![Testimonies](/img/default-banner.jpg)
- 3
- 33 404
Testimonies
Registrace 31. 10. 2022
Barrenness bulldozer
shiga shiga two years later proper proper
Created by InShot:inshotapp.page.link/YTShare
zhlédnutí: 636
Video
shiga shiga nguva yakwana official m1
zhlédnutí 153Před 11 měsíci
Created by InShot:inshotapp.page.link/YTShare
Jonas Kasamba &Shigashiga 6 months later
zhlédnutí 33KPřed rokem
Jonas Kasamba &Shigashiga 6 months later
Congolese we love you guys munotifadzaa zveshuwa
stupid
Speak your language guys you spoiling our language 😢😢😢
113.
Gogo hungwe .kkkkkkk isu tiri ku musica
Maakushambadza huroyi
Usauye pano uchitaura zvekumama ndosaka unejambwa zvehupenyu zvichikunetsa
From singing to N'anga promotions
Saka zvakaipei?
Nhymi
VARIKUMBOTI CHIIKO VAKOMANA AVA
Ngatibvisire Zanu Pf
No politics 🚫pa platform please
Casper Joe Chimanya Shiga Shiga chiBest
This combination is dangerous🤣
kkkkkk saka muri kusimbisa kuromba vapfanha imi
Pataurwa zvekuromba ndepapi nhawe benzi
Nhai
😂😂😂 Team iri soooka
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Yes yes our boys
Mercie
Shame for you guys. Seek the Kingdom of God 🙏, He will save you from such issues
Tikwanire uko munhu nemunhu anoita zvaanonzwa kuda saka akakuudzai kuti Gogo havazive mwari ndiyani ndosaka kune chinonzi culture usada kutivhiringa pano
Iwe @Mabhandi tungamirai munhu anoziva mwari chaizvo haaswero nyenga mukanwa mevanhu u are better than that
I believe in God 💯 but I'm not to religious
Ndokumbirao Congo dust guys
Bata Gogo Hungwe vanopedzera vanazvo zvese izvo
For what ufunukuzekabani😢 nge Congo Dast udakiwe umungazali don't ever try ukuzala ngempuphu yecongo Dast bro. Dingisihaqa not 🚫 Congo dasti
Congoleee
Entertainers
Our brothers
Wawqfa ne nzara ka.watiza macheso
Nzara zvangu ndoyandisina ,kutiza Kupi nhai ?
Maaakurombesa here
Chivanhu hakusi kurombesa asi ndinodambura muswe vanofarisa
Straight 💰
I love you Guys but hatiite zvemasangoma tonamata kuna Jehovha Mwari,Gogo hungwe musi wavanofa toenda kinani.Jehovha Mwari havaperi nekusingaperi.Leviticus chapter 19 vs 31 munosvibiswa nemasvikiro musatenda kwavari ndizvo zvonotaura Jehovha Mwari
@ obey magadzire usauye uchitiparidzira pano,magroup echechi aripo hobho enda unopedzera shungu dzako ikoko kwete kuuya pa platform yangu uchiparidza handina pulpit ndine alter wanzwa
@@007africanjamesbondprophet4 kkkkkķkkkk siyai zvana gogo hungwe tonyora zvatada pano data kana ndinaro ndorishandisa zvandada kuva nepulpit or kusave nayo shoko raMwari tinotingo riparidza
@@obeymagadzire8909 enda kuma page ekuchechi kwenyu nedata iroro inga akawandisa monoparidzira ikoko pano ndepe matsimony nechivanhu chedu
Nemafaro Positive Vibes Only pano
And others fellows
Hahaha Shiga nd Kasamba i lov u guys
They're brothers
mabushu ayaa....ekuDRC
Uneimba here nhaiwe nekuti vanhu ivavo vanodzo muno ivo vaurikuti mabushu eku Drc
@@007africanjamesbondprophet4 haaa iwee ko kuva neimba kwavo kunovachinjisa zvavari here dhemeti.......ndati mabushu chete ndambot havana imba here
Ndezvako izvo gara pasi
@@007africanjamesbondprophet4 newe enda kure uko saskamu
@@doctorprimash6197 rega ndikudimbure muswe iwoyo uzive kuti zviri real ndotanga newe
Koticha endereyi kuchikoro Ana Gogo varipo.
Endei kuchikorowe Gogo Hungwe vanobatsira vanhu vakarongeka varikutambudzwa nemamhepo pabatisisei ipapo
Maone apo boy remafaro
Team shiga shiga
Kkkk
Kasamber and Shiga Shiga