Musharuka my inspire❤
Very composed, sober and mature
He is mature... Salute
I enjoyed this interview 🔥😊
Waiting for ndosimba and the collaborations musharukwa❤
Yoooh thank you Ollah for bringing musharukwa,,,,,,,🔥🔥🔥🔥🔥⚡⚡⚡⚡⚡⚡but chimbodeedzaiwo mukuru gafa
Haabvumidzwe nemashefu
Kkkk gafa kwaOlla hauye
He handled himself well. A true representation of Zimdancehall .
Thanks Bazooker delaying is not denying.
That ring on Bazooka's finger is a sign yekurongeka.Ndazvifarira
mushrukwa ndeve hardcore and its in safe hands after jahlove
Bazooka we need more songs because he's been too quite
Talented young man
Cool ,Smart and Focused
Chale u are a big guy keep it real God will see u through
❤️❤️❤️❤️❤️❤️ bazooka ndabuka
I love the way you represent wer u from my guy keep up the gud work
He's greater than Enzo
Siyai kutaura munhu asipo toita nezve aripo
wanted to say the same but ndazoona hanku kuti comment section will attack me
Bazooker🔥🔥🔥🔥🔥
Was about to quit for real bro but because of you I'm going to keep on trying.. I'm an upcoming artist by the way and i go by the name Mr Liquidator
Weapon of choice.....💣💣
Yoooh musharuka anopedza🎉
Musharukwa❤
Bazooker moto🔥🔥🔥
💯💯💥 street chill sport
Nice bozooker🔥🔥🔥
🔥🔥zooker
Ndajamuka ndabuka🎉🎉🎉🎉
Zooker musharukwa 🔥🔥
Shasha yangu... Haaa muri vahombe
Mwana wamai Kole...chibaba ichi
❤❤ my favorite
🔥🔥makuruwan
MUSHARUKWA VANENKE VACHITODA
Chondiitira zvangu chifavourite changu ichi
zooker to de wrld
Gaffa ngarimbobatike panzvimbo
Yaman Bazooker mababa 🔥💥
My favorite zooker ♥️♥️♥️
Bazzoker i product ya joe grind
Powerful bazooka
Hoyoooo 🔥👍
Bro been real since day 1
,,, 😂😂😂😂😂 true ndozvandaiita to my daughter... Iiii mwana akandzwa nekurohwa ... But now am proud of her ... And I regret kumurova kwandaiita .. ndichimuti Siya zve music ... Akatanga zve music arikuma grade 2 book re home work raipera nekunyora ma songs... Ndakazvomu understandr after ndazo sheedzwa ku chikoro kwake ndakundzi mwana wenyu ndiye anotiimbira PANO .. Soo ndopamdakazo ndzwisisa zvemuaic izvi
Anonzan timusapote
Shannaz
Sampleman❤
Thank you 😊
A clean man
Anopisa uyo Akaimba na Gaffa
Musharukwa muhombe
❤❤Bazooker
Musharukwa 🔥🔥🔥
Lets Go Dj Olla❤❤❤❤❤