![MBUYABANDA](/img/default-banner.jpg)
- 160
- 121 866
MBUYABANDA
Registrace 30. 05. 2017
Actress,comedian that specialies on social media skits, Advertising life hacks and health awareness compaigner.Mc host,motivational speaker,Brand ambassador ..
Video
Mental Health Issues Awareness in Zim is a must.
zhlédnutí 343Před 2 měsíci
Mental Health Issues Awareness in Zim is a must.
Pamela Chigutsi..#mentalhealthawareness
zhlédnutí 620Před 2 měsíci
Pamela Chigutsi..#mentalhealthawareness
mmmm its Zim Labour for sure asi muri nurse or makaitambwa, ini pandatoona izvi ndabva ndatotya kuita imwe nhumbu mmmmmm exactly zvirko izvi
Baba vevana ava varipi
😂😂😂😂😂ayiii
😂😂
A black child story zveshuwa. Ukasatomira kuti kwete hauna chaunozviitira pachako nemhuri yako uchichengeteswa vana vema siblings ako. Vana mother so ka. Ma1 chaiwo. The day you say handichakwanisi, you become the enemy of the family.
Smoother
my favourite person ❤
Kkkkk
Kkkkkkk hanzi jadere
Kkkkkkkkk mbuya bhandakaaaaa itai mushe
Vasikana zvonzwisa tsitsi
Kokalaugh makanzwa here 😂
😂😂😂
Zvimafreeze zvinenge zvakaiswa nederere Pamela iweka 😂😂
Kkkkk voice ra Baba Dylan
Ichokwadi 😂😂😂ndo zviriko
It's comedy therez absolutely nothing bad about that
Iye anenge achikubvunza anenge anezvivindi....kkkk
Kkkkkkkk either chicken inn or nothing 😂😂😂😂😂
😂😂huye bodo mugoni wepwere ndoasinayo
😂😂😂
I thought uniform yeku church inoremekedzwa ini mmmm mari ichatiparira hama dzangu this is bad
Hmmmmmm dzikamai
Umm you can say that again I'm sure varikumanikidzwa kupinda kereke vasingade ngavarege kwete kutisvibisira zita
😂😂😂😂
Irkuonekaa
Nd futi soo😅 zvinoti kurwadza zvoti kusekesa
My mum vakazoshaya but we didn't know how to handle her. We really need help panyaya ye Dimentia muZimbabwe
Pamela sooo❤❤❤❤
Mbuya banda hezvoo ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Musatamba nezve chechi imi. Munorohwa neshamhu mai imi. This bad
Ko hama dzenyu dziri kuroya nekupomba murikutii nadzo
Sis Pamza
Kkkkkk imi
Itirwai nyasha chiremba musadaro imi munesema munhu kudaro
Yoweee ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Mhama ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Wooow keep going higher ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Opposite yaProud chaiyo😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Mbuya Anna woyeeeee kwakashota quart reCastle chete
Musapembedza bad things, gafa raresva apa. ZvaMwari musaita majokes, munorohwa neshamu. This s bad
You remind me of my late mother😢..RIP Mhamha i will forever miss u
Muchatidzingisa basa😂😂
Yohwee manyama mhayiweee anhuwoyeee nyanyest ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Bhozvekuti wakanyanya wena ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Chimhama icho bhozvekuti ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Ndirikutadza ku jumper gate😂😂😂😂
Masisi vane transparency hanzi ndipei makey ndukutadza kujamba😂😂😂
kkkk mnuyabanda
😂😂😂😂shoshari midhiya iyi inoswera uchibvaruka nekuseka Pamera ka
😂😂😂 pamzo
Sokostina musanyepere kuzungaira 😂😂
kunhumburiswa naaPetros😂