Ko imi kana muri vakuru mazviona kuti atadza kana mafunga kumuregerera madii kungomuregera zviripachena mozviisa kuna Mwari wemuri kutaura , hamuoni here kuti imi makutoita mhosva inokunda yaakaita maitirei zvepa media , muribatendi vakadini vanoti kana matadzigwa moinda pa tv kuti ruzhinji ruone nekuziva kuti ndimi matadzigwa haisi tsika yakanaka iyeyo kududza kuti nezvamunenge matadzirawo vamwe munozviisazve here pa tv kana pa media sezvamaita izvi pamatadzigwa , saka izwi redu ririkuti itira mumwe munhu zvaunoda kuzoitigwavo kududza rudo semaparidziro emunoita, saka imi ndizvo here kuti atadza anoiswa pa media ndatenda nezvamuchapindura tobva tadzidza tese ipapo kana kuti mutumbi mitatu iripapi pakuita kwamaita uko
ini handina mudhara kumasowe never never ever wangu mudhara anobva kune musumbu wemvura nedutu nemheni ndingaite mudhara anofa here. usave nevamwe vaMWARI KUNZE KWANGU INI We will never worship fakesters and sorcerers.
Drama and good marketing strategies
Zvawe zvekushambadzira here madxibaba kuburitsa ko vadare basa rawo nderei kuburitsa pachivhiti vhiti musadaro abvuma wani
Uyo mhozi uyooo aaaaa ndiye goraka manje Uyo
Makaromba imi mapirofita enhema dzega dzega hamuna mweya
Drama
Dzangova n'anga idzi makadyiwa netsananguro
Zvakagadzirwa izvi musatambe nepfungwa dzedu
Staged dramma mxm
Kunyepa uku hazviko izvi
Katsiru pamarondera
Anamadzibaba nhema
Vese varikutonyepa vanhu ivavo
Same WhatsApp group mese murikuita chinhu chimwe ndapedza Ini
Ko imi kana muri vakuru mazviona kuti atadza kana mafunga kumuregerera madii kungomuregera zviripachena mozviisa kuna Mwari wemuri kutaura , hamuoni here kuti imi makutoita mhosva inokunda yaakaita maitirei zvepa media , muribatendi vakadini vanoti kana matadzigwa moinda pa tv kuti ruzhinji ruone nekuziva kuti ndimi matadzigwa haisi tsika yakanaka iyeyo kududza kuti nezvamunenge matadzirawo vamwe munozviisazve here pa tv kana pa media sezvamaita izvi pamatadzigwa , saka izwi redu ririkuti itira mumwe munhu zvaunoda kuzoitigwavo kududza rudo semaparidziro emunoita, saka imi ndizvo here kuti atadza anoiswa pa media ndatenda nezvamuchapindura tobva tadzidza tese ipapo kana kuti mutumbi mitatu iripapi pakuita kwamaita uko
Ok shura iriajamawaanep mapipi
Ko nyaya yacho yadii kungotongwa kuma bag or kudare zvoperera ikoko.Ko zvashambadzirwei ma secrets acho
Koakaita sei....zvii zvirikuitika, apa pamose toparara everytime pandouya kuZim.
Uuuu yes chipostory is Holly hapna zvnoitwa zvkavanzika mweya uriko
Hatidi drama maburitsa video kuti zvidii
Apa hapachina nyaya madhara angu kana munhu abvuma kuipa kwake zvapera torai zvinhu mupise iye atendeuke patsva. Regai kumupengera munobuda kunze kwemagwaro amen
ini handina mudhara kumasowe never never ever wangu mudhara anobva kune musumbu wemvura nedutu nemheni ndingaite mudhara anofa here. usave nevamwe vaMWARI KUNZE KWANGU INI We will never worship fakesters and sorcerers.
baba JOHWANI Anoera haana kumboita zvinyaya zvese izvo sangano raparadzwa neteam iro evil evil evil zvino umwe akadonha nemota nezuro nazvozvekuda kunamatwa izvo
mudhara kumasowe here anababa zviri pamitumbi miattu here izv anababa
zvekwababa jowani hazvid paCZcams izv ana baba makutoita maJounalists kumasowe
Whats the purpose of this video kana imi muchiti muri kudzidzisa. kusvibisa zita raMudhara wokupi .Kumasowe hakuna chinonzi Mudhara.
Imi vanhu vose Ava vese vakarasika waz meaning kare kare kkk
Mukutoita drama mukusteja deal kuvhara plz have e word mukusavanhu Tek pple to Jesus with e ministry of e word
Johanne ratove svikiro rekwanevaji
Ndezvenhema zvose izvi mkutamba naMwari madii kuverenga shoko raMwari musiye zvematunyaya read e word
which word
Shame ngaaziwe mwari munhuu uyo Lucky dai akangwara akaramba mabasa akayipa ayo
Ibvai pamavideo
mdara Katsiru musatendeutswe naMoses but tendeutsai MOSE
Vamwe chete ava
Ndi Katsiru uyo?
Tendeukayi mese imi.Murikuita zvinyangadzo
ARIKUSHANDISWA NA SATAN ASI MWEYA MUTSVENE HAUNA KURARA