Notes: 1) if you are single you are incomplete and in order for man to be whole you need to be joined to your wife Genesis 2:18- God saw it that it is not Right for Men to be Alone. 2) Isaac wife was chosen for him by an angel. The problem is we are currently looking for physical looks than the heart.
Mmmm this man kudenga kurikufara nebasa guru raari kuita Ishe ngamuwedzere makore akawanda okurarama vazhinji vaponeswe naye. God bless you Elder Maponga.
2024 this sermon is on repeat. Amen and Amen
powerful
So powerful
What a powerful message
Mharidzo dzomurume uyu dzinobata moyo amen.
Amen
Also hatichanamate takatarisa Saturday or Sunday but tinotarisa pana Jesu ANOVA muvambi nomukwanisi wekutenda kwedu.. Sabata rakapfuura nokuti Jesu akazadzisa zvese.. Kuti Saturday nekuti Sunday it's pagan..
Mwari anga akamirirwa na Abraham akauya kare.. Jesus Christ is God in the flesh.. He said before Abraham was I AM..
Aaamen thanks
Powerful
He was amberssodor of Christ
Amen that's powerful
Powerful sermon ohh yes
R.I.P my elder
ndokumbirawo kubvunza Church yavanoshumira zita rayo
Amen Elder Maponga your sermons strengthen me
Amen
Amen
Forever remembered! Powerful preacher, the G.O.A.T.
Thanks vaMangoro. Machengetedza nhaka yomuranda waShe uyu. MHSRIP
True. He will continue preaching until Jesus comes again. Blessed Sabbath
Notes: 1) if you are single you are incomplete and in order for man to be whole you need to be joined to your wife Genesis 2:18- God saw it that it is not Right for Men to be Alone. 2) Isaac wife was chosen for him by an angel. The problem is we are currently looking for physical looks than the heart.
Powerful 🙏
Come on defrenza,
Rest in peace elder
Sure, there's no joy in sin, happiness is found only in doing good.
RIP Elder
Rest in peace shumba yadhavita
I respect you elder Maponga
Amen 🙏🙏🙏
Amen amen
Most o diz elders fear 2 b prophecied dts wy dey ar after prophets..if e bible says they wl b false prophets it ddnt say al prophets ar fake.
Joel said sons ñ daughters shal prophecy...
Mdara munondiitira zvakanaka
Glory
Thank you lord i repent
Poweful
Poweful
Great sermon from elder maponga
Kana ukakona kuona denga pakadai so wariramba hako
Amen so powerful
Amen mfundisi
Powerful
Amen amen kutenda Mwari nevhangeri yazvokwadi ukanzwa shoko iri ukasatendeuka ibvawaziva kuti moto wakakumirira
So powerful
Amen
Hey ndoo chinonzi chokwadi chekuguma kwengu Mwari daivatibatsira maitahenyu elder
Powerful messg Elder Chikonde
Amen please
Please I'm in Ghana and I suggest you translate to English 🙏
Kunamata kuchine zuva here muna Jesu nekuti zororo redu ndiJesu Sabata ndi Jesu ndimo matinozorora kwete zvezuva
Tinonamata mazuva ese kungawa kumba or kubasa etc...asi tashanda 6 days tine zuva rimwe ratinofanira kuisa parutivi sezvinorewa shoko kutt tizorore nekurumbidza Ishe sekukomborera kwaatiita muvhiki uye kurangarira jehovha.......
Mmmm this man kudenga kurikufara nebasa guru raari kuita Ishe ngamuwedzere makore akawanda okurarama vazhinji vaponeswe naye. God bless you Elder Maponga.
Amen