Check out the high energy performance from Sungura Prince Peter Moyo. Follow us on Facebook / nashtvz to check out more great content! www. Spoiler alert: SUNGURA WON!
Peter your band is no longer utakataka express,you must call it utakataka alliance, you managed to bring back all band members ,shiga , Spencer rega Obert ari shandise ane pamuromo mupfana wako anotaurisa ,aiuya kwauri achiti anoda magitare aive asingaoni kuti uri kumashandisa, kana aida zvekuimba angadai akati huya ti shandidzane kwete kuti ndipe
i wish Tongai was still alive, watching Peter doing this with the band. this is wonderful, so proud to see Peter performing like his father nemo nemo chaimo
Problem is everything chakarerekera to being african tochiti chakasara, ndozvatakadzidziswa, but whenever sungura painorira u dance subconsciously, we need to embrace diversity in music toziya every genre inoteererwa as long as ichiita utambe and uwane msg bho
Haa Peter uri kubata lead wangu. wave chamboko chewaya manje. But dread vari kurova drum avo dai ndine number yavo ndavakandira ecocash. Spencer na baba Gari bho madhara angu
Bolt Cutter doing what he does in Shivuri and Murozvi songs...lol Shida🤣😅you always make me smile when introducing Dewa! ...Peter praising Spencer😇..You guys are just a perfect team and thanks to criticism. i was introduced to Peter by social media criticisms and I'm grateful. Today i have something good to listen to🤗
Keep it up young boys. Its good to see kids rekindling the legacy of their parents. Picolo aka Yamathele mufana wepa DZ apo. BV Labien Musica, Diversity Music Collective
Peter Moyo you are number 1 please help Obert Moyo haaa akuita noise yakawanda paya aba voice rake aridi achiimba masong ewu Taka taka express zvoda myb achiimba mbira dzenharira kana kujoina vafana vanotsika ma monitor ava vemutoriro Zim dancehall myb zvingamubatsira
Spencer Spencer show them that you are the bolt cutter, lead igwe murikuridza rambai makadaro musarase the bolt cutter uyo nemi bolt cutter musasiye mwana uyo makamusirwa ndimi Sara pavana so show them the way.
imi ve @NashTv info panopera lockdown ingovhurai magate motengesa matickets moisa full bar ne catering stage yatovapo ka iyi.... Magitare ndizvo mhani.
To be fair Peter has improved. The young man is managing to hold his own. His confidence is boosting everyday. Keep going Dhehwa
Perfect
saka vanoti Peter haagoni varikurwadziwa
Nhai zvako iwe
maridzirwo akaitwa Bass from 26:57 - 27:15 ari legal here ayo..? Also, the Drummer needs to be investigated... 🤦♂️😂😂
Great performance Dhewa.!!
The legend Dhehwa never left, akachinja housing bedzi. Mwana wamambo ndimambo
Well done igwe💥💥✊
Anogona kumanager Peter
Well done young Igwee that's classic performance,,, Everything on point . Spencer I salute boss
Peter your band is no longer utakataka express,you must call it utakataka alliance, you managed to bring back all band members ,shiga , Spencer rega Obert ari shandise ane pamuromo mupfana wako anotaurisa ,aiuya kwauri achiti anoda magitare aive asingaoni kuti uri kumashandisa, kana aida zvekuimba angadai akati huya ti shandidzane kwete kuti ndipe
Iam happy for you Peter, I have always been praying that you make bro... This is good, the Dhewa we have always known lvs on.
Mfanha wakuseri kunge date renyaradzo keep it up Peter l salute you and the entire band where is Perego the machine
Kupfeka bhutsu dza mdara lead yabatwa apo ayisi kids game. #Zvinoita murudo
Well polished performance, improved voice, good dance moves, you silenced critics and keep it up !!!!
Peter ndiPeter haazombove Tongai nekuti vakatosiyana. Enjoy Peter's good music as it is. Twabam
Varume, madrums anga akabatwa
Wat i like pana peter magitare anodzoka sezvaari kunge amudhara ..kip it upp👍👍👍👍👍💓💖💖💖💖
Famba peter wakura mfanami watirangaridza Tongai ndaivada Daddy vako..music yavo haipere
Ndafunga Dhewa😞😞 ramba wakasimudza mureza Peter👏👏👏👏👏
Waaaaaaaaal Peter wakaipa xaaa kunonzi kugonesa excellent
nice one from peter
Spencer, Yamathele & Baba Gari I salute you.
Spero Spencer... Pakaoma, zita rinorema
The Bolt Cutter is doing his best on Bass Guitar 🎸🎸💪✅
Like him or hate , he maintained his fathers style....
Haaaa nice ummmm unogona wangu ndaiti pamwe kutaurisa chete
Taura hako, this is pure music
Ndatenga hangu apa ari pane imwe level
From #Soft Sungura.....Peter akachena zvake...
Ah kkkk iweka
@@givenmpoto2511 sure akauraya smart ikufitana neTv
i wish Tongai was still alive, watching Peter doing this with the band. this is wonderful, so proud to see Peter performing like his father nemo nemo chaimo
Well said bro
Welldone Peter apa wakagona zvako ramba Wakadaro unyadzise vaishora
Apa Peter akauya nebhemba kunge mushurugwi. Nice1
Mushurugwi mufana uyu
Nice zwinoita murudo welldone miss Tongi though.
Peter, ooh tora maruva ako🌹🌹🌹🌹wandionesa Tongai
Peter kuserii tnk yu utakataka
Problem is everything chakarerekera to being african tochiti chakasara, ndozvatakadzidziswa, but whenever sungura painorira u dance subconsciously, we need to embrace diversity in music toziya every genre inoteererwa as long as ichiita utambe and uwane msg bho
true that
Yah live show urikugona mpfana
Vaya vaiti Peter anokundwa nemufana uya wekuimba naRonnie Mudhindo haaa munonyepa imi....Peter kwakumberi guyz
Musarwisanisa vemhuri imwe ndatenda
drummer uyoo kauyooo
Haa Peter uri kubata lead wangu. wave chamboko chewaya manje. But dread vari kurova drum avo dai ndine number yavo ndavakandira ecocash. Spencer na baba Gari bho madhara angu
Peter adziya
Bolt Cutter doing what he does in Shivuri and Murozvi songs...lol Shida🤣😅you always make me smile when introducing Dewa! ...Peter praising Spencer😇..You guys are just a perfect team and thanks to criticism. i was introduced to Peter by social media criticisms and I'm grateful. Today i have something good to listen to🤗
Smart dhewa hey nice 1 Band rakarongeka
Keep it up young boys. Its good to see kids rekindling the legacy of their parents. Picolo aka Yamathele mufana wepa DZ apo. BV Labien Musica, Diversity Music Collective
Peter you are now ready for the bigger stage,
Hakuna ready for bigger stage voice iro rakamhazha kudaro
Obert ndizvo iwe Peter utsinye kuvenga brother yako
kkkk rikuputika asekuru famba petsooo 1 love
Yaaaaa wandibelivisa ..am always an utakataka fan ...am suprised unomenya lead ...but rasta vedrum ..vanodakuitirwa plan ..vanoziva
Welldone Peter Utakataka all love this song Samasimba.dance you killing it on fire
Shaaa unondigonera hako ramba vakadzvanya tosvika chete
Igwee famba Dhewa....usasiya bhachi ramudhara riya
peter this is the real utakatak . bring back Gaison and Willo AGAIN
❤ What a great performance
Wow this guy's voice has improved, well done men
hahaha tazogara hedu Singura kumberi ako BVumavaranda kandiitira kabva kaite nditsvage mamwe madhewa ese
Haa Peter akarega kutevedzera voice ra baba vake akugona bcz akushandisa voice rake Chibaba icho
Thank you BT dzidziswa lead guitar,dzidziswai na Mudhindo
Keep it up Peter. May the Lord continue to bless you.
Aa akurova peter
Mukuita basa moyo
Haa peter can dance guys 😍
Tyno Mccy but mudhara zvazvisimo azviwanepi mufana uyu
@@allentayengwa9839 practice plaz anotamba na baharare ka uyu kkk
Ndozvakashaikwa muna dad izvozvo,😆😆
@@allentayengwa9839 mdara vaitamba pachikuru. Kuzunguzira kunge Koffi
Dhewa had swagg musati maziva ichauya....noone has dressed kupfuura dehwa......many any years aenda
Ndafara kuona Spencer avo well done guys
Yaaa zvazvinhu
The youngest and greatest performer ❤❤❤❤❤
hahahahaha. hanzi na Spencer
dudu muduri, .....azvara mwana gaga ngaagwadame tione
team yakaipa iyi.
Peter kwakuseri🔥🔥🔥🔥🔥🔥👏🏻👏🏻
Keep up the good work Peter, you are getting there more love to you bro ♥️♥️♥️
Nice sound quality Nash Tv for now chimuti ndechenyu. Good sound engineers
Nice to see smile from shiga and the whole team aiwa murikugona basa guys
Tomira newe Peter uri simbi inorema.
peter anobatawo gitare hey thank you God
Wandifungisa mdara wako Peter ,eish ,song yawapinda nayo pa stage
zvinoita murudo waigona , well done ,
Peter zva zvinhu
Ronnie Mudhindo akazviona anorwadziwa
Keep it up young man good job,god bless you
Peter Moyo you are number 1 please help Obert Moyo haaa akuita noise yakawanda paya aba voice rake aridi achiimba masong ewu Taka taka express zvoda myb achiimba mbira dzenharira kana kujoina vafana vanotsika ma monitor ava vemutoriro Zim dancehall myb zvingamubatsira
I'm here for Spencer✍🏼
Tese teseee
thank you so much
You're in the right track brother, well done.
Nice peter
After all is said and done the roots alwyz sink to the heart Sungura is king... chisungura staera
I'm happy to see Peter improved well done Moyondizvo zviyende mberi❤❤❤
Apaaa warova hako sando kubva kuna aChihera special ❤😂
Bolt cutter batsirai young dhewa pama vocals nemagitare acho zvese, ayewa murikuridza varume rambai makadaro keep on keeping on, musaterere masasi evanhu vadzikisira. Keep on going.
Spencer Spencer show them that you are the bolt cutter, lead igwe murikuridza rambai makadaro musarase the bolt cutter uyo nemi bolt cutter musasiye mwana uyo makamusirwa ndimi Sara pavana so show them the way.
Great performance
Peter u are the best legacy yabab irpo ramba wakadzwany unotidadisa ma fans e utakataka
We love yu my brother keep it up Weldone
Nice one Peter...reminds me of yo Dad a legendary
Spencer, Spencer, Spencer....
from Southwood Kwekwe Dhewa
Yesiaaaaah mukurova baba
Peter kumberi😀😀❤️
good Peter
Haaa ndiDhewa ndiDhewa kkkkk apa madance vanomover, band rakaipa
Yesyaah
Keep it up Dewa
bass gitare ma oneeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee
Wakuseri young ingwe ,wakubata gitare zvazviri
Another level
Well done Peter keep going you getting there. On Iive shows you are best🎵🎵🎵🎶🎶🎶🎷🎷🎸🎸🎸🎤🎤🎧🎧
superb performance young ingwe ma1
hooo spenceeeeeeeeeeeeeeeeeerrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrr
🔥 fire. Unotsva
UTAKATAKA. Zvazvinhu.
Thanks guys 🙏🙏
You are doing well
Ras Drummer vakange vauya kubasa zvemashuwa ummm!!
Good job 👍
The way you hold that lead guitar yoh like father like son
Kkkkkkkkkk yaaaa keep it up Peter like father like son.wire dza Dhewa ndadzinzwa apo
Ndafunga kwa tongai moyo hauite
i like this.
Rera mazakomezaaaaaaaaaa.....the spirit of Bvumavaranda still lives on🙌. Ko kuzoita kaluff kamdara
Pita usacheuke muridzo wave kugonesesa iwe. Dance hall vese unovakunda. AnaJah master vanokuseka asi ivo vanoimba zvekuti even free show yavo haiwane vanhu tichiita kwako kuzobhadhara
haa Chief Sosombe mauya kuipaaaa manje. I salute!!!!
imi ve @NashTv info panopera lockdown ingovhurai magate motengesa matickets moisa full bar ne catering stage yatovapo ka iyi.... Magitare ndizvo mhani.
Sensor Ma1 boyz 🙌